< Nihemaia 9 >
1 Amo oubiga eso 24 amo Isala: ili dunu huluane da ilia wadela: i houba: le da: i dioi olelema: ne, ha: i mae nawane gilisi. Ilia da ga fi dunu amoga afafai dagoi. Ilia da wadela: i eboboi abula idiniginisi amola ilia da: i dioi olelema: ne, osobo gulu ilia dialuma da: iya legesu. Amalalu, ilia da wa: legadole, ilia wadela: i hou amola ilia aowalali ilia wadela: i hou hamoi fofada: i.
Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi iwoyo, vaIsraeri vakaungana pamwe chete, vachizvinyima zvokudya vakapfeka masaga uye vaine guruva pamisoro yavo.
Avo vaiva zvizvarwa zvavaIsraeri vakazvitsaura kubva pakati pavatorwa vose. Vakamira panzvimbo dzavo vakareurura zvivi zvavo nezvitadzo zvavo.
3 Amo eso ilia da biyaduyale momogili, momogi afae amoga ilia da ilia Hina Gode Ea Sema idibi nabalu. Amalalu, momogi afae eno ganodini ilia da ilia wadela: i hou fofada: nanu. Amola ilia da ilia Hina Godema nodone sia: ne gadosu.
Vakamira pavakanga vari ndokuverenga kubva muBhuku roMurayiro waJehovha Mwari wavo kwechikamu chimwe chete muzvina chezuva, ndokupedzazve chimwe chikamu chimwe chete muzvina chezuva, vachireurura uye vachinamata Jehovha Mwari wavo.
4 Lifai dunu amoga leloma: ne, fafai gagui dialebe ba: i. Amoga Yesua, Ba: inai, Ga: demiele, Siebanaia, Banai, Sielibaia, Houda: ia, Siebanaia, amola Bedahaia, amoga lelebe ba: i. Ilia dunu huluane nabima: ne, Hina Godema sia: ne gadosu.
VaRevhi vaiti Jeshua, Bhani, Kadhimieri, Shebhania, Bhuni, Sherebhia, Bhani naKenani, vakamira pakakwirira vakadanidzira nenzwi guru kuna Jehovha Mwari wavo.
5 Amalalu, Lifai dunu da dunu huluane Godema nodoma: ne sia: i. Amo Lifai dunu ilia dio da Yesua, Ga: demiele, Ba: inai, Hasiabena: ia, Sielibaia, Houda: ia, Siebanaia amola Bedahaia. Ilia da amane sia: i, “Wa: legadole, dilia Hina Godema mae fisili, eso huluane Ema nodonanoma. Dunu huluanedafa da Ea Dio gaguia gadole, nodonanumu da defea. Be E da Hadigidafaba: le, osobo bagade dunu ilia da Ema nodosu hamomu da defele hame ba: sa.”
Ipapo vaRevhi vaiti: Jeshua, Kadhimieri, Bhani, Hashabhineya, Sherebhia, Hodhia, Shebhania naPetahia vakati, “Simukai murumbidze Jehovha Mwari wenyu, anogara nokusingaperi-peri.” “Zita renyu rinobwinya ngariropafadzwe pamusoro pamakomborero nerumbidzo dzose.
6 Amalalu, Isala: ili dunu da Godema amane sia: ne gadoi, “Hina Gode! Di fawane da Godedafa. Di fawane da mu amola gasumuni amo ganodini diala amo hahamoi. Di da osobo bagade amola hano wayabo bagade hahamoi. Di da liligi huluane amoma esalusu i dagoi. Hebene soge ganodini, gasa bagade fi da Dima beguduli, nodone sia: ne gadosa.
Imi moga ndimi Jehovha. Makaita moga matenga, kunyange nokudenga denga, uye nenyeredzi zhinji dzose, nyika nezvose zviri pamusoro payo, makungwa nezvose zviri maari. Munopa upenyu kuzvinhu zvose, uye zvose zviri kudenga zvinokunamatai.
7 Di, Hina Gode, da A: ibala: me ilegei. E da ea moilai Ba: bilone soge amo ganodini esalu. Be Di da e gadili oule asili, ea dio afadenene, A:ibalaha: me dio asuli.
