< Umatiyu 18 >
1 Uganiya uguno me anu tasa umeme wa eh ahira a yeso wa ikki me wagu, “Aveni ma teki unu gbadang anyimo ati gomo ta seseri?”
Nenguva iyo vadzidzi vakauya kuna Jesu vachiti: Ko ndiani mukurusa paushe hwekumatenga?
2 Ma titi vana ucin anyumo awe.
Jesu akadanira kwaari mucheche akamumisa pakati pavo.
3 Ma gu, kadundure inbo shi in daki ya kurzo ace ashi kasi ahana acicin ba ida ribe shi anyimo ati gomo ta seseri ba.
Akati: Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Kana musingashandurwi mukava sevacheche, hamungatongopindi muushe hwekumatenga.
4 Vat de sa daki ma zika nice anyo ire imum kasi vana ucin ugeme ba, mada ribe me ati gomo ta seseri ba.
Naizvozvo ani nani anozvininipisa semucheche uyu ndiye mukurusa muushe hwekumatenga.
5 Vat de sa makaba vana ucin kasi ugeme barki mi, i mani makaba.
Zvino ani nani anogamuchira mucheche umwe wakadai muzita rangu anogamuchira ini.
6 Vat de sa ma wunā unu inde anyumo a hana ageme macara abangan sa wa hem in mi, idi teki a tirzi me unanzu udandang irir areki me anyumo uraba udandang uconcon.
Asi ani nani anogumbusa umwe wevacheche ava vanotenda kwandiri, zvaiva nani kwaari kuti guyo guru risungirirwe kupoteredza pamutsipa wake, anyudzwe mukudzika kwegungwa.
7 Wa dee une barki ucara abangan ya cukuno gbass ucara ucara abanga u eh, de sa ma wuna una me ma dee.
Ine nhamo nyika nemhaka yezvigumbuso! Nokuti kunodikanwa kuti zvigumbuso zviuye; asi une nhamo munhu uyo chigumbuso wachinouya naye!
8 Nyoro ubuna nan tari tuwe me u vetten ingi ti wuza we ucara abangan iteki uriba ati gomo ta seseri inu buna u inde nan tari ti inde wanu guna areki we anyumo ura uzatu umara inti buna tuwe tire nan tari tire. (aiōnios )
Zvino kana ruoko rwako kana rutsoka rwako zvichikugumbusa, uzvigure urase kubva kwauri; zviri nani kwauri kuti upinde muupenyu uri mhetamakumbo kana uri chirema pakuti une maoko maviri kana tsoka mbiri ukandirwe mumoto wekusingaperi. (aiōnios )
9 Ingi nije wuwe upilko kara nini uveten, iteki uribe ati gomo ta seseri in nije ni inde innu areki we anyumo ura in naje arere. (Geenna )
Kana ziso rako richikugumbusa, uridzure urase kubva kwauri; zviri nani kwauri kuti upinde muupenyu une ziso rimwe pakuti une meso maviri ukandirwe mugehena remoto. (Geenna )
10 Hirani kati i izi unu inde anyumo ahana acicin wa geme ba, in bo shi ibe ikadura ka Asere aweme aseseri wa hira muhenu maco um de sa mara anyumo aseseri.
Chenjerai musazvidza umwe wevadiki ava, nokuti ndinoti kwamuri: Kumatenga vatumwa vavo vanogaroona chiso chaBaba vangu vari kumatenga.
11 I rusa vana unu ma aye barki ma buri an de sa wa hunne we.
Nokuti Mwanakomana wemunhu wakauya kuzoponesa chakange chakarasika.
12 I bassa ingi urunu mazin ini tam ini ni ino bi inde ba hunne me i hira mada ceki me ukasu me ma dusa unyara ubi inde me ba?
Munofunga sei? Kana umwe munhu ane makwai zana, rimwe rawo rikarasika, haangasii here makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, akaenda kumakomo kunotsvaka rakarasika?
13 Ingi ma tinka bini, iruba ime me idi rume i teki unu ni, ino uzati ubi inde me.
Kana zvikaitika kuti ariwana, zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Anorifarira kupfuura makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe asina kurasika.
14 Ani me ani aco ushi me sa ma rani anyumo aseseri mada nyarā me unu inde anyumo a hana acincin wa geme mahunne ba.
Saizvozvo hakusi kuda kwaBaba venyu vari kumatenga, kuti umwe wevadiki ava aparare.
15 Ingi u hennu uwe me macara we abanga, hana uka buka me hu nan me, ingi makunna we wa bura me.
Asi kana umwe wako akutadzira, enda umudzore pakati pako naye mega; kana akakunzwa, wawana umwe wako.
16 Ingi daki makunna we ba nyara unu inde utizi anyo ana ware nan watara ikeki.
Asi kana asinganzwi, tora umwe kana vamwe vaviri newe, kuti nemuromo wezvapupu zviviri kana zvitatu shoko rese risimbiswe.
17 Ingi daki makunna we ba, ubuki anu tarsa Asere ingi magame ukunna anu tarsa Asere uziki me de sa ma tame Asere nan unu cara abangan sa magame ubarka.
