< Gobele Salasu 20 >
1 Hina Gode da Mousesema amane sia: i,
Jehovha akati kuna Mozisi,
2 “Isala: ili dunu ilima amane sia: ma, Nowa Isala: ili dunu o ga fi dunu Isala: ili soge ganodini esala, amo da ea mano Moulege (ogogosu ‘gode’) ema iasea, medole legema. Isala: ili esalebe dunu da amo dunu igiga medole legema: ne sia: ma.
“Uti kuvaIsraeri, ‘MuIsraeri upi noupi kana mutorwa upi noupi agere muIsraeri achapa vana vake kuna Moreki anofanira kuurayiwa. Vanhu vomunyika yake vanofanira kumutaka namabwe.
3 Na da amo dunuma ea ha lai dunu agoane ba: mu amola Na da e ea fi ilima fadegamu. Bai e da ea mano ogogosu ‘gode’ Moulege ema gobele salimusa: ia dagoiba: le, e da Na hadigi sogebi gugunufinisi dagoi amola Na hadigi Dio amo gugunufinisi.
Ndichanangana nomunhu iyeye uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake, nokuti, nokuda kwokupa vana vake kuna Moreki, asvibisa nzvimbo yangu tsvene uye amhura zita rangu dzvene.
4 Dunu afae da ea mano afae Moulege ema iasea, amola Isala: ili fi dunu da mae dawa: le, amo dunu hame medole legesea,
Kana vanhu vomunyika yake vakashaya hanya kana munhu uyu achipa mumwe wavana vake kuna Moreki vakasamuuraya,
5 Na da amo dunu amola ea sosogo fi ilima mi hanane ba: mu amola e amola eno dunu huluane amo da ea hou fa: no bobogele, ogogosu ‘gode’ Moulege ema dawa: sa, amo huluane Na da Na fi dunu defele hamedafa ba: mu.
ndichanangana nomunhu uyo nemhuri yake, uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake, iye pamwe chete navose vanomutevera pakuita ufeve naMoreki.
6 Nowa da hou dawa: musa: , gesami dasu (amo da bogoi a: silibu hogosa) amoga ahoasea, Na da amo dunu ea fi amoga fadegale fasimu.
“‘Ndichanangana nomunhu uyo achaenda kumasvikiro, nokuvadzimu achiita ufeve nokuvatevera uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake.
7 Dilia hou hadigiwane ouligima. Bai Na, dilia Hina Gode, da hadigi.
“‘Zvitsaurei mugove vatsvene nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
8 Na sema noga: le nabima! Bai Na da Hina Gode amola Ni fawane da dilia hou hadigima: ne hamosa.’”
Chengetai mitemo yangu mugoitevera. Ndini Jehovha anokuitai vatsvene.
9 Hina Gode da eno hamoma: ne sia: i olelei, amane, “Nowa da ea eda o ame elama gagabusu aligima: ne ilegesea, amo dunu medole legema. E da hi hou hamobeba: le fawane bogomu.
“‘Ani naani anotuka baba kana mai vake anofanira kuurayiwa. Atuka baba kana mai vake uye ropa rake richava pamusoro pake.
10 Dunu da Isala: ili dunu eno ea uda amo inia uda adole lasu hou hamosea, dilia amo dunu amola uda gilisili medole legema.
“‘Kana mumwe akaita upombwe nomukadzi womumwe murume, kana nomukadzi womuvakidzani wake, vose murume mhombwe nomukadzi chifeve vanofanira kuurayiwa.
11 Dunu da ea eda idua afae gilisili golasea, e da ea eda gogosiama: ne wadela: le hamosa. E amola amo uda gilisili medole legema. Elesu da wadela: i hou hamobeba: le fawane bogosu ba: mu.
“‘Kana murume akavata nomukadzi wababa vake azvidza baba vake. Vose murume nomukadzi vanofanira kuurayiwa. Ropa ravo richava pamusoro pavo.
12 Dunu da egefe idua amola gilisili golasea, dilia ela medole legema. Ela da fi ganodini lasu hou hamobeba: le, bogosu ba: mu.
“‘Kana mumwe akavata nomuroora wake, vose vari vaviri vanofanira kuurayiwa, zvavaita kunyangadza kukuru; ropa ravo richava pamusoro pavo.
13 Dunu da eno dunu amo sama da ea sama adole lasu hou hamosea, amo da gogosiasu wadela: idafa hou. Dilia ela gilisili medole legema. Elesu da wadela: i hamobeba: le, bogosu ba: mu.
“‘Kana mumwe akavata nomurume seanovata nomukadzi vose vari vaviri vaita zvinonyangadza. Vanofanira kuurayiwa. Ropa ravo richava pamusoro pavo.
14 Dunu da uda amola amo ea idiwi amo gilisili lasea, dilia amo udiana medole legema. Bai amo da gogosiasu liligi bagade amola amo hou dilia fi amo ganodini da sema bagade - hamedei.
“‘Kana mumwe akawana mukadzi pamwe chete namai vake, zvakaipa. Vose iye naivo vanofanira kupiswa mumoto kuitira kuti pasawanikwe kuipa pakati penyu.
15 Dunu da ohe amo hadesea, e amola amo ohe medole legema.
“‘Kana murume akavata nemhuka anofanira kuurayiwa uye munofanira kuuraya mhuka yacho.
