< 1 Samuel 9 >
1 Ne nitie ja-Benjamin moro mongʼere ma nyinge Kish wuod Abiel, ma wuod Zeror, ma wuod Bekorath, ma wuod Afia ma ja-Benjamin.
Kwakanga kuno murume worudzi rwaBhenjamini, ainzi Kishi mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia muBhenjamini, murume wesimba noumhare.
2 Ne en gi wuowi miluongo ni Saulo, ne en rawera ma jaber e kind jo-Israel bende ne en rabora ma ji moko ne rem mana e goke.
Aiva nomwanakomana ainzi Sauro, jaya raiyemurika rakanga risina akaenzana naro pakati pavaIsraeri, rakanga rakareba kupfuura vose.
3 Chiengʼ moro punde mag Kish wuon Saulo nolal kendo Kish nowachone wuode ma Saulo niya, “Kaw achiel kuom jotich mondo udhigo udwar punde.”
Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarasika, Kishi akati kuna Sauro mwanakomana wake, “Tora mumwe wavaranda uende naye kundotsvaga mbongoro.”
4 Omiyo nokadho e piny got mar Efraim kod alwora mar Shalisha, to ok ne giyudogi. Negidhiyo ma gichopo e gwenge mag Shaalim, to punde ne onge kuondego. Eka nokadho e piny Benjamin, to ne ok giyudogi.
Saka akapfuura nomunyika yamakomo yeEfuremu, akapfuurawo nomunzvimbo yakapoteredza Sharisha, asi havana kudziwana. Vakapfuurira mberi nomudunhu reSharimu, asi mbongoro dzakanga dzisiko. Ipapo akapfuura nomunyika yaBhenjamini, asi havana kudziwana.
5 Kane gichopo e gwenge mag Zuf, Saulo nowachone jatich mane ni kode niya, “Bi wadogi, dipo ka wuora oweyo paro punde kendo mochako mana parowa.”
Pavakasvika mudunhu reZufi, Sauro akati kumuranda waaiva naye, “Uya tidzokere, zvimwe baba vangu vangarega kufunga nezvembongoro vakatanga kufunganya pamusoro pedu.”
6 To jatich nodwoke kawachone niya, “Iwinjo, e dalano nitiere ngʼat Nyasaye moro marahuma kendo gik mowacho duto timore mana kaka owacho. Bi wadhi ire koro nikech onyalo nyisowa yo monego waluw.”
Asi muranda akapindura achiti, “Tarirai, muguta rino mune munhu waMwari; anoremekedzwa zvikuru uye zvinhu zvose zvaanotaura zvinoitika. Handei ikoko iye zvino. Zvichida achatiudza nzira yokuenda nayo.”
7 Saulo nowachone jatich niya, “To ka wadhi, en angʼo ma wabiro miyo ngʼatni? Chiemo mane ni e mifukewa oserumo. Waonge kod mich ma wanyalo tero ne ngʼat Nyasaye. En angʼo ma wan-go?”
Sauro akati kumuranda, “Kana tikaenda, murume uyu tingandomupei? Zvokudya zvanga zviri mumasaga edu zvapera. Hatina chipo chokundopa munhu waMwari. Chii chatinacho?”
8 Jatich nowachone kendo niya, “An-gi pesa moko manok. Abiro miye ngʼat Nyasaye mondo onyiswa yo monego waluw.”
Muranda akamupindura zvakare achiti, “Tarirai, ndine chikamu chimwe chete muzvina cheshekeri resirivha. Ndichachipa kumunhu waMwari kuti agotiudza nzira yokuenda nayo.”
9 Chon e piny Israel kane ngʼato dhi penjo Nyasaye wach ne owacho niya, “Bi wadhi ka Janen,” nikech ngʼat miluongo ni janabi ndaloni ne iluongo ni janen.
