< 1 Timoteo 1 >

1 Paulo, Mitumi nuang'wa Yesu Kilisto, kendenkania mlago lang'wi Tunda numuguni witu Yesu Kilisto numugimya witu,
Pauro, muapositori waJesu Kristu nekuraira kwaMwari Muponesi wedu, nekwaIshe Jesu Kristu tariro yedu,
2 kung'wa Timoteo ung'wanane nuatai muuhueli: Nekanda, ukende nuupolo nuupumile kung'wi Tunda Tata nukung'wa Yesu Kilisto Mukulu witu.
kuna Timotio mwana wangu chaiye parutendo: Nyasha, tsitsi, nerugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu naJesu Kristu Ishe wedu.
3 Anga naenukupepeeye naenihegile nikenda kumakedonia, usage kuefeso inge kina uhume kuahama iantu angwi alekekumanyisa umanyisi nuungiza.
Sezvandakakukurudzira kuti ramba ugere paEfeso, ndichienda kuMakedhonia, kuti uraire vamwe kuti varege kudzidzisa imwe dzidziso,
4 Hange alekekulegeelya imakumo nuupangi nuaulangi nimagila impelo. Aya isasha kikunguma kukila kuaaelya kulongolesha umupango nuang'wi Tunda nuauhueli.
kana kuchenjerera ngano nenhoroondo dzemadzinza dzisingaperi, dzinomutsa gakava pane kuvaka kwaMwari kuri murutendo.
5 Inge gwa isigo nelilago ile ulowa nuupumile munkolo ninza, muusigi nuuza numuhueli nuatai.
Asi chinangwa chemurairo rudo rwunobva pamoyo wakachena nehana yakanaka nerutendo rusinganyepedzeri;
6 Ang'wi aantu aliuiye isigo ikaleka uumanyisigwa uwu nukupilukila uligiti nuekepungu.
pane izvozvi vamwe vakatsvedza vakatsaukira kukutaura kusina maturo,
7 Aloilwe kutula amanyisi amalago, kuile shaaine niakulutambula ang'ei niakulukazela.
vachida kuva vadzidzisi vemurairo, vasinganzwisisi kana zvavanoreva, kana maererano nezvavanosimbisa.
8 Kuite kuine kina ilago iza angwi umuntu ukulitumila mutaitaii.
Asi tinoziva kuti murairo wakanaka, kana munhu achiushandisa zviri pamurairo,
9 Kulengile kina, ilago singaaileikilwe kunsoko amuntu nukele etai, inge kunsoko aunangi ilago niapiluki, antu nesinga akueli hange niakete imilandu agila Itunda hange ashapu (Adobu). Iikilwe kunsoko ao niibulaga Atata niaia ao, kunsoko aabulagi.
achiziva izvi, kuti murairo hauna kuitirwa wakarurama, asi vasina murairo nevasingateereri, vasingadi Mwari nevatadzi, vasiri vatsvene nevasina hanya naMwari, mhondi dzemadzibaba nemhondi dzana amai, vanouraya vanhu,
10 Kunsoko akosi, kunsoko aantu niigoolya, kunsoko aawa niiteka iantu nukuatenda atugwa, kunsoko aateele, kunsoko aihengi auteele hangi wihi nukule kensengele nyuma nuulagili nuauhueli.
mhombwe, ngochani, vanopamba vanhu, vanyepi, vaputsi vemhiko, uye kana chimwe chiriko chinopesana nedzidziso yakagwinya,
11 Ulagiili uwu utakanile ninkani ninziza niaukulu wang'wi Tunda nuekembetwa naza kung'wao ehuiwe.
maererano neevhangeri yekubwinya kwaMwari wakaropafadzwa yandakabatiswa.
12 Numulumbeye u Yesu Kilisto Mkulu witu. Aeumpee ngulu, kunsoko aeumbaiye unene kulula numuhueli, hange wikambika muwitumi.
Uye ndinovonga wakandigonesa, Kristu Jesu Ishe wedu, kuti wakandiona ndakatendeka, akandiisa paushumiri,
13 Aeni muntu numumeli, maji hange muntu numulei. Kuite nikapegwa ukende kunsoko aitendile kuupungu singaainikuie.
ini ndaimbova munyombi nemushushi nemutuki; asi ndakawana tsitsi, nokuti ndakaita nekusaziva pakusatenda;
14 Kuite ukende nuang'wi Tunda witu wizue uuhueli nuulowa nuukole mung'wa Kilisto u Yesu.
asi nyasha dzaIshe wedu dzakawedzeresa pamwe nerutendo nerudo rwuri muna Kristu Jesu.
15 Uutung'wa uwu wauhueli hange unonee usingiligwe niantu ehi, kunsoko u Yesu Kilisto auzile muhe kuguna niamilandu. Une numubii kukila ehi.
Ishoko rakatendeka uye rinofanira kugamuchirwa chese, kuti Kristu Jesu wakauya munyika kuzoponesa vatadzi, vandiri ini mukuru wavo;
16 Kuite kunsoko eye une aepegilwe ukende nuukati ane unene, kanziilya ehi, u Yesu Kilisto wigeelye ugimya wehi. Autendile ite anga kilingasiilyo kuehi neikamuhuela nuanso kunsoko aupanga nuakale. (aiōnios g166)
asi nekuda kweizvi ndakawana tsitsi, kuti mandiri ndinova mukuru, Jesu Kristu aratidze moyo murefu wese, uve muenzaniso kune vanozotenda kwaari, paupenyu husingaperi. (aiōnios g166)
17 Nitungeli kumutemi numugila empelo, nisingaukusha nisingukigela, Itunda ung'wenso, itule ikulyo nuukulu nuakale nakale. Hueli. (aiōn g165)
Zvino kuna Mambo wekusingaperi, asingafi, asingaonekwi, Mwari wega wakachenjera, ngakuve nekukudzwa nekubwinya kusvikira rinhi narinhi. Ameni. (aiōn g165)
18 Kuleika ilagiilyo ile ntongela ako Timoteo, ng'waane. Kutenda ite kuning'aniilya nuunyakidagu naeupumigwe apo pang'wandyo kunsoko ako. Inge utule mumbita ninza.
Murairo uyu ndinokumikidza kwauri, mwana wangu Timotio, sezviporofita zvakatanga pamusoro pako, kuti nazvo urwe kurwa kwakanaka;
19 Tenda uu inge utule nuuhueli ni sigo niza. Ang'wiao niantu amahitile aya ikaulimilya uuhueli.
wakabata rutendo nehana yakanaka, vamwe vakati vairasa zvichienderana nerutendo vakaputsikirwa nechikepe,
20 Anga ite Himenayo nu Alekizanda ninamupeza umulugu amanyisigwe alekekumumela.
vamwe vavo ndiHimenayosi naArekizandro, vandakakumikidza kuna Satani, kuti vadzidze kusanyomba.

< 1 Timoteo 1 >