< Jeremia 2 >
1 Wach Jehova Nyasaye nobirona:
Shoko raJehovha rakauya kwandiri richiti,
2 “Dhi kendo igo milome ka Jerusalem winjo ni: “Ma e gima Jehova Nyasaye wacho: “‘Aparo kaka ne ichiwori kane in rawera, ne ihera ka nyako moikore ne kend, ne iluwo bangʼa kama otimo ongoro, e piny ma ok purie.
“Enda unoparidza munzeve dzeJerusarema uchiti: “‘Ndinorangarira kunamata kwouduku hwako, kuti somwenga waindida sei uye uchinditevera nomukati merenje, uye nomunyika isina munhu anogaramo.
3 Israel ne en oganda maler ne Jehova Nyasaye, kaka olembege mokwongo chiek; jogo duto mane okidhe nomak kaka joketho, kendo masira nomakogi,’” Jehova Nyasaye owacho.
Israeri akanga ari mutsvene kuna Jehovha, ari chibereko chokutanga chokukohwa kwake; vose vakanga vachimudya vaipiwa mhosva, uye njodzi yakavawira,’” ndizvo zvinotaura Jehovha.
4 Winj wach Jehova Nyasaye, yaye od Jakobo, un dhoudi duto mag dhood Israel.
Inzwai shoko raJehovha imi imba yaJakobho, nemi mose vorudzi rweimba yaIsraeri.
5 Ma e gima Jehova Nyasaye wacho: “En ketho mane mane wuoneu oyudo kuoma, momiyo ne gibaro mabor koda? Negiluwo bangʼ nyiseche manono mi gibedo manono gin giwegi.
Zvanzi naJehovha: “Madzibaba enyu akawana mhosva yei kwandiri, zvavakaenda kure neni? Vakatevera zvifananidzo zvisina maturo ivo vakava vasina maturo pachavo.
6 Ne ok gipenjo ni, ‘Ere Jehova Nyasaye, mane ogolowa Misri, kendo otelonwa e thim ma ok nyag gimoro, ka wakalo piny motwo kod piny motimo bugni, piny ongoro kod mudho, piny maonge ngʼama wuothoe, kendo onge ngʼama odakie?’
Havana kubvunza kuti, ‘Jehovha aripiko, iye akatibudisa kubva munyika yeIjipiti akatitungamirira nomugwenga risina miti, nomunyika yamarenje namakoronga, iyo nyika yakaoma uye yerima, nyika isina munhu anofambamo uye isina munhu anogaramo?’
7 Ne akelou e piny momewo mondo ucham olembege kod nyak mage momewo. To ne ubiro mi unjawo pinya kendo umiyo girkeni maga obedo gima odwanyore.
Ndakakupinzai munyika yakaorera kuti mudye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo. Asi makasvika mukasvibisa nyika yangu, mukaita nhaka yangu kuti ive chinhu chinonyangadza.
8 Jodolo ne ok openjo, ‘Ere Jehova Nyasaye?’ Jogo matiyo gi chik ne ok ongʼeya; jotelo nongʼanyona. Jonabi nokoro gi Baal, ka giluwo nyiseche manono.”
Vaprista havana kubvunza kuti, ‘Jehovha aripiko?’ Vakanga vachifambisa murayiro havana kundiziva; vatungamiri vakandimukira. Vaprofita vakaprofita naBhaari, vachitevera zvifananidzo zvisina maturo.
9 Jehova Nyasaye wacho niya, “Emomiyo abiro kumou kendo. Bende abiro kumo nyikwau.
“Naizvozvo ndinokupai mhosva zvakare,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichapazve mhosva vana vavana venyu.
10 Dhiuru loka e dho nembe mag Kitim kendo ungʼigi kaka gichalo, bende oruru ji Kedar mondo ginon maber; mondo gine anena ka gima chal kama nosebetie:
Yambukirai kumiganhu yeKitimi muone, tumai vanhu kuKedhari mugonyatsocherechedza; muone kana pakambova nechimwe chinhu chakadai:
11 Bende ogendini oseloko nyiseche nyaka nene? (Kata kamano bende ok gin nyiseche.) To joga osewilo duongʼ mar Nyasachgi, gi nyiseche manono maonge tiendgi.
Ko, rudzi rwakambotsinhanisa vamwari varwo here? Uye havasi vamwari zvachose. Asi vanhu vangu vakatsinhanisa kukudzwa kwavo nezvifananidzo zvisina maturo.
12 Kuom mano, agolonu chik, un polo, mondo uyiengni malich, kuwuoro kendo kudhier nono,” Jehova Nyasaye owacho.
Haiwa, imi matenga, shamiswai nechinhu ichi, uye mudedere nokutya kukuru,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
13 “Joga osetimo richo ariyo: Gisejwangʼa, an thidhna mar pi ngima, kendo gisekunyo degnigi giwegi, degni mobarore kendo ma ok nyal tingʼo pi.
