< 1 Pita 5 >
1 Ni mi bi ninkon wa me mi ninkon, wa ba chume ni shishi kpa-ya Yesu Kiristi, ni hla ndindima u bachi dun ba toh.
Vatariri vari pakati penyu ndinovakurudzira, vandiri mutariri pamwe navo nechapupu chematambudziko aKristu, nemugovani wekubwinya kuchazoratidzwa.
2 Zizan tie ndu vren u krju ntma ni kpa nyemme, ana ni gbigbina, ana ni kpa-sɦăn na.
Fudzai boka raMwari riri pakati penyu, muchitaridzira, kwete nekurovererwa asi nekuda, kwete nekuda kwekukarira fuma yakaipa, asi nechido,
3 Na ban tu me ndi wu ninkon ni shishi indi wa u ya'ba na, se “u” ka tsroba inkoh tie ndindi u ntma.
kana kuva semadzishe pane vamakagoverwa, asi muri mifananidzo yeboka.
4 Ninkon u krju ntma ni ta bwu shishi niwu, u fe pri-nzeh u tuntur.
Zvino Mufudzi mukuru paachaonekwa muchagamuchira korona yekubwinya isingabvuruvari.
5 A naki biyi mri-nzeh wawu, ka tu nbi grji ni bi ninkon nitoh tu-nbi ni nfutu, na kpa ri-mbi tsri na. Irji na nyimme ni-ndi wa ni nzutu na.
Saizvozvo, vadiki, zviisei pasi pevakuru, uye mese muzviise pasi umwe kune mumwe, mupfekedzwe nekuzvininipisa, nokuti Mwari anopikisa vanozvikudza, asi anopa nyasha vanozvininipisa.
6 Njitu-mbi grji dun Irji zoh yi.
Naizvozvo zvininipisei pasi peruoko rwune simba rwaMwari, kuti akukudzei panguva yakafanira,
7 Ka wawu sisri meh don ni-Wu, Wawu yi ni kata.
muchikandira pamusoro pake kufunganya kwenyu kwese, nokuti iye ane hanya nemwi.
8 Mmla yah, mmla zren, meme-a ni-zren ni kagon ni wa-indi wa a ni ta'n na-ichen u'yon.
Svinurai, rindai, nokuti mupikisi wenyu dhiabhorosi, seshumba inoomba anofamba-famba achitsvaka waangapedza;
9 Ka'me niwũ. Kri mgbamgba ni yo-sron. U toh indi bi hu Irji ni mgumgblu ba si shaya naaki me.
mumupikise makasimba parutendo, muchiziva kuti matambudziko iwawo anozadziswa kuhama dzenyu dziri panyika.
10 Ni-gon iya wa uti ni'nton tsaame. Irji (Bachi) u ko'nge, iwa a yo, a ye ni sisren u tuntur ni Yesu Kiristi, ani nu mgbemgble na mlawu ti. (aiōnios )
Asi Mwari wenyasha dzese, iye wakatidanira mukubwinya kwake kusingaperi muna Kristu Jesu, kana tatambudzika chinguvana, iye anokupedzeredzai nekukutsigisai, nekukupai simba, nekukuteyai. (aiōnios )
11 Ni shullu mba ni memme ndu son chu ma. Anaki. (aiōn )
Kwaari ngakuve kubwinya nesimba kusvikira rinhi narinhi. Ameni. (aiōn )
12 I'me mi kpa-nyime ni Silvanus a vayi u yer-yer, mi hla ni yiwu tsa-me ni wawuyi.
NaSirivhano hama yakatendeka kwamuri, pakufunga kwangu, ndanyora nepadiki, ndichikurudzira nekupupura kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari, dzamumire madziri.
13 Mi hla yiwu gbigbi kpe wa mi hla a njanji tre Irji mi kri nitu ma. Iwah u Babilon wa bi kpa indu ni ntoh ṛiři asi chi yi. Ivren mu Markus ngame asi chi yi.
Kereke iri muBhabhironi yakasarudzwa pamwe nemwi inokukwazisai, naMariko mwanakomana wangu.
14 Chi kpambi ni kurju uu (kiss) isohn. Si dun he ni yi ni den Yesu.
Kwazisanai nekutsvoda kwerudo. Rugare kwamuri mese muri muna Kristu Jesu. Ameni.