16 Amola uda da ohe amoma hademusa: dawa: sea, amo uda amola ohe gilisili medole legema. Ela wadela: i hou hamomu hanaiba: le, se iasu bogosu lamu.
“‘Kana mukadzi akaswedera kumhuka kuti avate nayo, urayai zvose mukadzi nemhuka yacho. Vanofanira kuurayiwa; ropa ravo richava pamusoro pavo.
17 Dunu da ea dalusidafa o fi ada afae amola eme afafai amo lasea, ela dunu huluane ba: ma: ne gogosiasu lamu amola gadili sefasi dagoi ba: mu. E da ea dalusi gilisili golai dagoiba: le, se iasu ba: mu.
“‘Kana murume akawana hanzvadzi yake mwanasikana wababa vake, kana kuti wamai vake, uye vakavata vose, ichi chinyadziso. Vanofanira kubviswa pamberi pameso avanhu vokwavo. Azvidza hanzvadzi yake uye achava nemhosva.
18 Dunu da uda ea oubi sioi fisu amoga ema gilisili golasea, dilia ela gadili sefasima. Bai ilia da ledo gala hamoi sema amo gugunufinisi dagoi.
“‘Kana murume akavata nomukadzi panguva yokuva kwake kumwedzi akasangana naye, afumura chaipo panobva kuyerera kwake, mukadziwo azvifumura. Vose vari vaviri vanofanira kubviswa pavanhu vokwavo.
19 Dunu da ea awa ema gilisili golasea, ela da fi ganodini wadela: i uda lasu hou hamobeba: le, amo hou ea se iasu lamu.
“‘Usavata namainini kana vatete vako nokuti uku kuzvidza hama yapedyo; mose muri vaviri muchava nemhosva.
20 Dunu da ea adabi ea uda amola edaiya idua amo gilisili golasea, e da ea adabi o edaiya ea hou wadela: lesiba: le, e amola amo uda da se iasu ba: mu. Ela da mano lalelegemu hamedei ba: mu.
“‘Kana murume akavata nomukadzi wababamunini vake azvidza babamunini vake. Vachava nemhosva; vachafa vasina vana.
21 Dunu da ea ola o eya idua lasea, ilia da mano mae lalelegele, aligime esalu, bogomu. E da ea ola o eya ea hou wadela: lesiba: le amola ledo hamoi gala sema wadela: lesiba: le, se iasu ba: mu.
“‘Kana murume akawana mukadzi womukoma kana womununʼuna ichi chinhu chisina kunaka, azvidza mukoma kana mununʼuna wake. Vachashaya vana.
22 Hina Gode da amane sia: i, “Na hamoma: ne sia: i liligi amola sema huluane amoma noga: le fa: no bobogema. Amo hamosea, Ga: ina: ne soge (amoga Na da dili oule ahoa) da dili higale hame fadegamu.
“‘Chengetai mirayiro yangu nemitemo yangu mugoitevera kuitira kuti nyika yandiri kukuendesai kwairi irege kukurutsirai kunze.
23 Dilia Ga: ina: ne sogega esalebe dunu ilia hou mae lalegaguma! Na da amo hame lalegagui dunu gadili sefasilala. Ilia wadela: i hou bagade hamonanebeba: le, Na higale isomu agoai galebe.
Hamufaniri kutevera tsika dzendudzi dzandichadzinga pamberi penyu. Nokuti dzakaita zvinhu zvose izvi, ndikadzisema.
24 Be amo soge noga: i amola nasegagi Na da dilima ima: ne ilegei dagoi. Amola Na da dilima imunu. Na da dilia Hina Gode. Amola Na da dilia fi amo fifi asi gala eno amoga mogili gagai.
Asi ndakati kwamuri, “Muchatora nyika yavo. Ndichaipa kwamuri senhaka, nyika inoerera mukaka nouchi.” Ndini Jehovha Mwari wenyu uyo akakutsaurai kubva kune dzimwe ndudzi.
25 Amaiba: le, dilia sio amola ohe fi amo da sema ganodini ledo gala amola sio amola ohe amo da ledo hamedei, amo afafama. Ledo gala sio amola ohe mae moma. Na da amo da ledo gala sia: beba: le, dilia da amo nasea ledo gala hamoi dagoi ba: sa: besa: le, mae moma.
“‘Naizvozvo unofanira kuisa mutsauko pakati pemhuka dzakachena nedzisina kuchena uye pakati peshiri dzakachena nedzisina kuchena. Musazvisvibisa nemhuka ipi zvayo kana shiri kana chimwe chinhu chinofamba pavhu, idzo dzandakatsaura sedzisina kuchena kwamuri.
26 Dilia da Na: fi dunu amola hadigi hamoi dagoi ba: mu. Dilia Na fidafa dunu esaloma: ne, Na da dili amo fifi asi gala eno ilima afafai dagoi.
Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga.
27 Nowa dunu o uda da gesami dasu hou hamosea (bogoi a: silibu ilima sia: sa), amo dilia igiga gala: le, medole legema. Agoai dunu, hisu wadela: i hamobeba: le da bogosu ba: mu.”
“‘Murume kana mukadzi svikiro kana anoita zvemidzimu pakati penyu anofanira kuurayiwa. Munofanira kuvataka namabwe. Ropa ravo richava pamusoro pavo.’”