“Ndimi Jehovha Mwari, makasarudza Abhurahama mukamubudisa kubva munyika yeUri yavaKaradhea mukamutumidza kuti Abhurahama.
8 Dia ba: loba A: ibalaha: me da Dima dafawaneyale dawa: su dunu ba: i. Di da soge ema imunu sia: i. Amo da Ga: ina: ne dunu, Hidaide dunu, A:moulaide dunu, Belesaide dunu, Yebiusaide dunu amola Gegasiaide dunu, amo dunu ilia soge gagui huluane, A:ibalaha: me egaga fi amo ganodini esaloma: ne, ema imunu sia: i. Amola dia imunu sia: i, hamoi dagoi ba: i. Bai Di da mae fisili didili hamosa.
Makawana mwoyo wake wakatendeka kwamuri, uye makaita sungano naye kuti mupe kuzvizvarwa zvake nyika yavaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerezi, vaJebhusi navaGirigashi. Makachengeta vimbiso yenyu nokuti makarurama.
9 Ninia aowalali ilia se nabasu Idibidi soge ganodini, amo Di da ba: i dagoi. Amola ilia Maga: me Hano degemusa: fidima: ne wele sia: i, amo Di da nabi dagoi.
“Makaona kutambudzika kwamadzitateguru edu muIjipiti; mukanzwa kuchema kwavo paGungwa dzvuku.
10 Di da Idibidi hina bagade, ea fidisu dunu amola ea fi dunu, ilia Dia Isala: ili fi banenesiba: le, amo hou hedofamusa: , gasa bagade musa: hame ba: su dawa: digima: ne olelesu hou hamoi dagoi. Di da Dia fi dunu ilia dio gaguia gadoi, amola Dia Dio da wali eso, gadodafa ba: sa.
Makatuma zviratidzo nezvishamiso kuna Faro, navabati vake uye navanhu vose venyika yake, nokuti maiziva kuti vaIjipita vaizvikudza sei pamabatiro avakavaita. Makaitira zita renyu mukurumbira uripo nanhasi.
11 Di da Dia fi degemusa: , hano wayabo bagade mogili, Dia dunu da hano hafoga: i logoga hahawane asi. Ili medole legemusa: fa: no bobogei dunu da hanoga na dagoi ba: i. Hano gafului amoga igi gela dasu defele, ilia da hanoga gela sa: i dagoi.
Makapamura gungwa pamberi pavo, naizvozvo vakayambuka napasi pakaoma, asi makamedza vaivatevera kwakadzika, sedombo mumvura ine simba.
12 Di da mu mobi agoai mogomogoi amoga esoga ili bisili oule asi. Amola gasi ganodini, Di da lalu sawa: amoga ilia logo hadigisu.
Makavatungamirira neshongwe yegore masikati mukavatungamirira usiku neshongwe yomoto kuti vavhenekerwe munzira yavaizofamba nayo.
13 Sainai Goumia, Di da Hebene fisili, ilima sia: musa: gudu sa: i. Di da sema noga: iwane amola olelesu noga: i, ilima i.
“Makaburuka paGomo reSinai, mukataura navo kubva kudenga. Makavapa mitemo nemirayiro yakarurama neyakanaka, uye mitemo nezvakarayirwa zvakanaka.
14 Di da, ilia da Dia Sa: bade eso huluane noga: le ouligima: ne, sia: i. Amola, ilima alofele ima: ne, Dia da Dia hawa: hamosu dunu Mousese ema Dia Sema i.
Makavazivisa Sabata renyu dzvene mukavapa zvamakarayira, mitemo nemirayiro kubudikidza nomuranda wenyu Mozisi.
15 Ilia ha: iba: le, Dia da Hebene soge amoga ha: i manu i, amola ilia hano hanaiba: le, hano dili moma: ne, igi amoga hano dili i. Di da soge amo ilima imunu sia: i, ilia da amo lale, noga: le ouligima: ne sia: i.
Vari pakati penzara makavapa chingwa chaibva kudenga, uye pavakanzwa nyota makavapa mvura yakabva padombo; makavaudza kuti vapinde kundotora nyika yamakanga mapika noruoko rwakasimudzwa kuti muvape.
