< Yelemaia 46 >
1 Hina Gode da fifi asi gala ilia hou nama olelei.
Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kuna Jeremia muprofita pamusoro pendudzi:
2 E da hidadea Idibidi fi ilia hou olelei. E da Idibidi hina bagade Nigou ea dadi gagui wa: i amo ilia hou olelei. Ba: bilone hina bagade Nebiuga: denese da Yuda hina bagade Yihoiagimi ea ouligisu ode biyaduga, e da Gagimisi moilai bai bagade Iufala: idisi Hano gadenene amoga hina bagade Nigou ea dadi gagui wa: i amoga hasalasi. Hina Gode da amane sia: i,
Pamusoro peIjipiti: Iri ndiro shoko pamusoro pehondo yaFaro Neko mambo weIjipiti, yakakundwa paKarikemishi, paRwizi Yufuratesi naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha:
3 “Idibidi dadi gagui ouligisu dunu da amane wele sia: sa, ‘Dilia da: igene ga: su momagele, gegemusa: mogodigili masa.
“Gadzirai nhoo dzenyu, dzose huru neduku, mubude kundorwa!
4 Dilia hosi liligi momagele, ili da: iya fila heda: ma! Dadalema! Ouli habuga figisima! Dilia goge agei debema! Dilia da: igene ga: su liligi gasisalima!’
Sungai mabhiza, sungirirai zvigaro! Mirai panzvimbo yenyu makapfeka nguwani! Rodzai mapfumo enyu, pfekai nguo dzenyu dzokurwa!
5 “Be Na da adi ba: sala: ?” Hina Gode da amane sia: sa. “Ilia da beda: iba: le sinidigisa. Ilia ha lai da ili fanana. Ilia da bagadewane beda: iba: le, mae beba: le hobeasa.
Ndinooneiko? Vavhundutswa, vari kudzokera shure, mhare dzavo dzakundwa. Vari kutiza nokukurumidza vasingacheuki, uye pano kutya kumativi ose,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
6 Be hedolodafa hehenasu dunu da baligili hobeamu hame dawa: Dadi gagui dunu da hobeale masunu hamedei ba: sa. Gagoe (north) sogega, Iufala: idisi Hano gadenene, ilia da emo udagaguli dafasa.
Vanogona kumhanya havangatizi, uye vakasimba havangapunyuki. Nechokumusoro paRwizi Yufuratesi vanogumburwa vagowa.
7 Fi amo da Naile Hano defele heda: le ea bega: nabale aduga: le daha, amo fi da nowala: ?
Ndianiko uyu anozara serwizi Nairi, senzizi dzamapopopo emvura?
8 Amo fi da Idibidi. E da Naile Hano defele heda: le, ea bega: nabane aduga: le daha. Idibidi da amane sia: i, ‘Na da heda: le, osobo bagade dedebomu. Na da moilai amola amo ganodini esalebe dunu amo wadela: lesimu.
Ijipiti yazara seNairi, senzizi dzamapopopo. Inoti, “Ndichazara ndigofukidza nyika; ndichaparadza maguta navanhu vawo.”
9 Hosi masa: ne sia: ma! Sa: liode masa: ne sia: ma! Dadi gagui dunu gadili asunasima! Ilia da Suda: ne amola Libia soge, ilia da: i ga: su gaguiwane maha. Amola dadia gegesu bagade dawa: su dunu Lidia sogega misi, amo asunasimu.’”
Virimai, imi mabhiza! Chairai nehasha, imi vatasvi vengoro! Fambirai mberi, imi mhare, varume veEtiopia nePuti vanoitakura nhoo, varume veRidhia vanowembura uta.
10 Wali eso da Ouligisudafa Hina Gode Bagadedafa Ea Eso. Wali eso E da dabemu. Wali eso E da Ea ha lai ilima se imunu. Fedege agoane, Ea gobihei da sadima: ne, Ea ha lai na dagomu. Amola sadima: ne, ilia maga: me manu. Wali eso, gagoe (north) soge Iufala: idisi Hano gadenene, Hina Gode Bagadedafa da gobele salasu hamomu.