Kare munyika yeIsraeri, kana munhu achienda kundobvunza Mwari, aiti, “Handei kumuoni,” nokuti muprofita wanhasi ainzi muoni kare.
10 Saulo nowachone jatich niya, “Mano ber, bi wadhi.” Omiyo negiwuok ma gidhi e dala kama ngʼat Nyasaye nodakie.
Sauro akati kumuranda wake, “Zvakanaka, uya tiende.” Saka vakasimuka vakananga kuguta kwaiva nomunhu waMwari.
11 Kane giidho got matin-no ka gichomo dalano negiromo gi nyiri moko kadhi umbo pi kendo ne gipenjogi niya, “Bende ngʼat makoro nika?”
Pavaikwira gomo kuenda kuguta iri, vakasangana navasikana vaienda kundochera mvura, vakavabvunza vachiti, “Muoni aripo here?”
12 To negidwoko niya, “Ee entie, ero odhi nyimu kanyo, returu. Koro eka odonjo e dalawa kawuono nimar jowa timo misango e kama owal.”
Vakapindura vachiti, “Aripo. Ari mberi kwenyu. Kurumidzai achangosvika iye zvino muguta redu, nokuti vanhu vane chibayiro panzvimbo yakakwirira.
13 E sa ma usedonjo e dala to ubiro yudo kapok oidho odhi malo kama owal mondo ochiem. Ji ok bi chako chiemo nyaka ochopi, nikech nyaka ogwedh gir timo misango eka bangʼe jomo oluongi nyalo chiemo. Returu mapiyo sani ema unyalo yude.
Muchingopinda muguta muchamuwana asati aenda kunzvimbo yakakwirira kundodya. Vanhu havatangi kudya asati auya, nokuti anofanira kuropafadza chibayiro; mushure maizvozvo, avo vanenge vakakokwa vozodya. Endai iye zvino; munofanira kumuwana nguva idzo dzino.”
14 Ne giwuotho mi gidhi nyaka dala, to kane gidonjo kanyo to negineno Samuel, kabiro gwenyore kodgi kochiko kama owal.
Vakakwidza kuguta, uye pavakanga vava kupindamo vakaona Samueri achiuya nokwavakanga vari, ari munzira yake achikwidza kunzvimbo yakakwirira.
15 To chiengʼ motelone biro mar Saulo, noyudo ka Jehova Nyasaye osefwenyo ma ne Samuel.
Nezuro wacho Sauro asati asvika, Jehovha akanga aratidza izvi kuna Samueri:
16 “Kiny kar sa ma kama abiro oro ngʼato moa e piny Benjamin. Wire mondo otel ne joga ma jo-Israel, enores joga e lwet jo-Filistia. Asekecho joga nimar ywakgi osechopona.”
“Nenguva inenge ino mangwana ndichakutumira mumwe anobva kunyika yaBhenjamini. Muzodze kuti ave mambo pamusoro pavanhu vangu veIsraeri; achanunura vanhu vangu kubva muruoko rwavaFiristia. Ndatarira vanhu vangu, nokuti kuchema kwavo kwasvika kwandiri.”
17 Kane Samuel ogoyo wangʼe kuom Saulo, Jehova Nyasaye ne owachone niya, “Ma e ngʼat mane awuoyoni kuome nibiro rito ogandana.”
Samueri paakangoona Sauro, Jehovha akati kwaari, “Uyu ndiye murume wandakataura newe pamusoro pake; achatonga vanhu vangu.”
18 Saulo nodhi ir Samuel e dhorangach mopenje niya, “Kiyie to nyisa od janen?”
Sauro akaenda kuna Samueri pasuo akamubvunza achiti, “Mungandiudzewo here kune imba yomuoni?”
19 Samuel nodwoke niya, “An e janen. Tel nyima idhi kama owal maler nimar kawuono ibiro chiemo koda kendo kiny gokinyi abiro weyi idhi kendo ananyisi mago duto man e chunyi.
