< Yelemaia 34 >
1 Ba: bilone hina bagade Nebiuga: denese amola ea dadi gagui wa: i, amola fifi huluane Nebiuga: denese da ouligi ilia dadi gagui, da Yelusaleme amola moilai gadenene diala amoma doagala: loba, Hina Gode da nama sia: i.
Shoko iri rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, panguva iyo Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi nehondo yake yose, noushe hwose hwapanyika hwaakanga akabata, navanhu vose vakanga vachirwa neJerusarema namaguta ose akanga akaripoteredza, richiti,
2 Hina Gode, Isala: ili fi ilia Gode, da nama Yuda hina bagade Sedegaiama amane adole iasimusa: masa: ne sia: i, “Na, Hina Gode, da amo moilai bai bagade Ba: bilone hina bagade ema imunu. Amasea, e da amo laluga ulagimu.
“Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: Enda kuna Zedhekia mambo weJudha umuudze kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Ndava pedyo nokuisa guta rino muruoko rwamambo weBhabhironi, uye acharipisa.
3 Di da hobeale masunu hamedei ba: mu. Ilia da di afugili, ema imunu. Di da ema odagia ba: mu amola odagia sia: mu. Amasea, di da Ba: bilone sogega masunu.
Iwe haungapukunyuki muruoko rwake asi zvirokwazvo uchabatwa ugoiswa mumaoko ake. Uchaona mambo weBhabhironi nameso ako, uye achataura newe makatarisana. Uye iwe uchaenda kuBhabhironi.
4 Sedegaia! Nabima! Na da dia hou olelemu! Di da gegesu ganodini hame bogomu.
“‘Asi chinzwa chivimbiso chaJehovha, iwe Zedhekia mambo weJudha. Zvanzi naJehovha pamusoro pako iwe: Haungafi nomunondo;
5 Di da olofole esalu, bogomu. Amola dunu da dia aowalalia hina bagade dunu ilia da: i hodo uli dogobeba: le gabusiga: manoma ulagi, amo defele ilia dia da: i hodo dawa: beba: le, gabusiga: manoma ulagimu. Ilia da di dawa: beba: le, didigia: le amane sia: mu, ‘Ninia hina bagade da bogoi dagoi!’ Na, Hina Gode, da sia: i dagoi.”
uchafa murunyararo. Vanhu sezvavakavesa moto pamariro vachiremekedza madzibaba ako, iwo madzimambo akare akakutangira, saizvozvo vachavesa moto vachikuremekedza vagochema vachiti, “Yowe-e, nhai tenzi!” Ndini pachangu ndavimbisa izvi, ndizvo zvinotaura Jehovha.’”
Ipapo muprofita Jeremia akataurira Zedhekia mambo weJudha zvose izvi, ari muJerusarema,
7 Ba: bilone hina bagade ea dadi gagui wa: i da Yelusalemega doagala: loba, na da Yelusaleme moilai bai bagade ganodini amo sia: hina bagade Sedegaia ema adole iasi. Gagili sali moilai bai bagade aduna fawane (La: igisi amola Asiga) da Yuda soge ganodini ba: i. Ba: bilone dadi gagui da elema doagala: lebe ba: i.
hondo yamambo weBhabhironi payakanga ichirwa neJerusarema namamwe maguta eJudha akanga achakashingirira, Rakishi neAzeka. Aya ndiwo chete maguta akanga asara muJudha akakomberedzwa namasvingo.
8 Yuda hina bagade Sedegaia amola Yelusaleme fi dunu da ilia Hibulu udigili hawa: hamosu dunu amola uda ilia udigili hawa: hamosu logo doasima: ne sia: i. Bai dunu huluane da Isala: ili na: iyado dunu udigili hawa: hamosu dunu agoane esaloma: ne hamedafa ba: mu, ilia dawa: i.
Shoko rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha mushure mokunge Mambo Zedhekia aita sungano navanhu vose vemuJerusarema kuti vadanidzire kusunungurwa kwenhapwa.
Mumwe nomumwe aifanira kusunungura varanda vake vechiHebheru, vose varume navakadzi; hakuna aifanira kurega hama yake yechiJudha iri pausungwa.
10 Dunu huluane amola ouligisu dunu huluane da gousa: su agoane hamoi. Ilia da ilia udigili hawa: hamosu dunu ilia udigili hawa: hamosu logo doasili, bu udigili hawa: hamosu dunu hame lamu. Ilia da dafawane ilia udigili hawa: hamosu logo doasi.
Saka machinda ose navanhu vose vakapinda pasungano iyi, vakatenderana ndokuvasunungura.
11 Be fa: no, ilia da ilia asigi dawa: su afadenei. Ilia amo hawa: hamosu dunu bu gasawane lale, ilia bu udigili hawa: hamoma: ne sesei.
Asi mushure maizvozvo vakashandura pfungwa dzavo, vakadzosa nhapwa dzavakanga vasunungura ndokuvaita varanda zvakare.
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremia, richiti,
13 Amalalu, Hina Gode, Isala: ili fi ilia Gode, da fi dunu ilima amane adole iasima: ne sia: i, “Na da dilia aowalalia Idibidi soge ganodini udigili hawa: hamonanebe amo gaga: le, fisili masa: ne, ga oule asi. Na da ilima Gousa: su hamoi, amane,
“Zvanzi naJehovha, Mwari weIsraeri: Ndakaita sungano namadzitateguru enyu pandakavabudisa kubva muIjipiti, munyika youranda. Ndakati,
14 ‘Ode gafeyale gidigili, ode fesu amoga, ilia da Hibulu udigili hawa: hamosu dunu amola uda huluane da ode gafeyale hawa: hamobeba: le, ilia udigili hawa: hamosu logo doasima: ne, Na da sia: i dagoi. Be dilia aowalalia da Na sia: hamedafa nabi.