“Vanhu vangu vakaita zvakaipa zviviri: Vakandisiya ini, tsime remvura mhenyu, vakazvicherera zvirongo zvisingachengeti mvura.
14 Bende Israel en jatich, ngʼat monywol ka misumba? Kare en angʼo momiyo iyake?
Ko, Israeri muranda here, kana nhapwa pakuberekwa? Nemhaka yeiko apambwa zvino?
15 Sibuoche oseruto; kendo gisemorne. Giseketho pinye; dalane owangʼ kendo odongʼ gunda.
Shumba dzakaomba; dzikanguruma kwaari. Dzakaparadza nyika yake; maguta ake akapiswa uye haachina vanhu.
16 Bende, jo-Memfis gi jo-Tapanhes oselielo osimbo mar wiyi.
Uyezve, vanhu veNofi neveTapanesi vakaveura musoro wako.
17 Donge usekelo ma kuomu uwegi, ka ujwangʼo Jehova Nyasaye ma Nyasachu, kane otelonu e yo?
Ko, hauna kuzvivigira izvozvo pachako here pawakasiya Jehovha Mwari wako paakanga achikutungamirira munzira?
18 Koro angʼo momiyo udhi Misri mondo umodh pi moa Shihor? Kendo angʼo momiyo udhi Asuria mondo umodh pi moa e Aora?
Zvino, unoendereiko kuIjipiti kundonwa mvura inobva muShihori? Uye unodireiko kuenda kuAsiria kundonwa mvura inobva murwizi?
19 Timbeu maricho biro kelonu kum; wech mane uweyago ema biro kelonu kum. Nonuru kendo ubiro ngʼeyo malongʼo, kaka en gima rach kendo lit ne un uwegi, ka ujwangʼo Jehova Nyasaye ma Nyasachu, kendo ubedo maonge kode gi luor kata matin,” Ruoth Nyasaye ma en Jehova Nyasaye Maratego, owacho kamano.
Zvakaipa zvako zvichakuranga; kudzokera shure kwako kuchakutuka. Rangarira uye uyeuke zvino kuti zvakaipa sei uye zvinovava sei kwauri, ukange wasiya Jehovha Mwari wako, uye usingandityi,” ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha Wamasimba Ose.
20 “Chon gi lala ne ituro jok magi kendo ichodo rateke motweyigo; kiwacho ni, ‘Ok anatini!’ Adier, ewi gode matindo duto kendo e bwo yiende motimo otiep, ninindo piny ka jachode.
“Wakavhuna joko rako kare kare uye wakadambura makashu ako; ukati, ‘Handidi kukushumirai!’ Zvirokwazvo, pamusoro pechikomo chirefu choga choga, uye pasi pomuti woga woga wakapfumvutira, wakarara pasi pawo sechifeve.
21 Ne apidhoi kaka mzabibu mar kodhi, moyier makare kendo manyak. Kara ere kaka ne iweya mi idonjo e timbe moduwore, kendo ichalo gi mzabibu mar bungu.
Ndakanga ndakusima somuzambiringa wakanakisa, uri mbeu kwayo inovimbika. Ko, zvino wakazondishandukira sei ukava muzambiringa webundo wakaora?
22 Kata bedni ilwoko lweti gi magadi kendo itiyo gi sabun mangʼeny, chilo mar ketho mari pod nitiere e nyima,” Jehova Nyasaye Manyalo Gik Moko Duto owacho.
Kunyange ukazvishambidza nesoda uchishandisa sipo yakawanda, gwapa remhosva yako rinoramba riri mberi kwangu,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
23 “Ere kaka diwachi ni, ‘Ok adwanyora; pod ok aringo aluwo bangʼ Baal?’ Par kaka ne itimori e holo; par gima isetimo. In ngamia ma nyako ma rikni maringo ka gi kacha,
“Unoreva sei, uchiti, ‘Handina kusvibiswa; handina kutevera Bhaari’? Tarisa zvawakaita mumupata; funga zvawakaita. Iwe uri ngamera yehadzi inomhanya apa nepapo,
24 punda mar thim mongʼiyo gi kama otwo, ma ngʼweyo yamo kodwaro thuondi; en ngʼa madigengʼe? Onge thuon manyalo thagore ka dware nikech yude yot ka kinde miringo kode ochopo.
uri mbizi yakarovedzwa mugwenga, inofembedza mhepo mukushuva kwayo; ndiani angaidzora pakupfumvura kwayo? Mukono upi noupi unoitevera haufaniri kuzvinetesa; panguva yokusangana uchaiwana.
25 Kik iringi nyaka tiendi dongʼ nono kendo dwondi two. To ne iwacho, ‘Onge tiende! Ahero nyiseche mag pinje mamoko, kendo nyaka aluw bangʼ-gi.’”