Kana asina hanya nekuvanzwa, uudze kereke; asi kana asina hanya nekunzwa kerekewo, ngaave kwauri semuhedheni nemuteresi.
18 Kadundura inbo shivatti imum me sa ya tira une izin nutira aseseri imum be sa ya sopo aseseri.
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Chipi nechipi chamuchasunga panyika, chichasungwa kudenga; uye chipi nechipi chamunosunungura panyika, chichasunungurwa kudenga.
19 In kuri inbu shi, ingi anu ware anyumo ashi me une wa hem wa iko ire imum, aco um sa marani anyumo aseseri madi nya we.
Zvekare ndinoti kwamuri: Kana vaviri venyu vakatenderana panyika pamusoro pechinhu chipi nechipi chavanokumbira, chichaitwa kwavari naBaba vangu vari kumatenga.
20 Barki vat ahira me sa ana ware nani wataru gurnan izi na we.
Nokuti apo vaviri kana vatatu vakaungana muzita rangu, ipapo ndiripo pakati pavo.
21 Ara anyumo anime Bitrus ma eh ma gun yeso, ugomo Asere kani ka hono kani uhenu um madi carrum iruban in vette? kanu sunare?
Zvino Petro wakauya kwaari akati: Ishe, umwe wangu uchanditadzira kangani, ndichimukanganwira? Kusvikira kanomwe here?
22 Yeso ma gun inzo kanu sunare ba akuru sunare kanu sunare.
Jesu akati kwaari: Handiti kwauri: Kusvikira kanomwe; asi: Kusvikira makumi manomwe akapamhidzirwa kanomwe.
23 Barki ani me adi bati tigomo ta seseri nan urugomo sa ma nyara ma bassa ucira ume me atari tarere ame me.
Naizvozvo ushe hwekumatenga hunofananidzwa neumwe mambo, wakange achida kugadzirisa zvemari nevaranda vake.
24 Sa ugomo me mara anyumo ubassa me a eh mu reme wazurta sa matarsa me uge sa mada ke makurzo ba vat uciki ume une.
Zvino wakati achitanga kugadzirisa zvemari, umwe akauyiswa kwaari wakange ane chikwereti chematarenda gumi rezvuru.
25 Sa madira ukurzo men, ugono magu azizi me nan une me wanna hana me vat nan imum me sa mazin akurzo ikirfi men.
Asi zvaakange asina chaangaripa nacho, ishe wake akaraira kuti atengeswe pamwe nemukadzi wake nevana, nezvese zvaakange anazvo, kuti muripo uitwe.
26 Urere matunguno ma gun me nata iruba indi kurzo we kondi nyanin.
Naizvozvo muranda wakawira pasi, akamunamata, achiti: Ishe, ivai nemoyo murefu neni, ndichakuripirai zvese.
27 Ugomo me makunna ugogoni urere me maceki me ma ceki ureme me.
Zvino ishe wemuranda uyo akamunzwira tsitsi, akamusunungura, akamukanganwira chikwereti.
28 Sa ma suro magurna nan ure uroni me sa matarsa me ureme ikiirfi cin ma tappi me iriri ma gu nyam imumme sa in tarsa we.
Asi muranda uyo wakati achibuda, akawana umwe wevaranda vaibata pamwe naye, wakange ane ngava kwaari remadhenario zana; akamubata, akamudzipa, akati: Ndiripe zvaunofanira.
29 Uroni me matunguno ma gun me nata iruba indi kurzo wen.
Zvino muranda waibata pamwe naye akawira pasi patsoka dzake akamugombetedza achiti: Uve nemoyo murefu neni, ndichakuripira zvese.
30 Urere me ma ga me mahan unu rani me akura ani rere, agi makurzo men.
Asi iye haana kuda, asi wakaenda, akamukanda mutirongo, kusvikira aripa chikwereti.
31 Sa aroni akatuma wakunna imum me icari we muruban wa kurzo ugomo imum nan.
Zvino varanda vaibata pamwe naye vakati vachiona zvakange zvaitika, vakashungurudzika kwazvo, vakaenda vakaudza ishe wavo zvese zvakaitika.
32 Ugomo matiti me ma gun me gu unu ubur mani, ma ceki vat imum me sa imtarsa sa wa tizom.
Zvino ishe wake wakati amudanira kwaari akati kwaari: Iwe muranda wakaipa, ndakakukanganwira chikwereti icho chose, nokuti wakandigombetedza.
33 Daki ya wuna inu ukunna ugogoni uroni akatuma kawe ba?
Ko newe hausaifanira kunzwira tsitsi here umwe muranda unobata pamwe newe, seniwo ndakakunzwira tsitsi?
34 Ugomo makunna iruba kang ma gu anyame titere makurzo vat ureme sa matarsa me.
Zvino ishe wake akatsamwa, akamukumikidza kuvarwadzisi, kusvikira aripa zvese zvakafanira kwaari.
35 Ani me ani aco um sa marani anyuno aseseri madi wuzi vat de sa ma nyari me uceki uhenu umeme ini ruba ka inde.
Saizvozvo Baba vangu vari kudenga vachakuitiraiwo, kana musingakanganwiri umwe neumwe umwe wake zvitadzo zvavo nemoyo yenyu yese.