< Jeremia 16 >

1 Eka wach Jehova Nyasaye nobirona:
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,
2 “Kik ikendi mondo kik inywol yawuowi kata nyiri ka.”
“Haufaniri kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.”
3 Nimar ma e gima Jehova Nyasaye wacho kuom yawuowi gi nyiri monywol e pinyni kendo kuom mon ma minegi kod chwo ma wuonegi:
Nokuti zvanzi naJehovha, pamusoro pavanakomana navanasikana vanoberekwa munyika ino napamusoro pavakadzi vanova vanamai vavo navarume vanova madzibaba avo:
4 “Ginitho gi tuoche maricho richo. Ok nogo nduchgi kata ik bende ok noikgi, to ginichal ka owuoyo manie lowo. Ligangla kod kech noneg-gi, to ringregi nobed chiemb winy mafuyo e kor polo kod le manie piny.”
“Vachafa nehosha dzakaipisisa. Havangazochemwi kana kuvigwa asi vachafanana nomupfudze uri pamusoro penyika. Vachaparara nomunondo nenzara, uye zvitunha zvavo zvichava zvokudya zveshiri dzedenga nemhuka dzepanyika.”
5 Nimar ma e gima Jehova Nyasaye wacho: “Kik idonj e ot mantiere chiemb liel; kik iywagi bende kik ikechgi, nikech asegolo gwethna, herana kod ngʼwonona kuom jogi.
Nokuti zvanzi naJehovha: “Usapinda muimba mune zvokudya zvamariro: usaenda kundochema kana kuvanzwira tsitsi, nokuti ndabvisa maropafadzo norudo rwangu nengoni dzangu pavanhu ava,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
6 Joma iwuoro to gi ji ajiya notho e pinyni. Ok noikgi kendo ok noywag-gi, bende onge ngʼama nongʼad dende kata lielo wiye nikech gin.
“Vose, vakuru navaduku vachafa munyika ino. Havangavigwi kana kuchemwa, uye hakuna munhu achazvicheka kana kuveura musoro wake nokuda kwavo.
7 Onge ngʼama nochiw chiemo mondo oogo joma goyo nduch joma otho kata mana newuoro kata miyo bende onge ngʼama nomigi math mondo oogi.
Hakuna munhu achavapa chokudya kuti vanyarare pakuchema kwavo vakafa, hakuna kunyange baba chaivo kana mai, hakuna kana achavapa mvura yokunwa chaiyo kuti vanyarare.
8 “Kendo kik idonj e ot mantiere nyasi ma ibed piny mondo ichiem kendo metho.
“Newe usapinda muimba inoitirwa mutambo kundogara pasi uchidya nokunwa.
9 Nimar ma e gima Jehova Nyasaye Maratego, ma Nyasach Israel, wacho: E ndalo ngimau kendo ka uneno anatiek koko mar ilo kae kod wende mag nyako midhi kendi kod wuowi madhi kendo.
Nokuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: Ndichagumisa panzvimbo ino, muchizviona pamazuva enyu, mheremhere yokupembera nenzwi romufaro uye nenzwi romwenga nerechikomba.
10 “Ka inyiso jogi gigi duto to gipenji ni, ‘Angʼo momiyo Jehova Nyasaye osechikonwa masira malich ka ma? Angʼo ma wasetimo marach? Richo mane ma wasetimo ne Jehova Nyasaye ma Nyasachwa?’
“Paunovaudza vanhu ava izvi zvose ivo vakakubvunza vachiti ‘Jehovha aisireiko kwatiri chirevo chenjodzi yakakura kudai? Chakaipa chatakaita ndecheiko? Chivi chedu ndecheiko? Chivi chedu ndecheiko chatakatadzira Jehovha Mwari wedu?’
11 Eka iwachnegi ni Jehova Nyasaye owacho ni, ‘Nikech wuoneu nojwangʼa, mi giluwo bangʼ nyiseche manono mi gitiyonegi kendo lamogi. Ne gikweda kendo ok girito chikna.
ipapo uti kwavari, ‘Nemhaka yokuti madzibaba enyu akandisiya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘vakatevera vamwe vamwari vakavashumira uye vakavanamata. Vakandisiya ini uye havana kuchengeta mirayiro yangu.
12 To usebedo joma timbegi mono moloyo wuoneu. Ne kaka ngʼato ka ngʼato kuomu luwo timbe manono mag chuny kar mondo gilwora.