Asi zuva iro nderaShe, iye Jehovha Wamasimba Ose, iro zuva rokutsiva, rokutsiva vavengi vake. Munondo uchadya kusvikira waguta, kusvikira wapodza nyota yawo neropa. Nokuti Ishe, iye Jehovha Wamasimba Ose, achabayira chibayiro kunyika yokumusoro paRwizi Yufuratesi.
11 Idibidi dunu! Manoma hogomusa: , Gilia: de sogega masa! Dilia manoma da udigili hamedei agoane ba: i dagoi. Dilia da uhimu da hamedei.
“Kwidza kuGireadhi undotora bharimu, iwe Mwanasikana Mhandara yeIjipiti. Asi unongowanza mishonga pasina; kuporeswa kwako hapana.
12 Fifi asi gala huluane da dilia gogosiasu ba: i, amo nabi dagoi. Dadi gagui afae afae da ea sama amoma emo udagaguli, ela gilisili osoboga dafasa.
Ndudzi dzichanzwa nezvokunyadziswa kwako; kuchema kwako kuchazadza nyika. Mhare ichabondera pane imwe mhare; vachawira pasi pamwe chete.”
13 Ba: bilone hina bagade Nebiuga: denese da Idibidi doagala: musa: manoba, Hina Gode da nama amane sia: i,
Iri ndiro shoko rakataurwa naJehovha kuna Jeremia muprofita, pamusoro pokuuya kwaNebhukadhinezari mambo weBhabhironi kuzorwa neIjipiti achiti:
14 “Idibidi moilai bai bagade (Migidole, Memefisi amola Daha: banisi) amo ganodini ha: giwane amane olelema, ‘Dilila: gaga: ma: ne, momagema! Dilia huluane gegesu ganodini wadela: lesi dagoi ba: mu.
“Zivisai izvi muIjipiti, mugozviparidza paMigidhori; zviparidzeiwo paNofi neTapanesi muchiti: ‘Torai nzvimbo yenyu uye muzvigadzirire, nokuti munondo unodya vakakupoteredzai.’
15 Dilia gasa bagadedafa dadi gagui dunu da abuliba: le dafabela: ? Bai Hina Gode da ili fane legei dagoi.
Ko, mhare dzenyu dzingadzikisirwei? Havangagoni kumira, nokuti Jehovha achavadzikisa pasi.
16 Dilia dadi gagui dunu da emo udagaguli dafai dagoi. Ilia enoma enoma amane sia: daha, ‘Hedolo! Ninia ha lai amoga medole legesu mae ba: ma: ne, ninia fi dunu diasuga ahoa: di.’
Vacharamba vachingogumburwa; vachawa mumwe nomumwe pamusoro pomumwe. Vachati, ‘Simukai, ngatidzokerei kuvanhu vokwedu nokunyika yedu, kure nomunondo womumanikidzi wedu.’
17 Idibidi hina bagade ema amo gaheabolo dio asulima, ‘Sia: Bagade Hidasu Dunu, E da Hasalasisu Giadofai.’
Ikoko vachadanidzira vachiti, ‘Faro mambo weIjipiti anongova ruzha chete; akatadza kushandisa mukana wake.’
18 Na, Hina Gode Bagadedafa, da Hina Bagade! Na da Gode Esala! Da: ibo Goumi da goumi huluane baligisa. Amola Gamele Goumi da hano wayabo bagade amoga bagade heda: i dagoi ba: sa. Amo defele, dilima doagala: su dunu ea gasa da dilia gasa bagadewane baligimu.
“Zvirokwazvo noupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaura Mambo, ane zita rinonzi Jehovha Wamasimba Ose, “pano mumwe achauya akaita seTabhori pakati pamakomo, seKarimeri pagungwa.
19 Dilia Idibidi fi dunu! Udigili hawa: hamomusa: masa: ne momagema! Memefisi moilai bai bagade da wadela: i hafoga: i soge amo ganodini dunu esalebe hame ba: mu, agoai ba: mu galebe.
Rongedzai zvinhu zvenyu, nokuti muchaenda kuutapwa, imi munogara muIjipiti, nokuti Nofi richaitwa dongo, uye richava dongo risina anogaramo.
20 Idibidi da bulamagau aseme noga: idafa agoane ba: sa. Be gagoe (north) amoga gasonasu awinimi ema doagala: musa: manebe ba: sa.
