< Habakuk 3 >

1 Lemo mane Habakuk janabi olamo e dwond Shigionot ema:
Munyengetero wamuprofita Habhakuki unoimbwa neshigionoti.
2 Jehova Nyasaye, asewinjo humbi; achungʼ e nyimi ka an-gi luoro kuom gik misetimo, yaye Jehova Nyasaye. Mad itimgi kendo e kindewa, mi gingʼere e ndalowani; ka in gi mirima to mad ipar ngʼwono.
Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi.
3 Nyasaye nobiro koa Teman, Nyasaye Maler moa e got mar Paran. (Sela) Duongʼne noumo polo, kendo pakne nopongʼo piny.
Mwari akabva kuTemani, iye Mutsvene akabva kuGomo reParani. Sera Umambo hwake hwakazadza matenga uye mbiri yake yakazadza nyika.
4 Berne ne chalo kawuok chiengʼ; kendo ler ne mil ka wuok e lwete, kama tekone opandie.
Kubwinya kwake kwakaita sokubuda kwezuva; bwerazuva hwakapenya huchibva muruoko rwake, makanga makavigwa simba rake.
5 Masira mar tuoche notelo e nyime; to midekre noluwe.
Hosha yakaenda ichibva pamberi pake; denda rakatevera nhambwe dzake.
6 Ne ochungʼ kendo noyiengo piny, ne ongʼicho mi ogendini otetni. Gode machon nomukore kendo gode matindo manyaka nene bende nopodho. Yorene osiko manyaka chiengʼ.
Akamira, akazungunusa nyika; akatarisa, akabvundisa ndudzi dzavanhu. Makomo akare kare akakoromoka uye zvikomo zvakare zvakawira pasi. Nzira dzake dzinogara nokusingaperi.
7 Ne aneno hemb jo-Kushan ka nigi chandruok, kuonde dak mag jo-Midian nigi kihondko.
Ndakaona matende eKushani ari panhamo, nzvimbo dzokugara dzeMidhiani dziri pakutambudzika.
8 Mirima nomaki gi aore, yaye Jehova Nyasaye? Koso mirima nomaki gi aore matindo? Koso ne ikecho gi nam kane iidho farese, ma en gachi mar loch?
Ko, makanga matsamwira nzizi here, nhai Jehovha? Makanga matsamwira zvikova here, nhai Jehovha? Makatsamwira gungwa here pamakafambisa mabhiza enyu nengoro dzenyu dzokukunda?
9 Isechiko atungʼ mari, kendo iluongo mondo omedi aserni mangʼeny. (Sela) Ipogo piny gi aore,
Makabudisa pachena uta hwenyu, mukadaidzira miseve mizhinji. Sera Makatsemura nyika nenzizi;
10 gode ne oneni ma otetni giluoro; oula nomwomo karidore. Kude matut bende mor matek; apaka ne tingʼore malo.
makomo akakuonai akadedera. Mvura zhinji yakapfuura; kwakadzika kwakatinhira kukasimudza mafungu pamusoro.
11 Wangʼ chiengʼ gi dwe nochungʼ kargi e kor polo ka gineno asernigi mibayo; ka mil polo machalo tongʼ mobaa.
Zuva nomwedzi zvakambomira kumatenga zvichiona kuvaima kwemiseve yenyu yaipfuura, zvichiona kupenya kwepfumo renyu rinobwinya.
12 E mirimbi ne iwuotho e piny duto, to kuom mirimbi ne inyono ogendini.
Mukutsamwa kwenyu makapfuura napanyika uye mukushatirwa kwenyu makarasa ndudzi.
13 Ne ibiro mondo ires jogi, mondo iwar ngʼatno mowal. Ne inyono jatend piny richo, ne ilonye duk koa e tiende piny nyaka e wiye. (Sela)
Makauya kuzonunura vanhu venyu, kuzoponesa muzodziwa wenyu. Makaparadza mutungamiri wenyika yavakaipa, mukamufukura kubva kumusoro kusvika kutsoka. Sera
14 Gi tonge owuon isechwoyo wiye, kane jolwenje omonjowa mondo gikewa, ka gin gi ilo ka gima gichiegni tieko joma onge gi nyalo kama ne giponde.
Nepfumo rake chairo makabaya musoro wake, pakauya varwi vake sechamupupuri kuzotiparadzira, vachifara savanoda kuparadza vanotambudzika vakanga vakavanda.
15 To ne inyono nam gi faresegi, ka iduwo pi.
Makatsika-tsika gungwa namabhiza enyu, mukabvongodza mvura zhinji.
16 Ne awinjo ma chunya noridore, dhoga nomoko kane awinjo kokono; chokena nonyosore kendo tiendena notetni. To kata kamano abiro rito ka ahora ni odiechieng masira mabiro mako oganda ma monjowa chopi.
Ndakazvinzwa, hana yangu ikarova, miromo yangu yakadedera pandakanzwa maungira; kuora kwakapinda mumapfupa angu, makumbo angu akadedera. Asi ndichamirira hangu zuva renjodzi kuti riuye pamusoro porudzi ruchatirwisa.
17 Kata obedo ni yadh ngʼowu ok nyal thiewo bende kata obedo ni onge olemo ewi yadh zeituni, kata obedo ni yadh mzabibu ok nyag olemo bende kata obedo ni puothe ok nyag cham, kendo kata obedo ni rombe orumo e abila mi dhok bende orumo duto e dipo,
Kunyange dai muonde ukasatunga maruva, uye mizambiringa ikashayiwa zvibereko, kunyange kubereka kwomuorivhi kukakona, uye minda ikasabereka zvokudya, kunyange dai kukasava namakwai muchirugu uye mombe dzikashayikwa mumatanga,
18 to kata kamano pod abiro bedo gi ilo kuom Jehova Nyasaye, kendo abiro bedo mamor kuom Nyasaye ma Jawarna.
kunyange zvakadaro, ndichafara muna Jehovha, ndichava nomufaro muna Mwari Muponesi wangu.
19 Jehova Nyasaye Manyalo Gik Moko Duto e tekona; en ema omiyo tienda bedo mayot ka tiend mwanda, en ema omiyo awuotho kuonde motingʼore malo. Ne jatend wer. E thuma mar kamba.
Ishe Jehovha ndiye simba rangu; anoita kuti tsoka dzangu dziite setsoka dzenondo, anondifambisa pamatunhu akakwirira. Kumutungamiri wokuimba, nemitengeranwa yangu.

< Habakuk 3 >