Usamhanya kusvikira tsoka dzako dzisisina shangu nehuro yako yava nenyota. Asi iwe wakati, ‘Hazvibatsiri! Ndinoda vamwari vokumwe, uye ndinofanira kuvatevera.’
26 “Kaka jakuo wiye kuot ka omake, omiyo od Israel wiye okuot, gin gi ruodhigi kod jotendgi, jodolo mag-gi kod jonabi mag-gi.
“Sokunyadziswa kwembavha yabatwa, saizvozvo imba yaIsraeri yanyadziswa, ivo namadzimambo avo uye namachinda avo, vaprista vavo navaprofita vavo.
27 Giwachone yien ni, ‘In wuonwa,’ kendo ne kidi ni, ‘In ema ne inywola.’ Giselokona ngʼegi to ok wengegi, to sa ma gin e thagruok, giwacho niya, ‘Bi kendo ireswa!’
Vanoti kudanda, ‘Ndiwe baba vangu,’ uye kuibwe, ‘Ndiwe wakandibereka.’ Vakandifuratira ini asi zviso zvavo hazvina, nyamba pavanenge vava munhamo, vanoti kwandiri, ‘Uyai mutiponese!’
28 Kare ere nyisecheu mane uloso ne un uwegi? We mondo gibi ka ginyalo resou ka un e thagruok! Nimar un gi nyiseche mangʼeny, mana kaka un gi dala mangʼeny, yaye Juda.”
Ko, zvino vamwari vamakazviitira varipi? Ngavauye kana vachigona kukuponesai pamunenge mava munhamo! Nokuti muna vamwari vakawanda kupfuura maguta amunawo, imi Judha.
29 “Angʼo momiyo ungʼadona bura? To un duto usengʼanyona,” Jehova Nyasaye ema owacho.
“Seiko muchindipa mhosva? Imi mose makandimukira,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
30 “Kum mane akumogo jou nobedo kayiem nono; kendo ne ok gilokore. Liganglani osekidho jonabi magi mana kaka sibuor modenyo.”
“Ndakaranga vana venyu pasina; havana kuteerera kurangwa. Munondo wenyu wakamedza vaprofita, kufanana neshumba inoparadza.
31 Un tiengʼ masani, paruru wach mar Jehova Nyasaye mawacho niya: “Bende asebedo piny motwo ne Israel kata ka piny motimo mudho mandiwa? Angʼo momiyo joga wacho kama: ‘Wan thuolo mondo waba abaya; ok wanabi iri kendo?’
“Haiwa, imi vechizvarwa ichi, rangarirai Shoko raJehovha rinoti: “Ndanga ndiri renje kuna Israeri here kana nyika yerima guru? Ko, vanhu vangu vanotaurireiko vachiti, ‘Takasununguka kuenda kwatada; hatichazouyizve kwamuri?’
32 Bende miaha diwiye wil gi gik molichorego, kata nyako midhi kendo gi lepe mag kisera? Joga to wigi osewil koda, odiechienge ma ok kwan.
Ko, murandakadzi angakanganwa zvishongo zvake here, nomwenga angakanganwa nguo dzake dzomuchato here? Asi vanhu vangu vakandikanganwa ini, mazuva asingaverengeki.
33 Mano kaka in gi lony e dwaro hera! Kata mana mon ma timbegi richo, nyalo somo timbegi.
Mune ruzivo rwakadii pakutevera rudo! Kunyange vakadzi vakaipisisa vangadzidza kubva panzira dzenyu.
34 Remb joma odhier ma unego yudore e lepu, kata obedo nine ok umakogi ka gituro uteu.” To kuom magi duto,
Panguo dzako vanhu vanowanapo ropa ravarombo vasina mhaka, kunyange usina kuvabata vachipaza. Asi kunyange zvakadaro
35 iwacho ni, “‘Aonge ketho, kendo iye ok owangʼ koda.’ To abiro ngʼadoni bura nikech iwacho ni, ‘Pod ok atimo richo.’
unoti, ‘Handina mhosva; uye haana kunditsamwira.’ Asi ndichatema mutongo wangu pauri nokuti unoti, ‘Handina kutadza.’
36 Angʼo momiyo ilworori mangʼeny kiloko yoreni? Ibiro kuod wiyi gi Misri kaka nokuod wiyi gi Asuria.
Ko, unofambireiko pose pose zvakadai, uchishandura nzira dzako? Iwe uchagumburwa neIjipiti, sezvawakaitwa neAsiria.
37 Bende ubiro aa kanyo gi lweteu ka uketo ewiu, nimar Jehova Nyasaye osedagi joma ugeno kuomgi; ok ginikonyu.”
Uchabvawo panzvimbo iyoyo wakaisa maoko ako pamusoro pako, nokuti Jehovha akaramba vose vaunovimba navo; iwe hauchazobatsirwi navo.