< Matiyu 22 >

1 Yesu a tre ni ba ngari ni misali a ndi,
Zvino Jesu wakapindura akataurazve kwavari nemifananidzo, achiti:
2 “Igbu u chu ngbungblu'a he na ichu ri wa si tie gran ni vren ma.
Ushe hwekumatenga hwakafananidzwa neumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wemuchato;
3 Atru ba gran ma ndu ba hi yo bi wa bana hla bawu ndu ba ye ni lo gran, u bana ye na.
akatuma varanda vake kunodana vakange vakokwa kumuchato, asi havana kuda kuuya.
4 U chua ala ton gran ma bari nda tre, 'Hla ni biwa mi yo ba, Tomba, mi kle biri u gran ye. Mi han kiekle lando lilon, ni ba mri nze lando ni mbrukpi ba mi tie ba wawuu ye ni bubu gran.'
Akatuma zvekare vamwe varanda, achiti: Udzai vakakokerwa muti: Tarirai, ndagadzira chisvusvuro changu, nzombe dzangu nezvakakora zvabaiwa, uye zvinhu zvese zvagadzirwa; uyai kumuchato.
5 U ndi bi kima ba kana nyme ni yo'a na nda hi kpa mla Iri hi rju, u ri bubu u lema.
Asi havana kuzvikoshesa, vakaenda, umwe kumunda wake pachake, umwe kukutengeserana kwake;
6 Imbru mba baka vu ba gran chu'a nno ba nkpon ya, nda wuu ba.'
vakasara vavo vakabata varanda vake, vakavaitira zvakaipa, vakavauraya.
7 U ichu'a ka tie nfu, nda ton ba soja ma hi ka suu tu biwa ba wuugran ba nda gon gbu mba.
Zvino mambo wakati azvinzwa, wakatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza mhondi idzo, akapisa guta ravo.
8 Nikima, a hla ni ba gran ma ba, 'Ba kle ndu u gran a ye u bi wa bayo ba'a bana mlau ye na.
Zvino akati kuvaranda vake: Muchato wagadzirwa, asi vakange vakokwa vakange vasina kufanira.
9 Nitu kimayi bika hi ni nyu nkon ndi yo gbugbu ndji wa bi toh a ndu ba ye ni gran'a.
Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumuchato vese vamunowana.
10 Igran ba baka hi ni nkon nda ka gbu ndji wa ba toh a ye, ni bi bima niwa bana bina. U tra u gran ka su pui me ni bi tsri.
Varanda avo vakabudira kunzira, vakaunganidza vese nekuwanda kwevavakawana, zvese vakaipa nevakanaka; imba yemuchato ikazara nevagere pakudya.
11 U chu'a ye nda ni toh bi tsri ba, nda toh indji ri wa ana sru kpi u gran na.
Zvino mambo wakati achipinda kuzoona vagere pakudya, akaona ipapo munhu asina kupfeka chipfeko chemuchato;
12 U chua mye, 'Ikpan mu, u tie ni he ndi ri ye wa hama ni kpi u gran?' Igua ka wa ikpye u trea hama.
akati kwaari: Shamwari, wapinda sei pano usina chipfeko chemuchato? Akashaya remuromo.
13 U chua hla ni gran ma ba, 'Vu ghuyi lo' woni za, ndi kau taga ni mi bwu,' iwrji wa ani yi nda tan nyinyiere na.
Zvino mambo akati kuvaranda: Musungei makumbo nemaoko, mumubvise, mukandire kurima rekunze kwekupedzisira; apo pachava nekuchema nekugeda-geda kwemeno.
14 Ahi ndi gbugbu wa ba yo, u fyi me yi ba chu ba.'”
Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vashoma vanosanangurwa.
15 U Farisawa ba baka hi nda ka sron mu u nkon wa la vu ni tre ma'a.
Zvino VaFarisi vakaenda vakanorangana kuti vangamuteya sei pakutaura.
16 Baka tru mri koh ba ni Hirudiyawa hi ni wu. Baka tre na Yesu, “Mala, kie toh wu u indji u hla tre njanji, ndi ni tsro nkon Bachi njanji me. U na ya kri ni tre ndi na ndji na tsro son tu ni ndji na.
Vakatuma kwaari vadzidzi vavo vane VaHerodhe, vachiti: Mudzidzisi, tinoziva kuti ndimwi wechokwadi, uye munodzidzisa nzira yaMwari muchokwadi, musingarangariri zvemunhu, nokuti hamutariri chimiro chevanhu.
17 Hla tawu, ahi ngye hi mre me? A he tu nkon ndu ba han ban ni Kaisar ka a'an?”
Naizvozvo tiudzei: Munofungei? Zvinotenderwa kupa Kesari mutero here, kana kwete?
18 U Yesu a toh meme mba nda tre, “Anitu ngye mba bi tsra me, biyi bi tie brji?
Asi Jesu wakaziva kuipa kwavo, akati: Munondiidzirei, vanyepedzeri?
19 Tsro me nklen u bana. “Niki yi baka nji dinari ri ye nno.
Ndiratidzei mari yemutero. Vakamuvigira dhenario.
20 Yesu a tre ni ba, “Ahi yu nha ni nde nha mba he ni wayi?
Zvino akati kwavari: Mufananidzo uyu nechinyorwa ndezvani?
21 U ba hla wu, “Ahi u Kaisar.” U Yesu ka hla bawu, “To kima, nno Kaisar ikpyi bi Kaisar, u ni Irji ikpi bi Irji.
Vakati kwaari: ZvaKesari. Ipapo akati kwavari: Naizvozvo dzorerai kuna Kesari zvinhu zvaKesari, nekuna Mwari zvinhu zvaMwari.
