< Isaiah 11 >

1 Jesi kung dawk hoi a dawn a cawn han. A tangpha dawk e a cakang ni a paw a paw han.
Bukira richabva kudzinde raJese; Davi rinobva pamidzi yake richabereka muchero.
2 BAWIPA e Muitha, lungangnae Muitha, thaipanueknae Muitha, kâponae Muitha, thaonae Muitha, panuenae Muitha, hoi BAWIPA takinae Muitha teh ahni dawk ao han.
Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wouchenjeri newokunzwisisa, mweya wokurayira nowesimba, mweya wokuziva newokutya Jehovha,
3 Ahni teh BAWIPA a taki dawkvah, a mit hoi a hmu e patetlah lawkceng hoeh, a hnâ hoi a thai e patetlah lawk tâtueng hoeh.
uye achafarira kutya Jehovha. Haazotongi nezvaanoona nameso ake, kana kutonga nezvaanonzwa nenzeve dzake,
4 Mathoenaw hah lannae hoi lawk a ceng teh, talai taminaw koelah, panguepnae lahoi lawk a tâtueng pouh. Talai hah a lawk bongpai hoi a hem teh, tamikathoutnaw hah a kâha hoi a thei.
asi nokururama achatongera varombo, nokururamisira achatongera vanyoro vapanyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake; nokufema kwemiromo yake achauraya vakaipa.
5 Lannae hoi yuemkamcunae teh a keng dawk kâyeng e taisawm lah ao.
Kururuma ndiro richava bhanhire rake uye kutendeka bhanhire romuchiuno chake.
6 Asui teh tuca hoi rei ao han. Kaisi teh hmaeca hoi rei a yan han. Maitoca, sendek, hoi ka thâw e saringnaw hoi reirei a ceio awh han. Camocanaw ni hotnaw hah a hrawi awh han.
Bere richagara negwayana, ingwe ichavata pasi nembudzi, mhuru neshumba nezvakakodzwa zvichafura pamwe chete; uye mwana mudiki achazvitungamirira.
7 Maitomanu hoi tavom teh reirei hrampa awh vaiteh, a canaw teh reirei a yan awh han. Sendek hai maito patetlah hram a ca han.
Mhou ichafura nebere, vana vazvo vachavata pasi pamwe chete, uye shumba ichadya uswa senzombe.
8 Sanu ka net e camo ni hai hrunthoe khu koe a pai han. Sanu kamphei e camo nihai, hrunthok khu dawk a tapu han.
Mwana mucheche achatambira pedyo nomwena wemhakure, uye mwana mudiki achaisa ruoko rwake mumwena wenyoka.
9 Kaie kathounge mon dawk, kârektapnae, kâraphoenae awm mahoeh. Bangkongtetpawiteh, tuipui ni amae hmuen hah a ramuk e patetlah talai van teh, BAWIPA panuenae hoi akawi han.
Hazvingazokuvadzi kana kuparadza pagomo rangu rose dzvene, nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha semvura zhinji inofukidza gungwa.
10 Hate hnin dawkvah, Jesi e tangpha teh cawn vaiteh, taminaw hanelah mitnoutnae lah ao han. Hote mitnoutnae koe Jentelnaw teh a kâhnai awh han. A onae hmuen hai a lentoe han.
Pazuva iro Mudzi waJese uchamira somureza wamarudzi; ndudzi dzichamhanyira kwaari, uye nzvimbo yake yokuzorora ichabwinya.
11 Hate hnin dawkvah, a kut dâw vaiteh, Assiria ram, Izip ram, Pathros ram, Kush ram, Elam ram, Shinar ram, Hamath ram, tuipui namran lah kaawm e ramnaw koehoi, a taminaw kacawiraenaw hah bout a thokhai.
Pazuva iro Jehovha achatambanudza ruoko rwake kechipiri kuti adzorezve vakasara ivo vanhu vake vakasiyiwa kubva kuAsiria, kubva zasi kweIjipiti, nokubva kumusoro kweIjipiti nokubva kuEtiopia, nokubva kuEramu, nokubva kuBhabhironi, nokuHamati uye nokubva kuzviwi zvegungwa.
12 Jentelnaw hanelah mitnoutnae a ung pouh dawkvah, a pâlei e Isarelnaw hoi kho tangkuem kampek e Judahnaw hah, talai takin pali touh koehoi kaw vaiteh, a pâkhueng han.
Achasimudzira marudzi mureza uye achaunganidza vakadzingwa vaIsraeri; achaunganidza vakaparadzirwa vavanhu veJudha, kubva kumativi mana enyika.
13 Ephraim teh utnae lung a roum han. Ouk ka taran e Judahnaw hai taran ngainae lung a roum awh han. Ephraim ni Judahnaw hah ut awh mahoeh toe. Judahnaw ni Ephraim hah taran awh mahoeh toe.
Godo raEfuremu richapera uye vavengi vavaJudha vachagurwa; Efuremu haachazovi negodo naJudha, naJudha haangaitire Efuremu hasha.
14 Ahnimouh ni kanîloum lah, Filistinnaw hah a tuk awh han. Kanîtholae ramnaw e hnopainaw hah reirei a lawp awh han. Edomnaw hoi Moabnaw hai a thei awh han. Ammonnaw ni ahnimae lawk hah a ngai pouh awh han.
Asi vachawira pamusoro pamateru eFiristia kumavirazuva; pamwe chete vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachatora Edomu neMoabhu, uye vaAmoni vachava varanda vavo.
15 BAWIPA ni Izip tuipui e lai hah khoeroe a raphoe pouh han. Kabetpoung e kahlî hoi a kut hah palangnaw van kahek vaiteh, palang sari touh a lawng nahanlah hem vaiteh, taminaw ni khokkhawm khawm vaiteh a raka awh han.
Jehovha achaomesa chose chikamu chegungwa reIjipiti; nemhepo inopisa achatsvaira noruoko rwake pamusoro peRwizi rweYufuratesi. Acharukamura-kamura agoruita hova nomwe, kuitira kuti vanhu vagone kuyambuka vachienda mhiri vakapfeka shangu.
16 Isarelnaw Izip ram hoi a tâco awh navah kaawm e patetlah Assiria ram hoi kacawie a taminaw ceinae lamthung lah a coung han.
Pachava nomugwagwa mukuru wavanhu vake vakasara, vakasiyiwa kubva kuAsiria, sezvazvakanga zviri kuvaIsraeri pavakabva kuIjipiti.

< Isaiah 11 >