< Aisaia 8 >
1 Hina Gode da nama amane sia: i, “Dia meloa bioi bagade lale, amoga dunu noga: le idima: ne agoane dedemu, ‘Ma: ihi Sia: ila: ile Ha: isaba: se ‘(dawaloma: ne da hedolo wamolale, gaguli masa)’
Jehovha akati kwandiri, “Tora bhuku guru unyore pamusoro paro nechinyoreso: pamusoro paMaheri-Sharari-Hashi-Bhazi.
2 Amo dedei dafawaneyale ba: ma: ne, ba: su dunu moloidafa aduna ilegemu. Amo da gobele salasu ouligisu ea dio amo Iulaia amola Segalaia (Yibeligaia egefe) ilegema.
Ndichadana Uriya muprista naZekaria mwanakomana waJebherekia sezvapupu zvakatendeka kwandiri.”
3 Fa: no, na uda da abula agui ba: i. Ania dunu mano lalelegeloba, Hina Gode da nama amane sia: i, “Dia manoma ‘Ma: ihi Sia: ila: ile Ha: isiaba: se” dio asulima.
Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, akatora pamuviri akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze kuti Maheri-Sharari-Hashi-Bhazi;
4 E da fonobahadi fawane asigilale, ‘Ada’ amola ‘Ame’ amo sia: musa: dawa: mu. Be hidadea, amo sia: mu hamedei galea, Asilia hina bagade da Dama: sagase amola Samelia, amo ea muni amola liligi ida: iwane wamolale, gaguli masunu.”
nokuti mwana asati aziva kuti, ‘Baba vangu’ kana kuti, ‘Mai vangu,’ pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichatakurwa namambo weAsiria.”
5 Hina Gode da bu nama sia: i.
Jehovha akataurazve kwandiri akati,
6 E da amane sia: i, “Yuda dunu da Hano Siloua: me ea olofoi hano amo higa: i dagoi. Amola ilia da hina bagade Lisini amola hina bagade Biga amoma beda: iba: le, yagugusa.
“Nokuti vanhu ava vakaramba mvura inoyerera zvinyoronyoro yeShiroa, uye vanofarira Rezini nomwanakomana waRemaria,
7 Amaiba: le, Na, Hina Gode, da Asilia hina bagade amola ea dadi gagui dunu huluane, amo Yuda dunu fi ilima doagala: musa: oule misunu. Iufala: idisi Hano da neda: le, ea bega: nabale aduga: le daha amo defele ilia da misunu.
naizvozvo Jehovha ava kuda kuuyisa pamusoro pavo mafashamu makuru oRwizi, mambo weAsiria nokukudzwa kwake kwose. Ruchapfachukira hova dzarwo dzose, uye rugopfachukira kumahombekombe arwo ose,
8 Ilia da Yuda sogega hano bagade neda: i agoane misini, bagade heda: le, liligi huluane dedebomu.” Gode da nini esala! Ea ougia ligia gadole da ninia soge gaga: sa.
ruchakukura kusvikira kuJudha, ruchipafuma nomukati mayo, rugopfuura nomairi ruchisvika muhuro. Kutandavara kwamapapiro arwo kuchafukidza upamhi hwenyika yako, iwe Imanueri!”
9 Dilia fifi asi gala dunu fi huluane beda: iwane gilisima! Soge sedaga fi huluane, nabima! Gegemusa: momagema, be beda: ma! Dafawane! Momagema, be beda: iwane dawa: ma!
Ridzai mhere yehondo, imi ndudzi, mugoputswa-putswa! Teererai, imi nyika dzose dziri kure. Gadzirirai kurwa, mugoputswa-putswa!
10 Gegemusa: ilegema! Be dilia ilegesu da dafamu. Baligiliwane fada: i sia: ma! Be dilia momagesu da hamedei. Bai Gode da ninima esala.
Gadzirirai urongwa hwenyu, asi huchakona; Taurai zvourongwa hwenyu, asi hauzomiri, nokuti Mwari anesu.
