< 3 Yohana 1 >
1 Munyampala, u-Gayo Mulowa, ninumuloilwe mutai.
Mukuru, kuna Gayo anodikanwa, wandinoda ini pachokwadi.
2 Mulowa, kuulompeela ulije ihi ni maza nukutula nu-upanga nu-uza, anga iikolo ako nilijaa.
Mudikanwi, ndinonyengetera pazvinhu zvese kuti ubudirire, uye ugwinye, semweya wako uchibudirira.
3 Ku-itigwa ainumbiiye itai matungo naimbiiwe niiane naiazile pumia wihengi mutai ako, anga uu nukugenda mutai.
Nokuti ndakafara zvikuru, hama padzakasvika ndokupupurira chokwadi chako, sezvaunofamba iwe muchokwadi.
4 Nimugila ilumbi nikulu kukila ili, kija iianaane akugenda mutai.
Handina mufaro unopfuura izvi, kuti ndinzwe vana vangu vachifamba muchokwadi.
5 Mulunaane ukoli mu-uhuili kuapa iiane niaziila,
Mudikanwi, unoita nekutendeka zvese zvaunobata kuhama nekuvaeni,
6 niiapumilye uwihengi wa ulowaako ntongeela itekeelo, ukunonia iza kuatindikiilya mumihizo-ao kunsokonanso imuloile Itunda.
vakapupurira rudo rwako pamberi pekereke; uchaita zvakanaka kana ukavaperekedza zvakafanira Mwari.
7 Ku-itegwa, kunsoko alina, ikalongola sha-ikahola kintu kihi kupuma kuanya-kilungu.
Nokuti nekuda kwezita rake vakabuda vasingagamuchiri chinhu kuvahedheni.
8 Ku-itegwa, kuasingiilya iantu anga awa, sunga kutule keituma milimo nienso kunsoko atai.
Naizvozvo isu tinofanira kugamuchira vakadaro, kuti tigova vanobatsirana pachokwadi.
9 Ai niliandikie iumbi inkani, kunsoko u-Diotrofe uloilwe kutula wang'wandyo muauya, kunu wikutile palung'wi nusese.
Ndakanyorera kereke; asi Dhiotirefesi, anoda kuva wekutanga pakati pavo asingatigamuchiri.
10 Ku-itegwa anganize niisiganiilye intendo yakwe nukuitenda, nukuiligitya inkani nimbe singanguse, sha wigombilye ninkani izi, ung'wenso sha wiasingiilya iauya, sunga ukuagilya niangiiza niakete insula kusingiilya i auyaao nukuazunsa ahege piumbe.
Naizvozvo, kana ndichiuya, ndicharangarira mabasa ake aanoita, achitiitira makuhwa nemashoko akaipa; uye asingagutsikani neizvozvo, kunyange iye amene haagamuchiri hama, uye anovadzivisa vanoda, nekudzinga mukereke.
11 Mulowa, leka kimpyania ni kibii, ingigwa impanie nikiza, uyu nuitumaa nimaza wang'wi- Itunda.
Mudikanwi, usatevera chakaipa, asi chakanaka. Anoita chakanaka ndeanobva kuna Mwari; asi anoita zvakaipa, haana kuona Mwari.
12 Demotrio, wihengilwe ni-ihi nitai inyenso, nu-sese palung'wi ki-ihengi, uine uwihengi witu watai.
Dhemetrio anopupurirwa zvakanaka nevese, uye nechokwadi pachacho; nesuwo tinopupura, nemwi munoziva kuti kupupura kwedu ndekwechokwadi.
13 Nkite makani idu nakuuandikila, kuitegwa, siindoilwe kuuandikila kunzila akalamu nu wino.
Ndakange ndine zvizhinji zvekunyora, asi handidi kukunyorera neingi nepeni;
14 Nsigile kuuona matungo makupi kuligitye. Upolo utule palung'wi nuewe. Ahumbaiako akulamukilye, alamushe iahumbaeitu kila muntu ung'wiao kulina lakwe.
asi ndinovimba kukurumidza kukuona, titauriranewo muromo nemuromo. Rugare kwauri. Vadikanwi vanokukwazisa. Kwazisa vadikanwi nezita.