< Gesami Hea:su 150 >

1 Hina Godema nodoma! Gode Ea Debolo Diasu ganodini Ema nodone sia: ma! Gode Ea muagado gasa bagade hou amoma nodoma!
Rumbidzai Jehovha. Rumbidzai Mwari munzvimbo yake tsvene; murumbidzei mumatenga esimba rake.
2 Ea gasa bagade hawa: hamosu ba: beba: le, Ema nodoma! Ea gasa bagade baligi hou amoma nodone sia: ma!
Murumbidzei nokuda kwamabasa ake esimba; murumbidzei nokuda kwoukuru hwake hunokunda zvose.
3 Dalabede dusa, Ema nodone sia: ma! Sani baidama amola ilibu ba: gu la: idi la: idi figi gisinagisanasu duni, Ema nodoma.
Murumbidzei nenzwi rehwamanda, murumbidzei nembira nomutengeranwa.
4 Ilibuga dusa amola gafole iana, Ema nodoma! Sani baidamaga amola buni fulabosuga dusa, Ema nodoma!
Murumbidzei nematambureni muchitamba, murumbidzei norudimbwa nenyere.
5 Edado fasu amoga Ema ha: giwane nodoma!
Murumbidzei namakandira anorira, murumbidzei namakandira anorira kwazvo.
6 Esalebe liligi huluane! Hina Godema nodoma! Hina Godema nodoma! Sia: ama dagoi
Zvinhu zvose zvinofema, ngazvirumbidze Jehovha. Rumbidzai Jehovha.

< Gesami Hea:su 150 >