Samueri akapindura akati, “Ndini muoni. Chitungamira mberi kwangu kunzvimbo yakakwirira, nokuti nhasi unofanira kudya neni, mangwanani ndichakurega uchienda uye ndichakuudza zvose zviri mumwoyo mako.
20 Kor ka wach punde mane olal ndalo adek mokadho to owe chandi nimar oseyudgi. Koso en ngʼa ma chuny jo-Israel duto dwaro ka ok en in gi od wuonu?”
Kana zviri zvembongoro dzawakarasa mazuva matatu apfuura, usafunganya pamusoro padzo, dzakawanikwa. Zvino zvido zvose zveIsraeri zvatarira kuna ani kana kusiri kwauri iwe nemhuri yose yababa vako?”
21 Saulo nodwoko niya, “Donge an ja-Benjamin, oganda matin ahinya ei Israel, to donge dhoodwa bende e dhoot matin, moloyo ei oganda mar Benjamin? Angʼo momiyo iwacho wechegi kuoma?”
Sauro akapindura achiti, “Ko, handisi muBhenjamini, worudzi rudiki pane mamwe ose aIsraeri here, uye mhuri yangu haisi diki here pamhuri dzose dzaBhenjamini? Sei muchitaura chinhu chakadaro kwandiri?”
22 Eka Samuel nokelo Saulo gi jatije kar budho moketogi gibet e kom manyime kuom ji duto mane oluongo mane nyalo romo ji piero adek.
Ipapo Samueri akatora Sauro nomuranda wake akapinda navo mumba yokudyira akavagadzika kumusoro kwaavo vakanga vakokwa, vaisvika makumi matatu.
23 Samuel ne onyiso jatedo niya, “Kel lemo mar ringʼo mane amiyi, mane anyisi ni iket tenge.”
Samueri akati kumubiki, “Uya nechidimbu chenyama chandakakupa, chiya chandakuudza kuti uise parutivi.”
24 Eka jatedo nokawo em gi sembe moketo e nyim Saulo. Samuel nowacho niya, “Ma e gima nokan-ni, cham, nikech nokan-nigo ne nyasini, chakre e kinde mane aluongoe welo.” Eka Saulo nochiemo gi Samuel chiengʼno.
Naizvozvo mubiki akatora gumbo nezvaiva pariri akazvigadzika pamberi paSauro. Samueri akati, “Hezvi zvawakanga wachengeterwa. Idya, nokuti zvanga zvakachengeterwa iwe panguva ino, kubvira panguva yandakati, ‘Ndakoka vanhu.’” Zvino Sauro akadya naSamueri musi iwoyo.
25 Kane gisea e kama owal mi gidwogo e dala, Samuel nowuoyo gi Saulo ka gin kode ewi ode malo.
Mushure mokunge vadzika kubva kunzvimbo yakakwirira vakaenda kuguta, Samueri akataura naSauro ari pamusoro pedenga reimba yake.
26 Ne gichiewo ka piny yawore, eka Samuel noluongo Saulo ewi ot, kowachone niya, “Ikri abiro gonyi mondo ichak wuodhi.” Kane Saulo oseikore, en kod Samuel ne giwuok oko.
Vakamuka zuva richangobuda Samueri akadana Sauro ari padenga pemba akati, “Gadzirira ndigokurega uende hako.” Sauro akati agadzirira iye naSamueri vakabuda panze pamwe chete.
27 Kane oyudo gin e bath dala, Samuel nowachone Saulo niya, “Nyis jatichni mondo otel, in to dongʼ chien mondo amiyi wach moa kuom Nyasaye.” Omiyo jatijno notimo kamano.
Pavakanga vachienda kumucheto weguta, Samueri akati kuna Sauro, “Taurira muranda kuti atungamire mberi kwedu.” Muranda akaita saizvozvo. “Asi iwe chimbogara pano kwechinguva, kuti ndigokupa shoko rabva kuna Mwari.”