< Aisaia 56 >
1 Hina Gode da Ea fi dunu ilima amane sia: sa, “Moloidafa hou mae fisima! Molole hamoma! Bai Na gaga: su doaga: mu da gadenei. Amola Na Moloidafa hou da gadenenewane ba: mu.
Zvanzi naJehovha: “Chengetedzai kururamisira mugoita zvakanaka, nokuti ruponeso rwangu rwava pedyo, uye kururama kwangu kuchakurumidza kuratidzwa.
2 Na da nowa dunu da Sa: bade eso sema noga: le hamosa amola amo hame wadela: sa, ilima hahawane dogolegele imunu. Amola nowa dunu da wadela: i hou hame hamosea, ema amola Na da hahawane dogolegele hamomu.
Akaropafadzwa munhu anoita izvi, munhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata asingarisvibisi, uye anodzivisa ruoko rwake kuita chinhu chakaipa.”
3 Ga fi dunu da Hina Gode Ea fi dunu ilima gilisisia, e da “Na da Gode Ea fi dunu gilisili Ema nodone sia: ne gadomu da hamedei. Bai Hina Gode da na logo hedofai, “amo sia: mu da noga: i hame. Amola gulusu danai dunu, e da mano lamu hamedeiba: le, Gode Ea fi amo ganodini esalumu da hamedei, amo dawa: mu da noga: i hame.
Mutorwa akanamatira kuna Jehovha ngaarege kuti, “Zvirokwazvo Jehovha achandiparadzanisa navanhu vake.” Uye nomuyunaki ngaarege kugununʼuna achiti, “Ndinongova zvangu muti wakaoma.”
4 Be Hina Gode da gulusu danai dunu ilima amane sia: sa, “Di da Nama nodomusa: , Sa: bade eso sema noga: le nabawane hamosea, amola Na hahawane ba: ma: ne, Na gousa: su noga: le hamosea,
Nokuti zvanzi naJehovha: “Kuvayunaki vanochengeta maSabata angu, vanosarudza zvinondifadza, uye vanobatirira pasungano yangu,
5 dia dio da Na Debolo ganodini amola Na fi amo ganodini hamedafa gogolei ba: mu. Amola dunu da dunu mano amola uda mano esala, amo ea dio da hame gogolei ba: mu. Be dia dio da baligiliwane hame gogolei ba: mu.
kwavari ndichapa, mukati metemberi yangu namasvingo ayo, chirangaridzo nezita riri nani kupfuura vanakomana navanasikana; ndichavapa zita risingaperi, risingazoparadzwi.
6 Amola ga fi dunu da Hina Gode Ea fi dunu ilima madelagisia, amola Hina Godema asigiba: le, Ea hawa: hamosea, amola Sa: bade eso dawa: le, Ea gousa: su amola noga: le hamosea, ilima Hina Gode da amane sia: sa,
Uye vatorwa vakazvipira kuna Jehovha kuti vamushumire, kuti vade zita raJehovha, uye vamunamate, vose vanochengeta Sabata vasingarisvibisi vachibatisisa sungano yangu,
7 “Na da dili, Na hadigi sema agolo, amo Saione amoma oule misunu. Na da Na sia: ne gadosu diasua, dilima hahawane dogolegesu hou imunu. Amola dia gobele salasu liligi di da Nama ima: ne ‘oloda’ da: iya ligisisa, amo Na da hahawane lamu. Na Debolo da fifi asi gala huluane ilia sia: ne gadosu diasu hamoi dagoiba: le, ilia da amo dio (Fifi Asi Gala Huluane Sia: ne Gadosu Diasu) asulimu.
ivava ndichavauyisa kugomo rangu dzvene ndigovapa mufaro muimba yangu yokunyengetera. Zvipiriso zvavo zvinopiswa nezvibayiro zvichagamuchirwa paaritari yangu; nokuti imba yangu ichanzi imba yokunyengetera yendudzi dzose.”
8 Hina Gode Ouligisudafa da Ea fi (Isala: ili) musa: mugululi asi, amo buhagima: ne, oule misi dagoi. Amola E da eno dunu ilima gilisima: ne oule misunu ilegele sia: i dagoi.
Ishe Jehovha anoti, iye anounganidza vakatapwa vaIsraeri, “Ndichaunganidzazve vamwe kwavari, tisingaverengeri avo vakaunganidzwa kare.”
9 Hina Gode da ga fifi asi gala ilima ilia da sigua ohe fi defele, Ea fi na dagoma: ne, misa: ne sia: i dagoi.
Uyai, imi mose zvikara zvesango, uyai mudye, imi mose zvikara zvesango!
10 E da amane sia: sa, “Isala: ili fi sosodo ouligisu dunu da Na fi dunu ilima sisasu imunu da defea galu. Be ilia huluane da si dofoi dunu agoai. Ilia da asigi dawa: su hame gala. Ilia da sosodo aligisu wa: me agoai mae yayale olobolalebe agoane. Ilia da udigili golale, simasia ba: lumusa: fawane. Ilia golamusa: bagade hanai.
Nharirire dzeIsraeri mapofu, vose vanoshayiwa zivo; vose imbwa dzisingahukuri, hadzigoni kuhukura; dzinovata pose pose dzichingorota, dzinofarira kuvata.
11 Ilia da uasu wa: me agoai. Sadimu da hamedei. Ilia da asigi dawa: su hamedafa gala. Dunu huluane afae afae da hi hanaiga hamosa, amola hi gagui fidima: ne fawane hamosa.
Imbwa dzinokara zvikuru; dzisingamboguti. Vafudzi vanoshayiwa kunzwisisa: vose vanotsaukira kunzira yavo pachavo, mumwe nomumwe anotsvaka zvinomupfumisa.
12 Ilia da adini ba: su dunu agoane amane sia: sa, “Defea! Ninia waini hano lale manu, amoga sadimu da defea. Wali eso da hahawane bagade eso, be aya da wali eso baligimu.”
Mumwe nomumwe anodanidzira achiti, “Uyai, regai nditore waini! Regai tinwe tigute nedoro! Uye mangwana achafanana nanhasi, kana kutopfuura.”