22 Wa ba wo toyi, baka manji ma wakran. Ba donwu me nda hi kpa mba.
Vakati vanzwa vakashamisika, vakamusiya, vakaenda.
23 Ni vi kima Sadukiyawa bari, wa ba hla ndi tash'me na he na, ba ye niwu. Ba mye wu,
Nezuva iro kwakauya kwaari VaSadhusi, avo vanoti hakuna kumuka, vakamubvunza,
24 ndi, “Mala, Musa a hla, 'Indji wa a khwu nda na he ni mri naa, a gbigbi ndu vayi ma ndu gran wama nda ngrji mri ni vayi ma.
vachiti: Mudzidzisi, Mozisi wakati: Kana munhu akafa asina vana, munin'ina wake achawana mukadzi wake, agomutsira mukoma wake mbeu.
25 Imri vayi bari tangban ba na he. U mumla a gran nda kwu. Nitu wa ana ka mri don na, a ka wama don ni vayi maa.
Paiva pakati pedu nevanakomana vemunhu umwe vanomwe; wekutanga akawana mukadzi, akafa; uye asina mbeu, akasiya mukadzi wake kumunin'ina wake.
26 U vayi ma u haa ngame ala tie tokima me, u'u traa me, hi niwu tangban a.
Saizvozvowo wechipiri, newechitatu, kusvikira kune wechinomwe.
27 Iwa ngame ye khwu hu ba tangban mbawu.
Pakupedzisira kwevese mukadzi akafawo.
28 U ni vi u tash'me, iwaa ni u nha nime tangban ba? Niwa wawu mbawu ba gran wu.
Zvino pakumuka, achava mukadzi waani pavanomwe? Nokuti vese vakava naye.
29 Yesu a saa nda hla bawu, “Bi kadu, niwa bi na toh embe ba na ni ngbengblen Irji na.
Jesu ndokupindura, akati kwavari: Munorasika, musingazivi magwaro, kana simba raMwari;
30 Ni tash'me a, bana gran na nda na nno gran na. Ana he tokima na, ba he tu Malaiku bi shulu.
nokuti pakumuka havawanani, havawaniswi; asi vakaita sevatumwa vaMwari kudenga.
31 U nitu tash'me bi khwu, bina kra kpye wa Rji hla yiwu, nda tre,
Asi maererano nekumuka kwevakafa, hamuna kuverenga here zvakataurwa kwamuri naMwari, achiti:
32 'Mi hi Rji u Ibrahim, ni Irji u Ishaku, u ni Irji u Yakubu?' Irji na Irji u wa ba khwu'a na, ahi wu wa ba he ni sisren.”
Ini ndiri Mwari waAbhurahama, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho? Mwari haasi Mwari wevakafa, asi wevapenyu.
33 Wa jbu ndji ba ba wo wayi, baka manji tsro maa wakran.
Zvino zvaunga zvichizvinzwa zvakashamisika nedzidziso yake.
34 U wa Farisawa ba wo ndi Yesu a kanyu Sadusiyawa ba, baka yo kpamba shu tie.
VaFarisi vakati vachinzwa kuti washaisa VaSadhusi remuromo, vakaungana pamwe.
35 Iri mba, wa a kpa ka ni duu a, a myewu, nda ni tsra wu -
Zvino umwe wavo, nyanzvi yemutemo, wakamubvunza, achimuidza, ichiti:
36 “Mala, ni mi duu'a a riame mba nna wawuu?”
Mudzidzisi, ndeupi mutemo mukuru pamurairo?
37 Yesu a hla niwu, “'Son Bachi Irji me ni sron me wawuu, ni dri me wawuu, u ni mre me wawuu.'
Jesu akati kwaari: Ida Ishe Mwari wako, nemoyo wako wese, uye nemweya wako wese, uye nemurangariro wako umwe neumwe.
38 I wayi hi kikle ni duu u mumla.
Ndiwo murairo wekutanga uye mukuru.
39 U uhamaa he to kima - 'Son mri vayi me na tume.'
Wechipiri unofanana nawo, ndiwoyu: Ida umwe wako sezvaunozvida iwe.
40 Nitu duu hari biyi mba, inkpyi duu a ni anebi baba nji wu.”
Pamirairo iyi miviri, murairo wese nevaporofita zvakaremberedzwa.
41 Niwa Farisawa ba ba kisi shu kpamba tiea, Yesu a nno mba mye ri.
Zvino VaFarisi vachakaungana, Jesu akavabvunza,
42 A tre ndi, “Ahi ngye ri hi mre mbi ni tu Kristi? A hi vren nha?” Ba hla wu, “Ivren Doda.”
achiti: Munofungei pamusoro paKristu? Mwanakomana waani? Vakati kwaari: WaDhavhidhi.
43 Yesu a hla baawu, “U ni he ri Doda a yo wu ni mi brji'a ndi Bachi, nda tre,
Akati kwavari: Ko Dhavhidhi wakagomutumidza sei muMweya kuti Ishe, achiti:
44 'Bachi hla ni Bachimu, “Kuson ni wo korhi mu, se mi ka bi yowu ko shishi zi ni nda za me?'”
Ishe wakati kuna Ishe wangu: Gara kurudyi rwangu, kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako?
45 U Doda ani ta yo wawu wahi Kristi ndi 'Bachi,' u nihe ahi vren Doda?”
Zvino kana Dhavhidhi achimuti Ishe, anova mwanakomana wake sei?
46 Indrjo ri ana he nyu u saa kpe ri ni wu na, u indrjo ri na la mye wu kpe ri rji ni vi kima ngana.
Zvino hakuna akagona kumupindura shoko; uye kwakange kusina munhu kubva pazuva iro wakatsunga kumubvunzazve.

< Matiyu 22 >