< Matiyu 10 >

1 Yesu ayo Mrli koh ma wlon don harli a nda nno ba ngbengblen u ju me'me brji, ni u den lilo ba blawowu.
Zvino wakadanira kwaari vadzidzi vake gumi nevaviri, akavapa simba pamusoro pemweya yetsvina, kuti vaibudise nekuporesa denda rese neurwere hwese.
2 Zizanyi ngye nde mrli koh ma bahe toyi. U mumla, Sima, wa ba yowu ndi Bitru, u vayi ma Andoro, u Yakubu ivren Zabadi, mba vayima Yahaya,
Zvino mazita evaapositori gumi nevaviri ndiwawa: Wekutanga, Simoni, anonzi Petro, naAndiriya munin'ina wake; Jakobho waZebhedhi, naJohwani munin'ina wake;
3 Filibus, u Bartalamawus, u Toma, ni Matiwu wa ata kpa ban a u Yakubu ivren Halfa, u Taddawus;
Firipi, naBhatoromeo; Tomasi, naMatewu muteresi; Jakobho waArifiyo, naRebheu wainziwo Tadhiyo;
4 Sima indi u suron, u Yahuda Iskarioti wa a le ni Yesu'a.
Simoni muKenani, naJudhasi Isikariyoti iyewo wakamutengesa.
5 Ahi wlo don ha biyi mba Yesu a ton ba nda hla ni bawu, “Nahi nibiwa bana Israilawa na ni gbu bi Samariyawa na.
Ava gumi nevaviri Jesu akavatuma, akavaraira, achiti: Musaenda munzira yevahedheni, musapinda muguta reVaSamaria;
6 Hi ni nt'ma u koh Israila wa ba kado'a megyen.
asi zvikuru muende kumakwai akarasika eimba yaIsraeri.
7 Bita zren sihi bika ta hla tre Rji, ndi tre, 'mulki shulu tie wiewiere.'
Zvino pakufamba, muparidze muchiti: Ushe hwekumatenga hwaswedera.
8 Den bi lilo, ta' k'mo shine, bi kpurju, mla batie tsratsra ndi ju me'me' brji rju. Bi kpa magyen, biyi me bika nno megyen.
Poresai vanorwara, natsai vane maperembudzi, mutsai vakafa, budisai madhimoni. Makagamuchira pachena, ipai pachena.
9 Na nji ba' zinariya, azurfa, u dra nimi kpo mbi na.
Musawana goridhe, kana sirivheri, kana ndarira mumabhanhire enyu,
10 Na nji mbu u zren na ka inklon ha' ka lagbom ka kpa'la' na, e' indi u ndu ahe nkon u la'ma.
kana homwe yerwendo, kana nguvo refu mbiri, kana manyatera, kana tsvimbo; nokuti mushandi wakafanira kudya kwake.
11 Igbu wa bi ria, rligra ma ka tsitsima, bika wa indi u totie ndi son kima mla nton wa bi wlua.
Muguta ripi neripi kana mumusha wamunopinda, bvunzai kuti ndiani mauri wakafanira, mugarepo, kusvikira muchibva.
12 Bita' ni' ri ni koh bika ciu.
Zvino kana muchipinda muimba, muikwazise.
13 Ikoh'a nita ikoh waani son sia, isi mbi ni hu ba. Ani ta ha'ma, isi mbi ni k'ma ye yiwu.
Uye kana imba yakafanira, rugare rwenyu ngaruuye pamusoro payo; asi kana isingafaniri, rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri.
14 Biwa ba'ta kamba ni kpayi ka ni woyi, bita ni don gbu'a ka koh'a, bika kpon wru u za'mbi hle bawu.
Uye ani nani usingakugamuchiriyi, kana kuteerera mashoko enyu, kana muchibuda paimba iyo kana paguta iro, zuzai guruva retsoka dzenyu.
15 Njanjimu, me hla yiwu, ni vi u Rji, ba sutie ni ndi bi Sodom mba Gomora zan gbu biki.
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Zvichava nani kunyika yeSodhoma neyeGomora nezuva rekutongwa kupfuura guta iro.
16 Tomba, mi tonyi ni hi na ntama ni tsutsu tsi,' nayi, bika wierli too won ndi na bi tie me'me' na too nghu.
Tarirai, ini ndinokutumai semakwai pakati pemapumhi; naizvozvo chenjerai senyoka, mururame senjiva.
17 Tie srensren ni ndi! Ba njiyi hi bi ninkon u tra Rji u ba tsiyi ni gbugban.
Asi svinurirai vanhu; nokuti vachakukumikidzai kumatare emakurukota, uye vachakurovai netyava mumasinagoge avo;
18 Ba njiyi hi ba gona ni ba chu ni tu mu ni ndu ba ni biwa ba Israilawa na toh me.
zvino muchauiswawo pamberi pevatungamiriri nemadzimambo nekuda kwangu, huve uchapupu kwavari nekuvahedheni.
19 Bati vuyi nno ba, bikana tamre ndi ahi ngye ka anihe mi tre na. Ba nno kpu'a u tre'a ni nton kima.
Asi kana vachikukumikidzai, musafunganya kuti muchataura sei kana chii; nokuti muchapiwa nenguva iyo chamuchataura.
20 Ana hiwu ba u tre na, ahi Brji u tieme mba nitre rju zu nyu mbi.
Nokuti hamusi imwi munotaura, asi Mweya waBaba venyu anotaura mamuri.
21 Vayi ni nno vayima wu', atie ivren ma ngame. Imrli ba wlu tie meme ni batie mba nda ndu ba wu ba.
Mwanakomana wamai achakumikidza mwanakomana wamai kurufu, nababa mwana; uye vana vachamukira vabereki nekuvauraya.
