< 1 Tarihi 1 >

1 Adamu, Set, Enosh,
Adhamu, Seti, Enoshi,
2 Kenan, Mahalalel, Yared,
Kenani, Maharareri, Jaredhi,
3 Enok, Metusela, Lamek, Nuhu.
Inoki, Metusera, Rameki, Noa.
4 ’Ya’yan Nuhu maza su ne, Shem, Ham da Yafet.
Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu, naJafeti.
5 ’Ya’yan Yafet maza su ne, Gomer, Magog, Madai, Yaban, Tubal, Meshek da Tiras.
Vanakomana vaJafeti vaiva: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Tubhari, Mesheki naTirasi.
6 ’Ya’yan Gomer maza su ne, Ashkenaz, Rifat da Togarma.
Vanakomana vaGomeri vaiva: Ashikenazi, Rifati naTogarima.
7 ’Ya’yan Yaban maza su ne, Elisha, Tarshish, Kittim da Rodanim.
Vanakomana vaJavhani vaiva: Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhanimi.
8 ’Ya’yan Ham maza su ne, Kush, Masar Fut da Kan’ana.
Vanakomana vaHamu vaiva: Kushi, Miziraimi, Puti naKenani.
9 ’Ya’yan Kush maza su ne, Seba, Hawila, Sabta, Ra’ama da Sabteka.’Ya’yan Ra’ama maza su ne, Sheba da Dedan
Vanakomana vaKushi vaiva: Sebha, Havhira, Sabata, Raama naSabhiteka. Vanakomana vaRaama vaiva: Shebha naDedhani.
10 Kush shi ne mahaifin Nimrod, wanda ya yi girma ya zama babban jarumi a duniya.
Kushi aiva baba vaNimurodhi; uyo akakura akava murwi mukuru panyika.
11 Masar shi ne mahaifin Ludiyawa, Anamawa, Lehabiyawa, Neftuhawa,
Miziraimi aiva baba vavaRudhi, vaAnami, vaRehabhi, vaNafutuhi,
12 Fatrusawa, Kasluhiyawa (daga waɗanda Filistiyawa suka fito) da Kaftorawa.
vaPatiri, vaKasiruhi (umo makazobvawo vaFiristia) navaKafitori.
13 Kan’ana shi ne mahaifin Sidon ɗan farinsa, da Hittiyawa,
Kenani aiva baba vaSidhoni dangwe rake, nevaHiti,
14 Yebusiyawa, Amoriyawa, Girgashiyawa
vaJebhusi vaAmori, vaGirigashi,
15 Hiwiyawa, Arkiyawa, Siniyawa,
vaHivhi, vaAriki, vaSini,
16 Arbadiyawa, Zemarawa da Hamawa.
vaArivhadhi, vaZemari nevaHamati.
17 ’Ya’yan Shem maza su ne, Elam, Asshur, Arfakshad, Lud da Aram.’Ya’yan Aram maza su ne, Uz, Hul, Geter da Meshek.
Vanakomana vaShemu vaiva: Eramu, Ashua, Arifakisadhi, Rudhi naAramu. Vanakomana vaAramu vaiva: Uzi, Huri, Geteri naMesheki.
18 Arfakshad shi ne mahaifin Shela, Shela kuwa shi ne mahaifin Eber.
Arifakisadhi aiva baba vaShera, uye Shera aiva baba vaEbheri.
19 Aka haifa wa Eber’ya’ya maza biyu. Aka kira ɗaya Feleg domin a lokacinsa ne aka raba duniya; sunan ɗan’uwansa kuwa shi ne Yoktan.
Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; mununʼuna wake ainzi Jokitani.
20 Yoktan shi ne mahaifin Almodad, Shelef, Hazarmawet, Yera
Jokitani aiva baba vaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera,
21 Hadoram, Uzal, Dikla,
Hadhoramu, Uzari, Dhikira,
22 Ebal, Abimayel, Sheba,
Obhari, Abhimaeri, Shebha,
23 Ofir, Hawila da Yobab. Dukan waɗannan’ya’yan Yoktan maza ne.
Ofiri, Havhira naJobhabhi. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.
24 Shem, Arfakshad, Shela,
Shemu, Arifakisadhi, Shera,
25 Eber, Feleg, Reyu
Ebheri, Peregi, Reu,
26 Serug, Nahor, Tera
Serugi, Nahori, Tera
27 da Abram (wato, Ibrahim).
naAbhurama (iye Abhurahama).
28 ’Ya’yan Ibrahim maza su ne, Ishaku da Ishmayel.
Vanakomana vaAbhurahama vaiva: Isaka naIshumaeri.
29 Waɗannan su ne zuriyarsu. Nebayiwot ɗan farin Ishmayel, Kedar, Adbeyel, Mibsam,
Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvavo: Nebhayoti dangwe raIshumaeri, Kedhari, Adhibheeri, Mibhisami,
30 Mishma, Duma, Massa, Hadad, Tema
Mishima, Dhuma, Masa, Hadhadhi, Tema,
31 Yetur, Nafish da Kedema. Waɗannan su ne’ya’yan Ishmayel maza.
Jeturi, Nafishi, naKedhema. Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshumaeri.
32 ’Ya’yan Ketura maza, ƙwarƙwarar Ibrahim su ne, Zimran, Yokshan, Medan, Midiyan, Ishbak da Shuwa.’Ya’yan Yokshan maza su ne, Sheba da Dedan.
Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva: Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani vaiva: Shebha naDhedhani.
33 ’Ya’yan Midiyan maza su ne, Efa, Efer, Hanok, Abida da Elda’a. Dukan waɗannan su ne zuriyar Ketura.
Vanakomana vaMidhiani vaiva: Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Ava vose vaiva zvizvarwa zvaKetura.
34 Ibrahim shi ne mahaifin Ishaku.’Ya’yan Ishaku maza su ne, Isuwa da Isra’ila.
Abhurahama aiva baba vaIsaka. Vanakomana vaIsaka vaiva: Esau naIsraeri.
35 ’Ya’yan Isuwa maza, su ne, Elifaz, Reyuwel, Yewush, Yalam da Kora
Vanakomana vaEsau vaiva: Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora.
36 ’Ya’yan Elifaz maza su ne, Teman, Omar, Zefi, Gatam, Kenaz, da Timna wanda aka haifa wa Amalek.
Vana vaErifazi vaiva: Temani, Omari, Zefo, Gatami, naKenazi; naTimina, vakabereka Amareki.
37 ’Ya’yan maza Reyuwel su ne, Nahat, Zera, Shamma da Mizza.
Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza.
38 ’Ya’yan Seyir maza su ne, Lotan, Shobal, Zibeyon, Ana, Dishon, Ezer da Dishan.
Vanakomana vaSeiri vaiva: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, Dhishoni, Ezeri naDhishani.
39 ’Ya’yan Lotan maza su ne, Hori da Homam. Timna ita ce’yar’uwar Lotan.
Vanakomana vaRotani vaiva: Hori naHomami, Timina aiva hanzvadzi yaRotani.
40 ’Ya’yan Shobal maza su ne, Alwan, Manahat, Ebal, Shefo da Onam.’Ya’yan Zibeyon maza su ne, Aiya da Ana.
Vanakomana vaShobhari vaiva: Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami. Vanakomana vaZibheoni vaiva: Aya naAna.
41 Ɗan Ana shi ne, Dishon.’Ya’yan Dishon maza su ne, Hemdan, Eshban, Itran da Keran.
Mwanakomana waAna ainzi Dhishoni. Vanakomana vaDhishoni vaiva: Hemidhani, Eshibhani, Itirani naKerani.
42 ’Ya’yan Ezer maza su ne, Bilhan, Za’aban da Ya’akan.’Ya’yan Dishan maza su ne, Uz da Aran.
Vanakomana vaEzeri vaiva: Bhirihani, Zaavhani naAkani. Vanakomana vaDhishani vaiva: Uzi naArani.
43 Waɗannan su ne sarakunan da suka yi sarauta a Edom kafin wani sarkin mutumin Isra’ila yă yi sarauta. Bela ɗan Beyor, wanda aka kira birninsa Dinhaba.
Aya ndiwo aiva madzimambo aitonga muEdhomu kusati kwava namambo upi zvake aitonga muIsraeri vaiva: Bhera mwanakomana waBheori, guta rake rainzi Dhinihabha.
44 Sa’ad da Bela ya mutu sai Yobab ɗan Zera daga Bozra ya gāje shi a matsayin sarki.
Bhera paakafa, Jobhabhi mwanakomana waZera aibva kuBhozira akamutevera paumambo.
45 Da Yobab ya mutu, Husham daga ƙasar Temaniyawa ya gāje shi a matsayin sarki.
Jobhabhi paakafa, Hushami aibva kunyika yevaTemani akamutevera paumambo.
46 Sa’ad da Husham ya mutu, Hadad ɗan Bedad, wanda ya ci Midiyan da yaƙi a cikin ƙasar Mowab, ya gāje shi a matsayin sarki. Aka kira birninsa Awit.
Hushami paakafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi uyo akakunda Midhiani munyika yaMoabhu akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Avhiti.
47 Da Hadad ya mutu, Samla daga Masreka ya gāje shi a matsayin sarki.
Hadhadhi paakafa Samira aibva kuMasireka akamutevera paumambo.
48 Sa’ad da Samla ya mutu, Sha’ul daga Rehobot na kogi ya gāje shi a matsayin sarki.
Samira paakafa, Shauri aibva kuRehobhoti parwizi akamutevera paumambo.
49 Sa’ad da Sha’ul ya mutu, Ba’al-Hanan ɗan Akbor ya gāje shi a matsayin sarki.
Shauri paakafa Bhaari Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo.
50 Sa’ad da Ba’al-Hanan ya mutu, Hadad ya gāje shi a matsayin sarki. Aka kira birninsa Fau, sunan matarsa kuwa Mehetabel’yar Matired,’yar Me-Zahab.
Bhaari Hanani paakafa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Pau uye mudzimai wake ainzi Mehetabheri, mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi.
51 Hadad shi ma ya mutu. Manyan Edom su ne, Timna, Alwa, Yetet
Hadhadhi akafawo. Madzishe eEdhomu aiva: Timina, Arivha, Jeteti
52 Oholibama, Ela, Finon
Ohoribhama, Era, Pinoni,
53 Kenaz, Teman, Mibzar,
Kenazi, Temani, Mibhiza,
54 Magdiyel da Iram. Waɗannan su ne manyan Edom.
Magidhieri naIrami. Aya ndiwo aiva madzishe eEdhomu.

< 1 Tarihi 1 >