< Revelation 11 >

1 A nyan ubina in wuzi katumani kasi ubina uba sa. agunmi “hira ubati udenge Asere nan na hira utonzino udenge Asere, nan de sa wa wuza ni nonzo anyimo an uni.
Zvino kwakapiwa kwandiri rutsanga rwakaita semudonzvo, mutumwa ndokumira achiti: Simuka, zvino yera tembere yaMwari, nearitari, nevanonamata mairi.
2 Anime kati ibati matara mudenge Asere me ba, barki a nya anu zatu rusa utize ta Asere. wadi patali nipin nilau tipeu a kura nazi in tini tire.
Asi chivanze chiri kunze kwetembere urasire panze, uye usachiyera; nokuti chakapiwa kuvechirudzi; uye vachatsikira guta dzvene pasi mwedzi makumi mana nemiviri.
3 In di nya ana kadura kam ana ware ubari wabuki tize tigebe satidi cukuno arino kirau kana kirau inkani kare in na kuru tas ma soki turunga tima pori.
Zvino ndichapa simba kuzvapupu zvangu zviviri, zvino zvichaporofita mazuva churu nemazana maviri nemakumi matanhatu, zvakapfeka masaga.
4 Anu inpo amwru agino me wewani matiti muzaitun mare nan mapitila mare sawa turi aje ugomo unee.
Ava miti miviri yemiorivhi, nezvigadziko zvemwenje zviviri zvimire pamberi paMwari wenyika.
5 Inki uye mawuna iruba unoki uwe, ura ususo anyo tuwe uri aroni ishina iwe. vat unu nyara unoki uwe, ya cukuno gbas ahume una uginome.
Zvino kana kune anoshuva kuvakuvadza, moto unobuda mumuromo wavo uchiparadza vavengi vavo; uye kana umwe achishuva kuvakuvadza, anofanira kuurawa saizvozvo.
6 A nu impo amaru aginon me wazin nu bari wakorso azesere barki kati arubi ure uganiya sa wazin tize tigebe sa tidi cukuno anime. wazin nu bari waga miri ka mei ma cukuno maye, wakuri wavavi unee inti koni sasas vat uganiga sa wa ira iriba iwe.
Ava vane simba rekupfiga denga, kuti kusanaya mvura pamazuva ekuporofita kwavo, uye vane simba pamusoro pemvura, kuti vaishandure ive ropa, nekurova nyika nematambudziko ese nguva dzese dzavanoda.
7 Uganiya sawa mare unya uinpo amaru awe, inama inija sa ususo ani wa nun zatu ubinani madi wuzi nikono nan we madi riwe mahu we. (Abyssos g12)
Uye kana vapedza uchapupu hwavo, chikara chinokwira kubva mugomba risina chigadziko chichaita hondo navo, ndokuvakunda nekuvauraya. (Abyssos g12)
8 Mu kizi muwe me mudi tozi azesere una uni pin ni dang ni gino me (ige be sa ubu ka u ini une uni atisa usaduma nan nu ma sar) a hira sa agankirka ugomo uweme.
Uye zvitunha zvavo zvichava panzira dzemuguta guru, rinonzi pamweya Sodhoma neEgipita, pakarovererwawo Ishe wedu.
9 U hana utiye ti taru in nu kasu aye anyimo nu vat, nan nalem, nan na nabu wadi hiri mukizi muwe. wa di game uhem a sokuwe anyimo amu cau.
Zvino vanobva kuvanhu nevemarudzi nevendimi nevendudzi vachaona zvitunha zvavo mazuva matatu nehafu, uye havangatenderi zvitunha zvavo kuti zviiswe mumakuva.
10 Ana ticukum tunee wadi wuzi apuru arum in ni gap ace awe. wadi nyan gizi ace-ce ti mumum barki anu kurzu zo utize tigino me ware sawa azabtar in nanu ticukum unee.
Neavo vanogara panyika vachafara pamusoro pavo nekupembera, uye vachatumirana zvipo, nokuti vaporofita ava vaviri vakatambudza vanogara panyika.
