< Gesami Hea:su 22 >

1 Na Gode! Na Gode! Dia abuliba: le na fisidigibala: ? Na da ha: giwane, Dia na fidima: ne disu. Be Dia da na hame fidila misi.
Kumutungamiri wokuimba. Namaimbirwo e“Nondo yamangwanani.” Pisarema raDhavhidhi. Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko? Sei muri kure zvakadai nokundiponesa, kure zvakadai namashoko okugomera kwangu?
2 Na Gode! Ha huluane amoga na Dima wele sia: sa. Be Di da nama hame alofesa. Na da gasi huluane Di wele sia: sa. Be na da sidagaiwane esala.
Haiwa Mwari wangu, ndinodanidzira masikati, asi hamundipinduri, nousiku, uye handinyarari.
3 Be Di da Hadigidafa Hina Gode. Dia fisu da gadodafa gaguia gadoi. Amola Isala: ili dunu fi ilia da Dima nodosa.
Asi imi makagadzwa saIye Mutsvene; ndimi rumbidzo yaIsraeri.
4 Ninia musa: fi aowa ilia Dima dafawaneyale dawa: beba: le, Dia ili gaga: i dagoi.
Madzibaba edu akavimba nemi; vakavimba, uye mukavarwira.
5 Ilia se nabasu doaga: beba: le, Dima wele sia: i amola Di fidi. Ilia Dima dafawaneyale dawa: i amomane se nabasu hame ba: i.
Vakachema kwamuri, vakaponeswa; vakavimba nemi uye havana kunyadziswa.
6 Be na da dunudafa agoai hame. Na da daba: agoai. Dunu huluane ilia da nama hagasa.
Asi ini ndiri honye kwete munhu, ndinozvidzwa navanhu uye ndinoshorwa namarudzi.
7 Dunu huluane ilia da na ba: sea, nama lasogole oufesega: sa. Amola gona: su da: da: gini, dialuma fofoga: ne dodona: gisa.
Vose vanondiona vanondiseka; vanoshamisa miromo yavo vachindituka, vachidzungudza misoro yavo vachiti,
8 Ilia amane sia: sa, “Di da Hina Gode Ea hou lalegagui dagoi. E da abuliba: le di hame gaga: sala: ? E da dima asigi galea, abuliba: le di hame fidisala: ?”
“Anovimba naJehovha; Jehovha ngaamununure. Ngaamuponese, sezvo achimufarira.”
9 Di da na dudubuhadiga lalelegeba, Dia na noga: le ouligi. Amola na mano fonobahadiga, Dia na noga: le ouligi.
Asi ndimi makandibudisa mudumbu; mukaita kuti ndivimbe nemi ndichiri pachipfuva chamai vangu.
10 Di da na dudubuhadigiga lalelegeba, Dia na noga: le ouligi. Di da eso huluane na: Gode esala.
Kubva pakuzvarwa kwangu, ndakaiswa kwamuri; kubva mudumbu ramai vangu, makanga muchingova Mwari wangu.
11 Dia na mae yolesili esaloma. Se nabasu da nama gadenene misi. Be amomane na fidisu dunu da hame.
Regai kuva kure neni, nokuti dambudziko riri pedyo uye hakuna angabatsira.
12 Na ha lai dunu ilia da na sisiga: le halo daha. Amo da Ba: isia: ne bulamagau gawali ilia halo sa: i agoai.
Hando zhinji dzakandikomba; hando dzine simba dzeBhashani dzakandipoteredza.
13 Ilia da laione wa: me agoane na gasomanusa: , ea lafi dagale amola bese ini gasomanusa: gesenenanebe ba: sa.
Shumba dzinoomba dzichibvambura nyama, dzinondishamira miromo yadzo.
14 Na gasa da hamedafa, amo da hano osobo da: iya sogadigi agoai. Na mese disisi da duduga: i agoane amola na dogo da daeane sa: i dagoi.
Ndadururwa semvura, uye mapfupa angu ose abva asvodogoka. Mwoyo wangu washanduka ukava namo; wanyungudika mukati mangu.
15 Na gona: su amola da: gisu da mage da: gimu hamedei agoai gala. Amaiba: le, na gona: su da lafi gadofo bidiga legela heda: i diala. Dia da na mage hafoga: le bogoma: ne yolesi dagoi.
Simba rangu raoma sechaenga, uye rurimi rwangu runonamatira kumusoro kwomuromo wangu; munondiradzika muguruva rorufu.
16 Wadela: i bagade dunu ilia da na sisiga: sa. Wa: me gilisi agoai ilia na doagala: musa: maha. Ilia da na lobo amola emo a: le manusa: mina maha.
