< Ugalatiyawa 1 >

1 Bulus, Una kadure daki wa nu ba anyimo anu ba, senke anyimo Yeso vana Asere nan Asere acoo sa ma hirza nan me mu cau.
Pauro muapositori asingabvi kuvanhu, uye kwete nemunhu, asi naJesu Kristu, naMwari Baba vakamumutsa kubva kuvakafa,
2 Vat anu henu me nan me, a ti denge ta Asere agalatiya.
nehama dzese dzineni, kumakereke eGaratia:
3 Urunta nan ti cukum ti humā u watu ugomo Asere acoo aru nan Yeso vana Asere.
Nyasha kwamuri nerugare rwunobva kuna Mwari Baba, naIshe wedu Jesu Kristu,
4 Sama nya nice ni meme barki madini maru barki ma buri duru anyimo uganiya uburu ugeme guu a beki wa Asere nan acoo. (aiōn g165)
wakazvipa nekuda kwezvivi zvedu, kuti atisunungure panyika yakaipa yaikozvino, maererano nechido chaMwari naBaba vedu; (aiōn g165)
5 Ahira amame ni nonzo na vat, ni cukuno anime. (aiōn g165)
kuve nekubwinya kwaari kusvikira rinhi narinhi. Ameni. (aiōn g165)
6 Makunna imum ibiya saya kumi ceki me debe sa ma titi shi anyimo una Asere. Ma kunna biyau saya gamirka atize tiso sas.
Ndinoshamisika kuti munokurumidza zvakadai kubva kune uyo wakakudanai munyasha dzaKristu, muchienda kune imwe evhangeri;
7 Adake agu dire tize tiso tini tige ba, senke aye sa wa nyara duru abanga, u niyara u gamirka tize ta Asere.
isati iri imwe; asi kune vamwe vanokutambudzai vachidawo kutsaudzira evhangeri yaKristu.
8 Ko haru nani u katuma ka sere anyimo asesere madi buki si tire tizo satizi sas nan tiru me, na ma curno me.
Asi kunyange isu kana mutumwa anobva kudenga akakuparidzirai evhangeri yakasiyana neyatakaparidza kwamuri, ngaave chakatukwa.
9 Gu ubuka uru me anna me makuri ma guna, ''inka uye ma buka si tire tize tiso sa tizi sas nan tige sa ya kabi, na ma curno me,''
Sezvatakamboreva, uye ndinorevazve ikozvino: Kana umwe akakuparidzirai evhangeri yakasiyana neyamakagamuchira, ngaave chakatukwa.
10 Barki mi in zinnu nyara anabu nani Asere? in zinni nyara anu wa kunna urunta? inka in daza unnu nya anu cas, mi urere wa Asere mani ba.
Nokuti ikozvino ndinonyengetedza vanhu here kana Mwari? Kana ndinotsvaka kufadza vanhu here? Nokuti kana ndichiri kufadza vanhu, ndingadai ndisiri muranda waKristu.
11 Barki in nyara irusi nihenu, tize tiso sa ma nya dāti nubu tini ba.
Asi ndinokuzivisai, hama, evhangeri yakaparidzwa neni, kuti haina kuita seyevanhu.
12 Daki ma kem in ahira annu ba, nani ma bezizi si barki anime, apaki mani a tari ti Yeso tini.
Nokuti neni handina kuigamuchira kumunhu, uye handina kuidzidziswa, asi nekuzarurirwa kwaJesu Kristu.
13 Ya kunna tanta dumo anyimo uyahudanci, gu uhuza anu tarsa tize ta Asere sa dake a bative ba, ma zin nu sō in cari ini vat.
Nokuti makanzwa mufambiro wangu kwekutanga pachiJudha, kuti ndaishusha kereke yaMwari zvikurusa sei, nekuiparadza;
14 Ma kem ure age ahira ayahudawa, anu gwardang anyimo u cara um, anu sa wazo me anyimo ba. Iney ya wuna izin ni eru ni gwarndag, mazi uwatu u tanda wa coo am.
uye ndaibudirira pachiJudha kupfuura vazhinji vezero rangu parudzi rwangu, ndichishingairisisa tsika dzemadzibaba angu.
15 Senke Asere sama in kim awatu u indei anyimo apuru urizo umeme.
Asi zvakati zvafadza Mwari, iye wakandisanangura kubva padumbu ramai vangu, akandidana nenyasha dzake,
16 Ma kunna urunta ma paaki vana umeme anyimo am, barki anime indi bezi si Asere anyimo anu ta'ame Asere, daa ma dusa ini wuza imum anipum nan maye ba.
kuratidza Mwanakomana wake mandiri, kuti ndimuparidze pakati pevahedheni, pakarepo handina kurangana nenyama neropa;
17 Daa ma nyene urshalima ahira anu sa wa agizan ba, barki anime mahaa u arabiya in benne ma kuriudamaskus.
uye handina kukwira kuJerusarema kune vakanditangira kuva vaapositori, asi ndakaenda kuArabhiya, ndikadzokerazve kuDhamasiko.
18 Sa tiwe ti taru ta aki ma dusa urshalima barki inka iso kepas makuri in cukuno nan me, tiye tinu akurin annu ciibi.
Ipapo shure kwemakore matatu ndakakwira kuJerusarema kunoona Petro, ndikagara naye mazuva gumi nemashanu.
19 Ira barki Asere inda wuza we moco ba, eh mi ge sa man nyetike um ba.
Asi handina kuona umwe wevaapositori, kunze kwaJakobho munin'ina waIshe.
20 Ma nyetitke shi, ma buka shi a muhenu ma Asere, daki ma buki mocho.
Zvino zvinhu zvandinokunyorerai, tarira pamberi paMwari, kuti handinyepi.
21 Sa maha a manyanga mu siriya nan silisiya.
Shure kwaizvozvo ndakaenda kumatunhu eSiriya neeKirikia.
22 Daki a rusim anyimo a tidenge ta Asere u yahudiya anyimo u vana Asere.
Asi ndakange ndisingazikanwi pachiso nemakereke eJudhiya aiva muna Kristu;
23 Wa kunna ini cas, ''unu sa ma yomo duru mazin, ana mazin nu bezi tize ta Asere, sama nyara u cara me.
asi vakange vanzwa chete kuti: Waititambudza nguva dzakapfuura, zvino woparidza rutendo rwaaimboparadza.
24 Wa nonzo Asere barki mi.
Vakarumbidzawo Mwari mandiri.

< Ugalatiyawa 1 >