< Yoube 20 >

1 Soufa da amane sia: i,
Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati:
2 Yoube! Dia sia: beba: le, na da se bagade naba. Na da hedolowane dima bu adole imunusa: dawa: lala.
“Ndangariro dzangu dzokutambudzika dzinondikurumidzisa kuti ndipindure nokuti ndakanganisika kwazvo.
3 Dia waha sia: i liligi da ninima sisa: nosu gala. Be na da dima bu adole imunu dawa:
Ndiri kunzwa kutsiura kunondizvidza, uye kunzwisisa kwangu kunondikurudzira kuti ndipindure.
4 Di dawa: ! Musa: hemonega, Gode da nini osobo bagade dunu osobo bagadega asunasi.
“Zvirokwazvo unoziva zvazvakanga zvakaita kubva kare, kubvira pakaiswa munhu panyika,
5 Be wadela: i hou hamosu dunu afae da hahawane hou hamedafa ba: i.
kuti kufara kwavakaipa kupfupi, mufaro wavasina Mwari ndowenguva duku.
6 Amabela: ? Ea bagadewane asigilale, ea dialuma da mu mobiga doaga: mu.
Kunyange kuzvikudza kwake kuchisvika kudenga, uye musoro wake uchindobata makore,
7 Be ea da gulu sawa: defele, foga mini asi dagoi ba: mu. Dunu amo da e musa: dawa: digi, ilia da amo dunu da habidili asi dagoi dawa: mu.
achaparara nokusingaperi, setsvina yake pachake; vaya vaichimbomuona vachati, ‘Aripiko?’
8 Ea da simasia amola gasia sidagane esala ba: su defele, alalolesili, bu hamedafa ba: mu.
Anobhururuka sokurota, haachawanikwizve, adzingwa sechiratidzo chousiku.
9 Wadela: le hamosu dunu ea da ea musa: esalebe sogebi amoga alalolesili, bu hamedafa ba: mu.
Ziso rakamuona harichazomuonazve; nzvimbo yake haichazomuonazve.
10 Amasea, liligi amo ea da hame gagui dunuma wamolai, ea mano da bu ilima imunu.
Vana vake vanofanira kutsvaka nyasha kuvarombo; maoko ake chaiwo anofanira kudzorera pfuma yake.
11 Ea da: i da musa: ayeligi gasa bagade galusu, be ea da hedolowane bu gulu agoane hamomu.
Simba roujaya rakazadza mapfupa ake richaumburuka naye muguruva.
“Kunyange chakaipa chichitapira mumukanwa, uye achichiviga pasi porurimi rwake,
13 Fedege agoane, wadela: i hou da ema hedai bagade. Amaiba: le, hedama: ne ea lafia musui diala.
kunyange asingagoni kuchiregedza achichichengeta mumukanwa make,
14 Be amo ha: i manu da ea hagomo ganodini bu medosu hano defele gia: sa.
asi chokudya chake chichashanduka chikavava mudumbu make; chichava uturu hwenyoka mukati make.
15 Wadela: i hamosu dunu da ea wamolai liligi huluane isole iaha. Gode da amo liligi ea hagomo ganodini dialebe, amo Hi samogesa.
Achapfira pasi upfumi hwaakamedza; Mwari achaita kuti dumbu rake rizvirutse.
16 Wadela: i hamosu dunu ea da: gibi da bogosu hano agoai gala. Amo da medosu sania ea gasonasea bogobe agoai gala.
Achasveta uturu hwenyoka; mazino emvumbi achamuuraya.
17 Ea da bogomuba: le, olife susuligi hano agoane ahoabe hame ba: mu. Amola dodo maga: me amola agime hano hanodafa ahoabe agoane hame ba: mu.
Haangafadzwi nehova, idzo nzizi dzinoyerera uchi noruomba.
18 Ea hawa: hamobega: dabe lasu huluane, ea da fisimu. Ea lai bidi amoga nodone dawa: mu da hamedei ba: mu.
Zvaakatamburira anofanira kuzvidzosazve zvisina kudyiwa; haangafadzwi nezvaakawana pakutengesa kwake.
19 Bai ea da hame gagui dunu amo hame dawa: i, amola ili banenesi. Amola ea da diasu amo dunu enoga gagui, samogene lai.
Nokuti akamanikidza varombo akavasiya vava vachena; akatora dzimba dzavasina chavanacho.
20 Ea uasu hou hamonanebe da hame fisisa.
“Zvirokwazvo haangamiri kubva pahavi yake; haangazviponesi nepfuma yake.
21 Ea ha: i nasea, oda dialebe da hame ba: sa. Be wali ea bagade gagui hou da hedofai dagoi.
Hapana chaakasiyirwa kuti adye; upfumi hwake hahungagari nokusingaperi.
22 Ea baligiliwane gagui dagoiba: le, ea baligili da: i dioi ba: mu. Amola banenesi dagoi ba: mu.
Pakati pezvakawanda zvake, kuremerwa nepfungwa kuchamukunda; kuzara kwenjodzi kuchauya pamusoro pake.
23 Ea hanai defele moma: ne sia: ma! Gode da Ea ougi bagade amoga ema se dabe imunu.
Paanenge agutsa dumbu rake, Mwari achatuma kutsamwa kwake kunopisa pamusoro pake, uye achanayisa kurova kwake pamusoro pake.
24 Ea da ouliga hamoi gegesu gobihei amoba: le hobeasea, balasega hamoi oulali da e gala: le sanasimu.
Kunyange akatiza chombo chesimbi, museve unopinza wendarira unomubaya.
25 Dadi da e gala: le, badofasea, dadi si amodili maga: me dadisa. Amasea, ea da bagadewane beda: sa.
Anoudzura kubva kumusana kwake, muromo wawo unovaima uchibva pachiropa chake. Kutya kuzhinji kuchauya pamusoro pake;
26 Ea gagui liligi huluane da gugunufinisi dagoi. Lalu amo da dunuga hame ulagisi, da e amola ea sosogo huluane nesa.
rima guru richavandira pfuma yake. Moto usina anopfutidzira uchamupisa uye uchaparadza zvichasara mutende rake.
27 Hebene da ea wadela: i hou odagia ba: lesisa. Amola osobo bagade da ema hamoi amo fofada: sa.
Matenga achaisa pachena mhaka yake; nyika ichamumukira.
28 Ea bagade gagui huluane da Gode Ea ougiga wadela: lesi dagoi ba: mu.
Mafashamu achakukura imba yake, mvura zhinji ichaerera pazuva rehasha dzaMwari.
29 Gode da agoai wadela: le hamosu dunu ilima amo defele gugunufinisimusa: ilegei dagoi.”
Aya ndiwo magumo anogoverwa vakaipa naMwari, iyo nhaka yavakatemerwa naMwari.”

< Yoube 20 >