Imbwa dzakandikomba; boka ravanhu vakaipa rakandipoteredza, vakabvoora maoko angu netsoka dzangu.
17 Na da geloga: iba: le, gasa dabua ba: lala, amola na ha lai dunu ilia nama si godonasili sosodolala.
Ndinokwanisa kuverenga mapfupa angu ose; vanhu vanondinanʼanidza uye vanofarira kutambudzika kwangu.
18 Ilia da na abula lamusa: ululuasu hedelalu, abula momogili ladilala.
Vanogovana nguo dzangu pakati pavo uye vanokanda mijenya nokuda kwenguo yangu.
19 Hina Gode! Na mae yolesiagama! Na gaga: musa: , hedolo misa.
Asi imi, Jehovha, regai kuva kure neni; imi simba rangu, kurumidzai kundibatsira.
20 Na da gobiheiga fane legesa: besa: le, hedolo gaga: ma. Wadela: i wa: me agoai dunu ilia na fane legesa: besa: le, Dia na esalusu gaga: ma.
Rwirai upenyu hwangu pamunondo, ihwo upenyu hwangu hunokosha, kubva pasimba rembwa.
21 Laione wa: mega gasonasa: besa: le, gema! Sigua nimi bagade bulamagau gawali da na fane legesa: besa: le, Dia na gema.
Ndinunurei pamuromo weshumba; ndiponesei panyanga dzenyati.
22 Dia da nama noga: le hamoi. Dia nama hamoi, amo na fi dunu da gilisisia, na da ilima adole imunu.
Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu; ndichakurumbidzai paungano.
23 Dilia! Hina Gode Ea hawa: hamosu dunu! Hina Godema nodoma! Dilia! Ya: igobe egaga fi dunu. Hina Godema nodone dawa: ma! Isala: ili fi dunu! Ema nodone sia: ne gadoma!
Imi munotya Jehovha, murumbidzei! Imi mose zvizvarwa zvaJakobho, mukudzei! Mutyei, imi mose zvizvarwa zvaIsraeri!
24 E da hame gagui dunu hame yolesisa, amola ilia se nabasu Ea dawa: lala. E da ilima hame baligi fa: sa, be ilia Ema fidima: ne wele sia: sea, E da alofesa.
Nokuti haana kuzvidza kana kusema chibayiro chaiye akatambudzwa; haana kumuvanzira chiso chake, asi akanzwa kuchemera kwake rubatsiro.
25 Dunu huluane da gilisisu hamosea, na da Dia hamobeba: le, Dima nodomu. Dunu huluane da Dima nodone sia: ne gadosa, amo dunu ilia ba: ma: ne, na da gobele salasu na Dima imunusa: sia: i, amo hamomu.
Kwamuri ndiko kunobva dingindira rerumbidzo yangu paungano huru; ndichazadzisa mhiko dzangu pamberi pavanokutyai.
26 Hame gagui dunu, ili sadima: ne, ili hanai defele manu. Nowa dunu da Hina Gode Ea hou lalegagusia, da Ema nodomu. Ilia da bagade gaguiwane mae bogole esalalalumu da defea.
Varombo vachadya uye vagoguta; vanotsvaka Jehovha vachamurumbidza, mwoyo yenyu ngairarame nokusingaperi!
27 Osobo bagade fifi asi gala huluane da Hina Gode dawa: mu. Ilia da sinidigili, Ema fa: no bobogemu. Fifi asi gala, sia: hisu hisu, amola hou hisu hisu da Ema nodone sia: ne gadomu.
Migumo yose yenyika icharangarira igodzokera kuna Jehovha, uye mhuri dzendudzi dzose dzichapfugama pamberi pake,
28 Hina Gode da Hina Bagadedafa! E da fifi asi gala huluane ouligisa.
nokuti ushe ndohwaJehovha uye anotonga pamusoro pendudzi.
29 Gasa fi dunu huluane da Ema begudumu. Osobo bagade dunu huluanedafa da Ema begudumu.
Vapfumi vose venyika vachadya uye vachamunamata; vose vanoburukira muguruva vachapfugama pamberi pake, navose vasingagoni kuzviraramisa.
30 Hobea fifi mabe dunu, ilia da Ema hawa: hamomu. Dunu oda da hobea fifi mabe dunu ilima, Hina Gode Ea sia: olelemu.
Vana vake vachamushumira; zvizvarwa zvinotevera zvichaudzwa nezvaIshe.
31 Ilia da dunu wali hame lalelegei, ilima amane olelemu, “Hina Gode da Ea fi dunu amo gaga: i dagoi.”
Vachaparidza kururama kwake kuvanhu vasati vaberekwa, nokuti akazviita.

< Gesami Hea:su 22 >