< Gesami Hea:su 90 >

1 Hina Gode, Di da eso huluane ninia esalebe galu.
Munyengetero waMozisi munhu waMwari. Jehovha, imi makava ugaro hwedu kuzvizvarwa zvose.
2 Musa: dafa Di da agolo soge amola osobo bagade amo hame hahamoiawane, Di da mae dagole fifi ahoanusu Gode esalu amola Di da ninia Gode esalumu.
Makomo asati azvarwa uye musati mabudisa nyika nepasi rose, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi muri Mwari.
3 Di da nini musa: esalua amogai buhagima: ne sia: sa. Di da nini afadenene bu gulu hamosa.
Munodzosera vanhu kuguruva zvakare, muchiti, “Dzokerai kuguruva, imi vanakomana vavanhu.”
4 Ode 1,000 gidigisia, amo Dia ba: sea da ha afaedafa agoai ba: sa, amo da aiya eso baligi amo agoai ba: sa, amola eso dunumunidafa gasia agoai ba: sa.
Nokuti pamberi penyu makore chiuru akangofanana nezuva richangopfuura, kana senguva yokurinda usiku.
5 Di da nini hano heda: iga mini ahoabe agoane gisa ahoa, be ninia golaia ba: be amoali seda da hame gala. Nini da gisi fage hahabe fadegalalu heda: le osomo amo da falegalu bu daeya biobe agoai gala.
Munokukura vanhu pakuvata kworufu; vakaita sebundo idzva ramangwanani,
6
kunyange richimera riri idzva mangwanani, nenguva yamadekwana rinenge raoma uye rasvava.
7 Nini da Dia ougi hou amoga gugunufinisi dagoi, nini da Dia gasa bagade ougi hou amoga beda: i gala.
Tapera nokutsamwa kwenyu uye tinovhundutswa nehasha dzenyu.
8 Di da ninia wadela: i hou nini wamo hamobe Dia ba: be amo huluane Dia midadi ligisisa.
Makaisa zvakaipa zvedu pamberi penyu, makaisa zvivi zvedu zvakavanzika muchiedza chokuvapo kwenyu.
9 Ninia fifi ahoanusu da Dia ougi hou amoga gasiguda: le dunumuniginisisa, amola sia: sadoga sia: sea fofonobona ahoabe agoai gala. 80
Mazuva edu ose anopfuura napasi pehasha dzenyu; tinopedza makore edu nokuchema.
10 Nini da ode 80agoane esalumu galu, be amomane ninia da ode 70 amoga fawane doaga: sa, ninia da gasa galu ganiaba, ilia ninima gaguli mabe da bidi hamosu amola disu fawane gala, esalusu da gadenene baligimu, amola ninia da asi hame ba: mu.
Uwandu hwamazuva edu hunosvika makore makumi manomwe, kana makumi masere, kana tiine simba; kunyange zvakadaro uwandu hwawo hunongova nhamo nokusuwa, nokuti anokurumidza kupfuura, uye isu tobhururuka toenda.
11 Nowa da Dia gasa bagade ougi hou amo bagade nabibala: ? Dia ougi hou gasa bagade mabe amoga beda: su hou da Nowa dawa: ma: bela: ?
Ndianiko anoziva simba rokutsamwa kwenyu? Nokuti hasha dzenyu dzakakura sokutyiwa kwakakufanirai imi.
12 Ninia esalusu da habowali seda ganumu, amo ninima olelema! Amasea ninia da noga: le dawa: su dunu esalumu.
Tidzidzisei kuverenga mazuva edu zvakanaka, kuti tiwane mwoyo wouchenjeri.
13 Dia ougi hou da habowali seda dialoma: bela: ? Hina Gode, Dia hawa: hamosu dunuma asigima!
Dzokai, imi Jehovha! Zvichadaro kusvikira riniko? Ivai netsitsi pamusoro pavaranda venyu.
14 Eso huluane hahabe Dia da nini Dia mae fisili asigidafa hou amoga ianoma, amasea ninia da esaleawane Dima nodone gesami hahawane hea: lumu.
Tigutsei mangwanani norudo rwenyu rusingaperi, kuti tigoimba nomufaro tigofara mazuva edu ose.
15 Di da ode bagohame amoga da: i diosu fawane ninima ianusu. Be waha Di da ninima hahawane hou bagade ima.
Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, samakore mazhinji atakaona nhamo.
16 Ninia da Dia hawa: hamosu dunu. Ninia da Dia hamobe hou bagadedafa amo ba: ma: ma. Niniga fifi ahoanebe ilia da Dia Hina bagade hou ba: ma: ma.
Mabasa enyu ngaaratidzwe kuvaranda venyu, nokubwinya kwenyu kuvana vavo.
17 Ninia Hina Gode, Dia hahawane dogolegele fidisu hou da ninima dialoma: ma. Ninia hamobe huluane da didili hamoma: ma.
Nyasha dzaIshe Mwari wedu ngadzive pamusoro pedu; tisimbisirei mabasa amaoko edu, hongu, simbisai basa ramaoko edu.

< Gesami Hea:su 90 >