< 約伯記 17 >
Mweya wangu waputsika, mazuva angu aitwa mashoma, guva rakandimirira.
2 我豈不是成了笑罵的對象﹖我的眼睛豈不是在酸苦中過夜﹖
Zvirokwazvo vaseki vakandipoteredza; meso angu anofanira kuramba akatarisa ruvengo rwavo.
3 求你將我的抵押放在你那裏! 誰還敢與我擊掌作保﹖
“Ndipei, imi Mwari, chitsidzo chamunoda. Ndianiko achandiisira rubatso?
4 因為你蒙蔽了他們的心,不叫他們明白,他們纔不敢舉起手來。
Makapofumadza ndangariro dzavo pakunzwisisa; naizvozvo hamungavatenderi kukunda.
5 人請自己的朋友分享所有,但自己的子女卻餓的眼目昏花。
Kana munhu akaramba shamwari dzake nokuda kwomubayiro, meso avana vake achapofumara.
“Mwari akandiita shumo kuvanhu vose, munhu anopfirwa mate kumeso kwake navanhu.
Meso angu aneta nokuchema; muviri wangu wose wangova mumvuri zvawo.
Vanhu vakarurama vanokatyamadzwa nazvo; vasina mhaka vachamukira vasingadi Mwari.
Kunyange zvakadaro, vakarurama vachabatirira panzira dzavo, uye vana maoko akachena vachanyanya kusimba.
10 你們眾人,請你們再回來,但在你們中我找不到一個智者。
“Asi uyai, imi mose, edzaizve! Handingawani murume ane uchenjeri pakati penyu.
11 我的時日已過去,我志所謀,我心所愛,都已落空。
Mazuva angu apfuura, urongwa hwangu hwaparadzwa, saizvozvowo zvishuvo zvomwoyo wangu.
Vanhu ava vanoshandura usiku kuti huve masikati; mukati merima ivo vanoti, ‘Chiedza chiri pedyo.’
13 若是我還有希望,即以陰府為我的家;在憂暗之處,舖設我的床榻。 (Sheol )
Kana musha wandinotarisira uri guva chete, kana ndikawaridzira mubhedha wangu murima, (Sheol )
14 我對墓穴說:你作我父! 對蛆蟲說:你作我母,我妹!
kana ndikati kuuori, ‘Ndiwe baba vangu,’ nokuhonye ndikati, ‘Ndiwe mai vangu’ kana ‘Hanzvadzi yangu,’
ko, tariro yangu iripi zvino? Ndianiko angaona tariro yangu?
16 這一切只有和我一同降入陰府,一同安息在灰塵中。 (Sheol )
Ichaburukira kumasuo orufu here? Tichaburukira muguruva pamwe chete here?” (Sheol )