22 Konha ni kranyi nitu ndemu. U wa avu sron hi kle nton'a, ani gbujbu.
Uye muchavengwa nevese nekuda kwezita rangu; asi anotsungirira kusvika pakuguma, ndiye achaponeswa.
23 Bata tieyi dii ni mi gbu, tsutsu hi niwa a wie niwu'a. Njanjimu me hle yiwu, bina zren hle gbu Israila na rli ivren ndi kaye.
Asi kana vachikushushai muguta iri, tizirai kune rimwe; nokuti zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Hamungatongopedzi maguta aIsraeri, kusvikira Mwanakomana wemunhu asvika.
24 Mrli koh bana nna' tie koh mba na, vigran na zan bacima na.
Mudzidzi haasi pamusoro pemudzidzisi, kana muranda pamusoro paishe wake.
25 A mla ndu vren koh ndu he na tiekoh ma u gran kahe to bacima. U bati yoh indi u koh nda hi Ba'alzabu, kaba kpande bi koh ki tie me'me' ndandime!
Zvakaringanira mudzidzi kuti ave semudzidzisi wake, nemuranda saishe wake. Kana vaidza Ishe weimba kuti Bheerizebhuri, vachadaro zvikuru sei veimba yake!
26 Tokiyi bikana tie sisri mba na, e ikpie'a ba kawu a ba bwuu, u wa ahe riirii'a ba hla wu rju rah.
Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chakafukidzwa chisingazobvundunurwi, kana chakavanzika chisingazozikanwi.
27 Ikpiea me hla yiwu ni bwua, hla wu ni kplende rji, u kpie wa ba tre yiwu ni ton'a, d'buu ni tutra.
Zvandinokuudzai murima, taurai pachiedza, nezvamunonzwa munzeve, paridzirai pamusoro pematenga edzimba.
28 Na klu sisri bi wu kpandi na, wa bana toh wu dri na. Klu wa ani toh wa kpa'a nda tru dri'a yo ni kpaca lu. (Geenna g1067)
Uye musatya vanouraya muviri, asi havagoni kuuraya mweya; asi mutye zvikuru uyo anogona kuparadza zvese mweya nemuviri mugehena. (Geenna g1067)
29 Bana le mrli cincen harli nitu vi kubuna? Iri mba mitie bre joku hama ni y'me tie mbi.
Ko tushiri tuviri hatutengeswi nekobiri here? Asi kamwe kadzo hakangawiri pasi kunze kwekuda kwaBaba venyu.
30 'E' futu mbi me a toh blawo.
Asi nevhudzi remusoro wenyu rakaverengwa rese.
31 Na klu sisri na. Itimbi nna u cincen gbugbuwu.
Naizvozvo musatya, imwi munopfuura tushiri tuzhinji.
32 Ahe nakiyi ndi ko nha wa a ny'me nime ni k'bu ndai, me y'me niwu ni k'bu tie mu wa ahe shulu'a.
Naizvozvo umwe neumwe achandibvuma pamberi pevanhu, ini ndichamubvumawo pamberi paBaba vangu vari kumatenga.
33 Ama iwaa ana nyme ni me ni shishi ndina me ngame mina nyme ni wu ni shishi timu wa a he ni shulu na
Asi ani nani anondiramba pamberi pevanhu, neni ndichamuramba pamberi paBaba vangu vari kumatenga.
34 “Na yamba ndi mi nji si ye ngbungblu yina. Mina nji si ye nno na ahi takobi.
Musafunga kuti ndakauya kuzoisa rugare panyika; handina kuuya kuzoisa rugare, asi munondo.
35 Meye vu tu ndi wru ni tiema, u vrenwa ni yima, u wa ni yima.
Nokuti ndakauya kuzopesanisa munhu nababa vake, nemukunda namai vake, nemuroora navamwene vake;
36 Bi kran ndi bahe bi koma.
nevavengi vemunhu ndeveimba yake.
37 Twa a son tiema ka yima nna me'a, ana mla wa ani umuna. U wa a son vren ma ka vrenwa ma nna me, ana mla wa ani umu'a na.
Anoda baba kana mai kupfuura ini haana kufanira ini; neanoda mwanakomana kana mukunda kupfuura ini haana kufanira ini;
38 Wa ana ban gran kukron ma nda hume na, ana mla wa ani umu na.
uye asingatori muchinjikwa wake akanditevera, haana kufanira ini.
39 I wa ani hra tuma'a ani nado, uwa ani nno tuma, ani fe wu.
Anowana mweya wake acharasikirwa nawo; asi anorasikirwa nemweya wake nekuda kwangu achauwana.
40 Wa a kpayia, a kpame ngame.
Uyo anogamuchira imwi anogamuchira ini; neanogamuchira ini anogamuchira iye wakandituma.
41 Wa a kpame a, akpa wa a ton me'a. Wa akpa anebi a, ani kpa dii u anebi. U wa akpa u tie zizia ni tu wa ahi indi u zizi, ani kpa diima na ndi u zizi me.
Anogamuchira muporofita muzita remuporofita achawana mubairo wemuporofita; neanogamuchira wakarurama muzita rewakarurama achawana mubairo wewakarurama.
42 Wa a nno ri ni mi mrli bi tsitsa biyi, ka a ndi mma ni vi kofi me, nituwa vren kohmu'a, nkponjimu, me hla yiwa ana hon dii mana”.
Uye ani nani anonwisa umwe wevadiki ava mukombe chete wemvura inotonhorera muzita remudzidzi, zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Haangatongorasikirwi nemubairo wake.

< Matiyu 10 >