11 Anime uhana utiye ti taru in nu kasu, Ivai uvengize usuro ahira Asere idiri be anyimo awe a anime wadi tonno ati buna tuwe. ande sa wadi iriwe wadi kunna biyau kang.
Zvino shure kwemazuva matatu nehafu, mweya weupenyu kubva kuna Mwari wakapinda mavari, vakamira netsoka dzavo, uye kutya kukuru kukawira vakavaona.
12 A anime wadi kunma ni myiran ni tissa azesere ni gusan we, “nyeneni abanna!” a anime wadinduse azesere anyimo ama gajimani ani shina iwe me umuhira me.
Zvino vakanzwa inzwi guru richibva kudenga, richiti kwavari: Kwirai pano. Zvino vakakwira kudenga vari mugore, vavengi vavo ndokuvaona.
13 U gino uganiya me adizi adi zuruno, u pensar uinde anyimo ukirau anu madube mamu sunare wadi wiji usuro zuru no adizi me, ande be sa wagame biyau bidi mekkuwe wa nya ni nonzo uhana ugomo Asere azesere.
Zvino nenguva iyoyo kwakava nekudengenyeka kwenyika kukuru, chegumi cheguta ndokuwa, nemazita evanhu zvuru zvinomwe vakaurawa mukudengenyeka kwenyika; vakasara ndokuvhunduswa, vakapa rumbidzo kuna Mwari wekudenga.
14 Tikoni tikure ta aka. gunkuno! tikoni tu taru ti eze dibe dibe.
Nhamo yechipiri yapfuura; zvino tarira, nhamo yechitatu inokurumidza kuuya.
15 A anime bibe bika dura ka Asere bi sunare bidi hure nihure nume, a myiran a so kang abuki tize anyimo azesere agi “tigomo tu nee ta cukuno ti Yeso umeme. madi wuzi ti gomo tu za tu marsa vat. (aiōn g165)
Zvino mutumwa wechinomwe wakaridza; manzwi makuru ndokuva kudenga, achiti: Ushe hwenyika hwava hwaIshe wedu, nehwaKristu wake; uye achatonga kusvika rinhi narinhi. (aiōn g165)
16 A anime anu buka tize akum nawe akara re in na nawa nazi sa wa ciki ati hira ti dadang tu we aje ugomo Asere, warizi muhenumu we a dizi, wa wuzi: Asere ni nonzo.
Uye vakuru makumi maviri nevana vagere pamberi paMwari pazvigaro zvavo zveushe vakawa nezviso zvavo vakanamata Mwari,
17 Wagu “Tawuza we ankoi, acoo Asere, u na ni nonzo desa mazi aname nan desa ma zi dati barki sawa zika ubari uwe watuba ti gomo.
vachiti: Tinokuvongai, Ishe Mwari Wemasimbaose, aripo, wakange aripo, neachauya, nokuti makatora simba renyu guru, uye makatonga.
18 Muruba mu curzinome anabu amma hasslar uwe wa aye. uganiya wa aye sa adi weki anu wejo tize tini kubu, sa udi nya ukalum uwe a hira arere ana kaduma ka we, nan nanu nya uhem, nan desawa kun na biyan bini zanuwe, ucin nannu dang. uganiya wa wuna sa udi huan desa wa zin nu huma unee”.
Zvino marudzi akatsamwa, uye kutsamwa kwenyu kwasvika, nenguva yevakafa kuti vatongwe, uye kuti mupe mubairo kuvaranda venyu vaporofita, nekuvatsvene, nevanotya zita renyu, vadiki nevakuru, uye yekuparadza vanoparadza nyika.
19 A anime apoki udenge uni nonzo na Asere sa ura azesere, iri.
Zvino kwakazarurwa tembere yaMwari kudenga; kukaonekwa areka yesungano yake mutembere yake; ndokuvapo mheni nemanzwi nekutinhira nekudengenyeka kwenyika nechimvuramabwe chikuru.

< Revelation 11 >