< Sòm 117 >

1 Louwe SENYÈ a, tout nasyon yo! Selebre Li, tout pèp yo!
Rumbidzai Jehovha, imi ndudzi dzose; Mukudzei, imi marudzi ose.
2 Paske lanmou dous Li a gran anvè nou. Verite SENYÈ a dire jis pou tout tan. Beni SENYÈ a!
Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru, uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Rumbidzai Jehovha.

< Sòm 117 >