11 Hina Gode da Ea gasa bagade amoga, na da Yuda dunu eno ilima mae fa: no bobogema: ne sisane sia: i.
Jehovha akataura kwandiri ruoko rwake rune simba rwuri pamusoro pangu, achindiyambira kuti ndirege kutevera nzira yavanhu ava, akati:
12 E da amane sia: i, “Di da amo dunu ilia ilegesu amoma mae gilisima, amola liligi amoma ilia da beda: i, amoba: le di mae beda: ma.
“Musati irangano zvinhu zvose zvinonzi navanhu ava irangano; musatya zvavanotya, musazvivhunduka.
13 Na, Hina Gode Bagadedafa da Hadigi (Houli)! Amo mae gogolema! Di da eno dunuma mae beda: ne, Nama fawane beda: ma.
Jehovha Wamasimba Ose ndiye wamunofanira kuita mutsvene, ndiye wamunofanira kuvhunduka,
14 Na da baligili Hadigidafa. Amaiba: le, Na da fedege agoane, igi amoga dunu da emo udasisu gala. Na da sani amoga Yuda amola Isala: ili dunu amola Yelusaleme dunu daha.
ndiye achava nzvimbo tsvene; asi padzimba dzose dzaIsraeri achava dombo rinoita kuti vanhu vagumburwe; nedombo rinoita kuti vapunzike. Uye kuvanhu veJerusarema iye achava musungo norugombe.
15 Dunu bagohame da dafane, goudai dagoi ba: mu. Ilia da amo saniga sa: imu.”
Vazhinji vavo vachagumburwa; vachawa vagovhunika, vachateyiwa vagobatwa.”
16 Dilia! Na adoba: su dunu! Dilia sia: , amo Gode da nama i, amo noga: le ouligima!
Sungai chipupuriro mugosimbisa murayiro pakati pavadzidzi vangu.
17 Hina Gode da Ea fi dunu E mae ba: ma: ne, wamoaligi dagoi. Be na da Ea hou dafawaneyale dawa: be, amola E da fa: no misunu hou amo noga: le ouligisu na dawa:
Ndichamirira Jehovha, iye ari kuvanzira imba yaJakobho chiso chake. Ndichaisa ruvimbo rwangu maari.
18 Na amola mano amo Hina Gode da nama i, da lela. Hina Gode Bagadedafa Ea Fisu da Saione Goumiga gala, amola E da nini sia: ne iasu esala agoane Isala: ili fi dunu ilima asunasi dagoi.
Ndiri pano, navana vandakapiwa naJehovha. Tiri zviratidzo nemifananidzo muIsraeri inobva kuna Jehovha Wamasimba Ose paGomo reZioni.
19 Be eno dunu da dilia udigili ba: la: lusu dunu amola gesami dasu (amo da gesami hea: sa amola hehedosa) amoma adole ba: ma: ne sia: mu. Be abuliba: le esala dunu fidima: ne, bogoi dunu amoma adole ba: ma: bela: ?”
Kana vanhu vachiti kwamuri bvunzai masvikiro navavuki, vanozevezera nokunguruma, ko, vanhu havangabvunzi kuna Mwari wavo here? Munobvunzirei vakafa pamusoro pavapenyu?
20 Be dilia bu adole ima, “Gode Ea sema amola Ea dedei huluane amo fawane dawa: ma. Gesami dasu dunu ilia sia: maedafa nabima! Eno dunu da Gode Ea sia: defele hame sia: sea, amo dunu da hadigi hame, ogogosu fawane dawa: ma.”
Endai kumurayiro nokuzvipupuriro! Kana vasingatauri maererano neshoko iri havana chiedza chamambakwedza.
21 Isala: ili dunu da ha: i nabawane amola da: i dione, udigili soge ganodini lalumu. Ilia da ha: iba: le amola ougiba: le, ba: le gadole ilia Hina bagade amola Godema gagabusu aligima: ne sia: mu.
Vatambudzika, vava vane nzara vachafamba-famba nenyika; pavachatambudzika vachava neshungu, uye vachatarira kudenga, vagotuka mambo wavo naMwari wavo.
22 Amasea, ilia da osoboga ba: le guduli, be bidi hamoi amola gasi amola beda: ma: ne gasi amoga Gode da ili sefasilala, amo fawane ba: mu.
Ipapo vachatarira pasi vagoona nhamo chete nerima nokusafara kunotyisa, uye vachakandirwa kurima guru.