< Soloumane ea Gesami 1 >

1 Gesami noga: idafa amo Soloumane ea dedei. Uda da amane sia: i,
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni:
2 “Dia lafi da nonogosu amoga na dedebosa. Dia sasagesu hou da waini hano ea hedai baligisa.
Ngaanditsvode hake nokutsvoda kwomuromo wake. Nokuti rudo rwako runofadza kupfuura waini.
3 Di da gabusiga: agoane naba. Na da dia dio nabasea, amo dawa: lala. Uda huluane da dima sasagemusa: fawane dawa: lala.
Kunhuhwirira kwamafuta enyu kunofadza; zita renyu rakafanana namafuta anonhuwirira adururwa. Hazvishamisi kuti mhandara dzinokudai!
4 Na dia oule, ani hobeale masunu. Di nama ouligisu hamone, dia sesei amoga na oule masa. Ani da gilisili hahawane hamomu. Ania da waini hano nanu, sasagesu hou bagade hamobeba: le, asigi dawa: su fisimu. Dafawane! Uda huluane da dima asigiba: le, na da hame hiosa.
Nditorei muende neni, ngatikurumidzei. Mambo ngaandipinze mudzimba dzake dzomukati. Shamwari Tinokupembererai uye tinokufarirai; ticharumbidza rudo rwenyu kupfuura waini. Mukadzi Regai zvenyu mhandara dzikudei!
5 Dilia Yelusaleme fi uda! Na gadofo da bunumai be na da noga: iwane ba: sa. Na da hafoga: i soge abula diasu Gida sogebiga diala, amo defele bunumai gala, Be na da Soloumane hina bagade diasu giga: gisu abula defele, ida: iwane ba: sa.
Kusviba ndakasviba zvangu, asi ndakanaka hangu, vanasikana veJerusarema, ndakasviba samatende eKedhari, sezvidzitiro zvetende raSoromoni.
6 Na gadofo da bunumaiba: le, dilia na mae higama. Bai na gadofo da esoga gia: le, bunumai. Lolalali da nama ougiba: le, na waini efe bugiga hawa: hamoma: ne asunasi. Na da nina: da: i ouligimu eso hame ba: i.
Musanditarisisa nokuda kwoutema hwangu, nokuti ndakasvibiswa nezuva. Vanakomana vamai vangu vakanditsamwira vakandiita kuti ndichengete minda yemizambiringa; munda wangu chaiwo wemizambiringa ndakaushayira nguva.
7 Na dogolegei! Nama adoma! Di da dia sibi wa: i gisi moma: ne habidili oule masa: bela: ? Ilia da dogoa eso gia: sea, habidili helefima: bela: ? Na da laluba: le sibi ouligisu eno ilia sibi wa: i ganodini, di hogoma: bela: ?” Dunu da amane sia: i,
Ndiudze, iwe mudiwa wangu, kwaunofudzira makwai ako nokwaunozorodzera makwai ako masikati. Ko, ndichaitirei somukadzi akafukidza chiso chake pedyo namakwai eshamwari dzako?
8 “Di, uda eno ilia noga: idafa ba: su hou baligisu uda! Di da na esalebe sogebi hame dawa: bela: ? Di asili, sibi wa: i amo fa: no bobogema. Dia goudi da gisi moma: ne, gisi sogebi amo sibi ouligisu dunu ilia abula diasu gadenene hogoma.
Kana usingazivi, iwe mukadzi akanaka kukunda vamwe, chitevera makwara amakwai ugondofudzira mbudzana dzako pedyo namatende avafudzi.
9 Na dogolegei! Felou ea sa: liode hiougisu hosi gawali ilia da hosi aseme ba: sea, hanasa, amo defele, dunu da di ba: sea, hanasa.
Ndinokufananidza, iwe mudiwa wangu, nebhiza rakasungwa pane imwe yengoro dzaFaro.
10 Dia dialuma hinabo da dia ba: dialebe, noga: i ba: sa. Amola dia dialuma hinabo da dia mugi da: iya dugisi da nina: hamosu igi agoai ba: sa.
Matama ako akashongedzwa zvakanaka nemhete, mutsipa wako nezvuma zvamatombo anokosha.
11 Be ninia da dia gisa: gima: ne, gouli sia: ine amoga silifa nina: hamoi liligi gala, amo hamomu.” Uda da amane sia: i,
Tichakugadzirira mhete dzenzeve dzegoridhe nesirivha.
12 “Na hina bagade da ea fafai da: iya dialu. Na da gabusiga: manoma legeiba: le, hisi da gabusiga: amoga nabai ba: i.
Mambo paakanga agere patafura yake, munhuwi wamafuta andainge ndazora wakapararira.
13 Na sasagesu dunu da ‘me’ gabusiga: galebe agoane naba. E da na dodo da: iya diala.
Mudiwa wangu, kwandiri akaita sakahomwe kemura kanogara pakati pamazamu angu.
14 Na sasagesu dunu da soge ale ifa mosoi amo da Enegidai moilai waini efe sagai ganodini falegasa, agoane ba: sa.” Dunu da amane sia: i,
Mudiwa wangu, kwandiri akaita sesumbu ramaruva machena anobva mubindu remizambiringa yeEni Gedhi.
15 “Na dogolegei! Di da noga: idafa ba: sa! Di da nama sasagele ba: beba: le, dia si da nenemei ba: sa.” Uda da amane sia: i,
Kunaka here kwawakaita uku, mudiwa wangu! A-a, wakazonaka! Meso ako injiva chaidzo!
16 “Na dogolegei! Di amola da noga: idafa ba: sa! Di da nama hahawane hamosa! Golofoia: i gisi da ania golasu hamomu.
Wakanaka sei, mudiwa wangu! A-a, unofadza! Uye mubhedha wedu wakasvibira.
17 ‘Dolo’ ifa da ania diasu sa di agoai ba: mu. Amola ‘saibalase’ ifa da ania diasu figisu ganodini fei liligi agoai ba: mu.
Nhungo dzeimba yedu ndedzomusidhari; mbariro dzacho ndedzomupaini.

< Soloumane ea Gesami 1 >