‘Gore rechinomwe roga roga, mumwe nomumwe wenyu anofanira kusunungura hama ipi zvayo yechiHebheru yakazvitengesa kwaari. Mushure mokukushandira makore matanhatu, unofanira kumurega aende.’ Kunyange zvakadaro, madzibaba enyu haana kunditeerera kana kundirerekera nzeve dzavo.
15 Dilia da gasida agoanega, dilia asigi dawa: su afadenene, Na hahawane ba: ma: ne hamoi dagoi. Dilia huluane da sia: afadafa hamone, dilia Isala: ili na: iyado dunu ilia halegale masa: ne, ilia udigili hawa: hamosu logo doasima: ne sia: i. Amola amo hamoma: ne, dilia da Na Debolo (amo ganodini dilia da Nama nodone sia: ne gadosa) amo ganodini gousa: su hamoi.
Munguva shoma yakapfuura, makatendeuka mukaita zvakanaka pamberi pangu: Mumwe nomumwe wenyu akadanidzira rusununguko kuvanhu venyika yokwake. Makabva maita sungano pamberi pangu muimba inodanwa neZita rangu.
16 Be dilia da dilia asigi dawa: su bu afadenene amola Nama baligi fa: su. Dilia huluane da udigili hawa: hamosu dunu amola uda ilia udigili hawa: hamosu logo doasi, amo bu samogene amola gasawane ilia bu udigili hawa: hamoma: ne logei.
Asi zvino mashanduka ndokuzvidza zita rangu; mumwe nomumwe wenyu adzosa nhapwa dzavarume navakadzi vamakanga masunungura kuti vaende kwavaida. Mavamanikidza kuti vave nhapwa dzenyu zvakare.
17 Amaiba: le, wali Na, Hina Gode, da dilia Nama hame nabasu hou hamosu sia: sa. Dilia da dilia na: iyado Isala: ili dunu ilia udigili hawa: hamosu logo hame doasi. Defea! Na da dilia logo doasimu. Dilia da gegesu amola olosu amola ha: bagade amoga bogoma: ne, Na da dilia logo doasimu. Na da dilima hamobeba: le, osobo bagade fifi asi gala huluane da beda: iwane fofogadigimu.
“Naizvozvo zvanzi naJehovha: Hamuna kunditeerera; hamuna kudanidzira rusununguko kuvanhu venyika yokwenyu. Saka, zvino ini ndava kukudanidzirai rusununguko, ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘rusununguko’ rwokufa nomunondo, nenzara uye nedenda. Ndichakuitai chinhu chinonyangadza kuushe hwose hwenyika.
Varume vakadarika sungano yangu uye vakasazadzisa zvakatemwa zvesungano yavakaita pamberi pangu, ndichavaita semhuru yavakagura kuita mapandi maviri vakafamba napakati pamapandi acho.
19 Yuda amola Yelusaleme fi ouligisu dunu amola hina bagade ea ouligisu dunu amola gobele salasu dunu da Nama gousa: su hamoi. Ilia da gawali bulamagau amo oudahida: le, la: ididili la: ididili ligisili, dogoa asili amola gousa: su hamoi. Be ilia da amo gousa: su fi dagoi amola ea sema amola hamoma: ne sia: i hamedafa hamosu. Amaiba: le, Na da amo dunu ilima ilia bulamagau hamoi defele, ilima hamomu.
Vatungamiri veJudha neJerusarema, namachinda omuruvazhe, navaprista navanhu vose venyika vakafamba napakati pamapandi emhuru,
20 Ilia ha lai dunu da ili medole legemusa: hanaiba: le, Na da ilima imunu. Ilia bogoi da: i hodo da sio amola sigua ohe amoga na dagoi ba: mu.
Ndichavaisa mumaoko avavengi vavo vanotsvaka kuvauraya. Zvitunha zvavo zvichava zvokudya zveshiri dzedenga nezvikara zvenyika.
21 Na da Yuda hina bagade Sedegaia amola ea eagene ouligisu dunu amo ilia ha lai dunu (ili medole legemusa: hanai) ilima imunu. Na da ili Ba: bilone dadi gagui wa: i ilima imunu. Ba: bilone dadi gagui da wali Yelusaleme amoma doagala: su amo yolesi.
“Ndichaisa Zedhekia mambo weJudha namachinda ake mumaoko avavengi vavo avo vanotsvaka kuvauraya, nomumaoko ehondo yamambo weBhabhironi, iyo yakabva kwamuri.
22 Be Na da ilima sia: nanu, ilia da amo moilai bai bagadega buhagili, doagala: le, hasalili, laluga ulagimu. Na hamobeba: le, Yuda moilai huluane da dunu hame esalebe, wadela: i hafoga: i soge agoane ba: mu. Na, Hina Gode, da sia: i dagoi.”
Ndicharayira, ndizvo zvinotaura Jehovha, uye ndichavadzosa kuguta rino. Vacharwa naro, vagorikunda, uye vagoripisa. Uye ndichaparadza maguta eJudha, zvokuti hakuna angagaramo.”