< 約書亞記 16 >
1 若瑟的子孫抽籤分得的土地,從耶利哥對面的約旦河起,到耶利哥東面的水源,沿著曠野,由耶利哥向上到貝特爾山區,
Mugove waJosefa waitangira paJorodhani paJeriko kumabvazuva kwemvura zhinji yeJeriko, ndokukwidza uchibva ikoko nomugwenga uchienda kunyika yezvikomo yeBheteri.
2 再由貝特耳路次,沿著阿爾基人的邊境,直到下貝特曷龍的邊境,以迄於革則爾,直達於海邊邊境
Waienderera mberi uchibva paBheteri (iro Ruzi), ndokuyambukira kunyika yavaAriki muAtaroti,
ndokuburukira kumabvazuva kunyika yavaJafereti uchindosvika kunyika yeBheti Horoni reZasi nokuGezeri, uchigumira pagungwa.
Saka Manase naEfuremu zvizvarwa zvaJosefa, vakagamuchira nhaka yavo.
5 以下是厄弗辣因子孫按照家族分得的土地:他們產業的邊界,東面是阿塔洛特阿達爾,直到上貝特曷龍,
Iyi ndiyo yaiva nyika yaEfuremu, mhuri nemhuri: Muganhu wenhaka yavo waibvira paAtaroti Adhari kumabvazuva uchisvika kuBheti Horoni yoKumusoro
6 直達於海。北端是米革默塔特,由此向東轉向塔納特史羅,越過雅諾亞東部,
uye uchindosvika kugungwa, kubva kuMikimetati nechokumusoro waikombamira kumabvazuva uchindosvika paTaanati Shiro, ndokupfuura ipapo wakananga kuJanoa nechokumabvazuva.
7 再由雅諾亞下至阿塔洛特和納阿辣,經耶利哥直達約旦河。
Ipapo wakadzika uchibva kuJanoa uchienda kuAtaroti nokuNaara, ndokundobata Jeriko, ndokubudira paJorodhani.
8 又從塔普亞往西到卡納谷,直達於海:以上是厄弗辣因子孫按照家族分得的產業。
Kubva paTapuwa muganhu waienda kumavirazuva kuRwizi rweKana uchindogumira pagungwa. Iyi ndiyo yaiva nhaka yorudzi rwavaEfuremu mhuri nemhuri.
9 此外,屬默納協子孫的產業中,還有給厄弗辣因子孫保留的城市──城市和所屬的村鎮。
Waisanganisirawo maguta ose nemisha yawo yakanga yakatsaurirwa vaEfuremu pakati penhaka yavaManase.
10 但是他們未能將住在革則爾的客納罕人趕走,因此客納罕人直到今天還住在厄弗辣因人中間,充當苦役。
Havana kudzinga vaKenani vakanga vagere muGezeri; nanhasi vaKenani vagere pakati pavaEfuremu asi vanoshandiswa mabasa echibharo.