“Ijipiti itsiru rakaisvonaka, asi vuvo riri kuuya kuzorwisa richibva kumusoro.
21 Idibidi muni hawa: hamosu dadi gagui dunu amola da bulamagau mano fonobahadi defele, gasa hame ba: sa. Ilia da bu gegemusa: hame lelu. Ilia da sinidigili, hobea: i. Ilia wadela: mu eso da doaga: i dagoi.
Varwi vanorwa kuti varipirwe mari chete vari mairi, vakaita semhuru dzakakodzwa. Naivowo vachatendeuka uye vachatiza pamwe chete, havangamiri panzvimbo yavo, nokuti zuva renjodzi riri kuuya pamusoro pavo, nguva yokurangwa kwavo.
Ijipiti ichashinyira senyoka inotiza pakuuya nechisimba kwomuvengi; vachauya kuzorwa nayo namatemo, savarume vanotema miti.
23 Ha lai dadi gagui wa: i da manebe ba: loba, Idibidi da sania agoane soiya afia: i. Ilia ha lai da dunu amo da goaheiga ifa aba amola iwila bagade wadela: su, amo defele ilima doagala: sa. Ha lai dadi gagui da idimu hame gala. Ilia idi da danuba: wa: i ilia idi baligisa.
Vachatemera sango raro pasi,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kunyange risingapindiki zvaro. Vakawanda kupfuura mhashu, havaverengeki.
24 Idibidi dunu da gogosiasu ba: sa. Gagoe (north) fi dunu da ilima hasalasi dagoi. Na, Hina Gode, da sia: i dagoi.”
Mwanasikana weIjipiti achanyadziswa, achaiswa mumaoko avanhu vokumusoro.”
Jehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri, anoti, “Ndava pedyo nokuuyisa shamhu pamusoro paAmoni mwari weTebhesi, napamusoro paFaro, neIjipiti navamwari vayo namadzimambo ayo, napamusoro peavo vanovimba naFaro.
26 Hina Gode Bagadedafa, Isala: ili fi ilia Gode, da amane sia: sa, “Na da Dibisi moilai bai bagade ea ogogosu ‘gode’ A: imone amola Idibidi fi huluane (ilia ‘gode’ amola hina bagade) ilima se bagade imunu. Na da Idibidi hina bagade amola dunu huluane ema fa: no bobogesa, amo lale, dunu amo da ili medole legemusa: hanai ilima imunu. Na da ili amo Ba: bilone hina bagade Nebiuga: denese amola ea dadi gagui wa: i ilima imunu. Be hobea, dunu da musa: Idibidi soge ganodini esalu, amo defele, dunu da bu amo ganodini esalumu. Na, Hina Gode, da sia: i dagoi.”
Ndichavaisa mumaoko eavo vanotsvaka kuvauraya, nokuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi namachinda ake. Shure kwaizvozvo, Ijipiti ichagarwa sepamazuva akare,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
27 Hina Gode da amane sia: i, “Na fi dunu! Mae beda: ma! Dilia da soge sedaga amo ganodini udigili hawa: hamonana. Be amoga Na da dili gaga: le, fadegamu. Dilia da dilia sogedafa amoga buhagili, olofole esalumu. Amasea, dilia da gaga: iwane, mae beda: iwane, amo ganodini esalumu.
“Usatya, iwe Jakobho muranda wangu; usavhunduka, iwe Israeri. Zvirokwazvo ndichakuponesa uri kunzvimbo iri kure, nezvizvarwa zvako kubva kunyika youtapwa hwavo, Jakobho achavazve norugare nokuchengetedzeka, uye hakuna achamutyisa.
28 Na da dilima misini, dili gaga: mu. Na da fifi asi gala amoga Na da dili afagogoi dagoi, amo huluane wadela: lesimu. Be Na da dili hame wadela: lesimu. Na da dilima se imunu. Be amo se iasea, moloidafa se fawane imunu. Na, Hina Gode, Na da sia: i dagoi.”
Usatya, iwe Jakobho muranda wangu, nokuti ndinewe,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Kunyange ndikaparadza chose marudzi ose andakakuparadzirai pakati pawo, handizokuparadzei imi zvachose. Ndichakurangai, asi chete nokururamisira; handingakuregei musina kurangwa zvachose.”