Asi imi makaita zvakaipa kupfuura madzibaba enyu. Tarirai kuti mumwe nomumwe wenyu anotevera sei kusindimara kwomwoyo wake wakaipa pano kuti anditeerere ini.
13 Kuom mano, anawitu oko mar pinyni nyaka e piny ma un kata wuoneu ok osengʼeyo, kendo kanyo unutine nyiseche moko manono odiechiengʼ gi otieno, nimar ok anangʼwon-nu.’”
Saka ndichakudzingai panyika ino ndichikuisai kunyika yamusina kumboziva imi kana madzibaba enyu mugondoshumira vamwe vamwari ikoko masikati nousiku, nokuti handingakunzwirei nyasha.’
14 Jehova Nyasaye owacho niya, “Kata kamano, ndalo biro, ma dhano ok nochak owachi ni, ‘Akwongʼora gi nying Jehova Nyasaye mangima, manogolo jo-Israel Misri,’
“Kunyange zvakadaro, mazuva anouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “avasingazotizve, ‘NaJehovha mupenyu iye akabudisa vaIsraeri muIjipiti,’
15 to giniwach ni, ‘Akwongʼora gi nying Jehova Nyasaye mangima, manogolo jo-Israel e piny ma yo nyandwat kendo koa e pinje duto kama ne oseriembogie.’ Nimar anadwog-gi e piny mane amiyo kweregi.”
asi vachati, ‘NaJehovha mupenyu, akabudisa vaIsraeri kubva munyika yokumusoro uye nokubva munyika dzose dzaakanga avadzingira.’ Nokuti ndichavadzoserazve kunyika yandakapa madzitateguru avo.
16 Jehova Nyasaye owacho niya, “To anaor jolupo mangʼeny kendo ginimakgi. Bangʼ mano anaor jodwar mangʼeny, kendo ginidwargi e got maduongʼ kod mago matindo kendo e kuonde pondo mokunyore e lwendni.
“Asi zvino ndichavatumira varedzi vehove vazhinji,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “vagozovabata. Mushure maizvozvo ndichatumira vavhimi vazhinji, vachavavhima pamusoro pegomo roga roga napamusoro pechikomo choga choga uye nomumapako amatombo.
17 Wengena ne oneno timbegi duto; ok gipondona, bende richogo ok opondona.
Meso angu ari pamusoro penzira dzavo dzose; hadzina kuvanzika kwandiri, uye chivi chavo hachina kuvanzika pameso angu.
18 Anachulgi nyadiriyo kuom timbegi mamono kod richo mag-gi, nikech gisenjawo pinya kod gigi mopa maonge ngima kendo gisepongʼo girkeni mara gi nyisechegi manono maonge tich.”
Ndichatsiva zvakaipa zvavo nechivi chavo, zvakapetwa kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvifananidzo zvavo zvisina maturo, uye vakazadza nhaka yangu nezvifananidzo zvavo zvinonyangadza.”
19 Yaye Jehova Nyasaye, in e tekona kod ohingana, kar pondona e ndalo chandruok, in ema ogendini nobi iri koa e tungʼ piny ka tungʼ piny mi giwachi ni, “Wuonewa ne onge gimoro to mana nyiseche manono mag miriambo, nyiseche mopa maonge tich mane ok otimonegi ber moro amora.
Imi Jehovha, simba rangu nenhare yangu, utiziro hwangu munguva yokutambudzika, ndudzi dzichauya kwamuri dzichibva kumagumo enyika, dzichiti, “Madzibaba edu akanga asina chaanacho asi vamwari venhema bedzi, izvo zvifananidzo zvisingabatsiri zvisina chakanaka chazvakavaitira.
20 Bende ji loso nyisechegi giwegi? Ee, to ok gin nyiseche!”
Ko, vanhu vanozviitira vamwari vavo here? Hongu, asi havasi vamwari!”
21 “Emomiyo anapuonjgi kendo tinendeni anapuonjgi, tekona gi nyalona. Eka giningʼe ni nyinga en Jehova Nyasaye.”
“Naizvozvo ndichavadzidzisa, nguva ino ndichavadzidzisa simba rangu noukuru hwangu. Ipapo vachaziva kuti zita rangu ndiJehovha.

< Jeremia 16 >