16 Be ninia aowalali da gasa fiwane heda: le, hame nabasu hou hamosu. Ilia da Dia sia: i nabimu higasu.
“Asi ivo madzitateguru edu, vakava namanyawi uye nemitsipa mikukutu, vakasateerera zvamakavarayira.
17 Ilia da hame nabasu. Ilia da Dia gasa bagade fidisu hou gogolei dagoi. Ilia gasa fi hamobeba: le, ilisu da hina dunu amo Idibidi sogega se dabe hawa: hamomusa: gini, ili bisili oule masa: ne ilegei dagoi. Be Di da gogolema: ne olofosu bagade dawa: Di da haha bagade, asigidafa amola hedolo hame ougisa. Amaiba: le, Di da ninia aowalali hame yolesi.
Vakaramba kuteerera uye vakasarangarira zvishamiso zvamakaita pakati pavo. Vakava nemitsipa mikukutu uye pakumukira kwavo vakagadza mutungamiri kuti vadzokere kuutapwa hwavo. Asi imi muri Mwari anokanganwira, ane nyasha nengoni, anononoka kutsamwa uye azere norudo. Naizvozvo hamuna kuvasiya,
18 Ilia da ogogosu ‘gode’ agoaila liligi gouliga hamoi. Ilia giadofale amo ogogosu ‘gode’ da ili bisili, Idibidi sogega fisili gadili oule asi dagoi, sia: i. Hina Gode! Ilia da Dia dio wadela: lesi dagoi.
kunyange zvavo vakazviitira chifananidzo chemhuru vachiti, ‘Uyu ndiye mwari wenyu, akakubudisai kubva muIjipiti,’ kana pavakamhura zvinonyangadza kwazvo.
19 Be Di da amo dunu wadela: i hafoga: i soge ganodini hame yolesi. Bai Dia hou da asigidafa. Di da mu mobi agoai mogomogoi amola lalu sawa: amola amo liligi hame samogei. Eso amola gasi ganodini, Di da logo ilima noga: le olelesu.
“Nokuda kwengoni dzenyu huru hamuna kuvasiya mugwenga. Shongwe yegore haina kurega kuvatungamirira masikati panzira yavo, shongwe yomoto haina kurega kuvavhenekera usiku panzira yavaifanira kufamba nayo.
20 Dia hahawane hou amoga, di da ilima agoane hamoma: ne adoi. Di da ilima “ma: na” ha: i manu amola hano moma: ne iasu.
Makavapa Mweya wenyu wakanaka kuti uvarayire. Hamuna kuvanyima mana yenyu, uye panyota yavo makavapa mvura.
21 Ode 40 amoga ilia da wadela: i hafoga: i soge amo ganodini esaloba, Di da ilia hanai liligi defele fidi. Ilia abula da hamedafa abubula ahoasu, amola ilia emo da hame se nabasu amola hame fofasu.
Makavararamisa kwamakore makumi mana mugwenga; havana chavakashayiwa, nguo dzavo hadzina kubvaruka uye makumbo avo haana kuzvimba.
22 Dia da logo doasiba: le, ilia da dunu fi bagade amo hasalasi. Ilia Hesiabone soge fi (ilia hina bagade da Saihone galu) amola Ba: isia: ne soge fi (ilia hina bagade da Oge galu) amo hasasali.
“Makavapa ushe nendudzi, mukavapa nyika yose kusvika kumagumo ayo. Vakatora nyika yaSihoni mambo weHeshibhoni nenyika yaOgi mambo weBhashani.
23 Di da ilima mano amo ilia idi da gasumuni mu amo ganodini aligi ilia idi defele ba: i, amo ilima i. Dia fidibiba: le, ilia da soge amo Di da ilia aowalali ilima imunu ilegele sia: i, amo ilia da hasalali, ganodini gesowale fi.
Makaita kuti vana vavo vawande senyeredzi dziri mudenga, mukavauyisa kunyika yamakaudza madzibaba avo kuti vapinde vaitore.
24 Ilia da Ga: ina: ne soge fi ili amo hasasali. Di da ilima gasa iabeba: le, ilia da ilia hanaiga, Ga: ina: ne dunu amola ilia hina bagade amoga hamosu.
