< Gesami Hea:su 126 >

1 Hina Gode da nini Yelusalemega bu oule manoba, ninia da simasia ba: su defele ba: i.
Rwiyo rworwendo. Jehovha paakadzosa vatapwa kuZioni, takanga tava savanhu vairota.
2 Ninia da hahawaneba: le, ousa gesami hea: lalu. Amalalu, fifi asi gala dunu eno da ninia hou olelema: ne amane sia: i, “Hina Gode da Isala: ili dunu fidima: ne, gasa bagade hou hamoi dagoi.”
Miromo yedu yakanga izere nokuseka, ndimi dzedu dzizere nenziyo dzomufaro. Ipapo zvakanzi pakati pendudzi, “Jehovha akavaitira zvinhu zvikuru.”
3 Dafawane! E da nini fidima: ne, hou noga: idafa hamoi. Ninia da hahawane bagade ba: i.
Jehovha atiitira zvinhu zvikuru, uye tazara nomufaro.
4 Hina Gode! Gibu da hano ahoanusu hafoga: i, amo hano bu iabe defele, ninia sogedafa amoma bu oule masa.
Tidzorereizve nhaka yedu, imi Jehovha, sehova dzeNegevhi.
5 Dunu amo da digini ilia ha: i manu bugi, ilia da hahawane ha: i manu gamisa ba: ma: ne, Dia logo doasima.
Avo vanodyara nemisodzi vachakohwa nenziyo dzomufaro.
6 Amasea, dunu da digini ha: i manu bugimusa: , hawa: gaguli asi, ilia da ha: i manu gami amo gaguli, hahawane gesami hehea: la buhagimu.
Uyo anobuda achichema, akatakura mbeu yokudyara, achadzoka nenziyo dzomufaro, akatakura zvisote.

< Gesami Hea:su 126 >