Vanakomana vavo vakapinda vakatora nyika. Makakunda vaKenani pamberi pavo, vaigara munyika iyo; makapa vaKenani kwavari, pamwe chete namadzimambo avo uye navanhu vomunyika, kuti vaite zvavanoda navo.
25 Hina Gode! Dia fi dunu da gasa bagade gagili sali moilai amo lai dagoi. Ilia da osobo noga: idafa, diasu amo ganodini liligi noga: idafa ba: i, hano uli dogoi, olife ifa, ha: i manu ifa amola waini sagai amo bagohame lai. Ilia da ilia hanaiga ha: i nanu, ilia da: i da bagade alele, Dia iasu liligi noga: idafa ilia da hahawane lai.
Vakapamba maguta akakombwa nenyika ine ivhu rakanaka, vakatora dzimba dzakanga dzakazara nemhando dzose dzezvinhu zvakanaka, matsime akacherwa kare, minda yemizambiringa, minda yemiorivhi nemiti yemichero yakawanda. Vakadya vakaguta vakava vakagwinya kwazvo; vakafara muukuru hwokunaka kwenyu.
26 Be Dia fi da sinidigili, Dia sia: hame nabasu. Ilia da Dia sema amo baligifa: su. Ilia da ilima sisasu olelesu dunu (balofede dunu) amo da ilia Dima sinidigili bu fa: no bobogema: ne sia: i, amo ilia da medole legesu. Eso bagohame amoga ilia da Dia Dio wadela: lesi.
“Asi havana kuteerera uye vakakumukirai; vakafuratira murayiro wenyu. Vakauraya vaprofita venyu, vaivarayira kuti vadzokere kwamuri; vakamhura zvainyadza kwazvo.
27 Amaiba: le, ilima ha lai da ilima hasalasima: ne, Di da logo doasi dagoi. Amogawi, ilia da se bagade nababeba: le, Dima fidima: ne wele sia: su. Dia da asigiba: le, ouligisu dunu ilima asunasi. Amo ouligisu dunu ilia da Dia fi ilima ha lai dunu ilima gaga: i dagoi.
Naizvozvo makavaisa kuvavengi vavo, avo vakavadzvinyirira. Asi pavakanga vava kudzvinyirirwa vakachema kwamuri. Makavanzwa muri kudenga, uye nengoni dzenyu huru makavapa vadzikinuri, vakavarwira kubva mumaoko avavengi vavo.
28 Be olofosu da bu doaga: loba, ilia da bu eno wadela: le hamoi. Amalalu, Di da ilima ha lai dunu amo ilima hasalasima: ne, Di da logo bu doasi. Be ilia da bu Gode Dima sinidigiloba, Di da Hebene ganodini ilia wele sia: su nabalu, Di da bagadewane asigiba: le, eso bagohame amoga Dia fi dunu bu gaga: i.
“Asi pavakangowana zororo, vakaitazve zvakaipa pamberi penyu. Ipapo makavasiya mumaoko avavengi vavo kuti vavatonge. Zvino vakati vachemazve kwamuri, makavanzwa muri kudenga, nengoni dzenyu mukavarwira nguva nenguva.
29 Ilia da Dia olelesu amoma noga: le fa: no bobogema: ne, Di da ilima sisasu olelei. Dia sema amo da esalusu logo olelesa. Be ilia da gasa fili, Dia Sema hamedafa nabasu.
“Makavayambira kuti vadzokere kumurayiro wenyu, asi ivo vakazvikudza vakasateerera kurayira kwenyu. Vakatadza pane zvemirayiro, izvo zvinoraramisa munhu kana akazviteerera. Nokusindimara kwavo vakakufuratirai, vakaomesa mitsipa yavo uye vakaramba kuteerera.
30 Ode bagohame, Di da ili sinidigima: ne gebewane sia: su, amola Dia balofede dunu ilima sia: ma: ne asunasisu. Be ilia da ge ga: i agoai galusu. Amaiba: le, Di da eno fi ilima hasalimusa: yolesi.
Makava nomwoyo murefu navo kwamakore mazhinji. Makavayambira noMweya wenyu kubudikidza navaprofita venyu. Kunyange zvakadaro havana kuita hanya, saka makavapa kuvanhu vavakavakidzana navo.
31 Be Dia asigidafa hou da bagadedafa. Amaiba: le, Di da amo dunu hame yolesi, amola hame wadela: lesi. Di da hahawane amola Asigidafa hou ea bai esala.
Asi netsitsi dzenyu huru hamuna kuvaparadza kana kuvarasa, nokuti muri Mwari ane nyasha netsitsi.
32 “Gode! Ninia Gode! Di da gasa bagadedafa! Dia gasa bagade hou ba: beba: le, dunu huluane da Diba: le beda: be. Di da mae fisili, Dia Gousa: su hou defele hamonana. Asilia hina bagade da ninima hasalasili, amo ganini waha, amo eso huluane amoga ninia da se bagade nabasu. Ninia ouligisu hina dunu, ouligisu dunu, gobele salasu dunu, balofede dunu amola dunu huluane da se nabawane hahanisu. Amo Di mae gogolema.
“Naizvozvo zvino, imi Mwari wedu, mukuru, ane simba, uye Mwari anotyisa, anochengeta sungano yake yorudo, matambudziko aya ose ngaarege kuva madiki pamberi penyu, matambudziko akauya pamusoro pedu, napamusoro pamadzimambo edu navatungamiri, napamusoro pavaprista vedu navaprofita, pamusoro pamadzibaba edu navanhu vose, kubva pamazuva amadzimambo avaAsiria kusvikira nhasi.
33 Di da ninima se dabe iasu da moloidafa. Ninia da wadela: i hou bagade hamosu. Be Dia moloidafa hou, Di da hame yolesi.
Pane zvakaitika kwatiri, imi makanga makarurama; makanga makatendeka, asi isu takaita zvakaipa.
34 Ninia aowalali, hina bagade, fi ouligisu dunu amola gobele salasu dunu, amo da Dia sema amoma hame fa: no bobogesu. Ilia da Dia hamoma: ne sia: i amola Dia sisasu hamedafa nabasu.
Madzimambo edu, vatungamiri vedu, vaprista vedu namadzibaba edu havana kutevera murayiro wenyu; havana kuita hanya nokurayira kwenyu kana yambiro dzamakavapa.
35 Dia da hahawane fidibiba: le, Di da Dia fi dunuma soge bagade noga: idafa ilima i. Amola ilia da amo ganodini hahawane esalu. Amola, hina bagade da ili ouligisu. Be ilia da wadela: i hou fisili, Dima hawa: hamomu, amo hame hamosu.
Kunyange pavakanga vachibata ushe hwavo, vachifarira kunaka kwenyu kukuru kwavari munyika yamakavapa, munyika yakakura uye ine ivhu rakanaka, havana kukushumirai kana kusiya nzira dzavo dzakaipa.
36 Amaiba: le, ninia da wali udigili se dabe hawa: hamosu dunu agoai, soge Di da musa: ninima i, amola amoga ninia ha: i manu faisa, amo soge ganodini esala.
“Asi tarirai, tava nhapwa nhasi, nhapwa munyika yamakapa madzitateguru edu kuti vadye zvibereko zvayo uye nezvimwe zvakanaka zvainobereka.
37 Ninia da wadela: le hamoiba: le, eno fi hina bagade da nini ouligima: ne, Di da logo doasi. Wali ninia soge ganodini ha: i manu heda: le legeiya, huluane da ilima fawane iaha. Amola amo hina bagade da ilia hanaiga ninima amola ninia ohe ilima hamosa. Ninia da se bagade naba.”
Nokuda kwezvivi zvedu zvibereko zvayo zvizhinji zvava kuenda kumadzimambo amakaisa pamusoro pedu. Vane simba pamusoro pemiviri yedu uye vanoita zvavanoda nemombe dzedu. Tiri pakutambudzika kukuru.
38 “Amo hou huluane da doaga: beba: le, ninia, Isala: ili dunu huluane, da amo sia: dedei hahamosa. Ninia ouligisu dunu, Lifai dunu amola gobele salasu dunu, amo da ilia dio dedene, amo sia: gobele salasu legei amoga ilegesa.”
“Nokuda kwezvose izvi, tiri kuita chitenderano chakasimba, tichichinyora, vatungamiri vedu, uye vaRevhi vedu navaprista vedu vachaisa chisimbiso chavo pachiri.”