< Aisaia 39 >

1 Amo esoga agoane, Ba: bilone hina bagade amo Milouda: ge Ba: lada: ne (Ba: lada: ne egefe) da hina bagade Hesigaia da oloi galu amo nababeba: le, ema meloa dedene amola hahawane dogolegele iasu liligi iasi.
Panguva iyoyo Merodhaki-Bharadhani mwanakomana waBharadhani mambo weBhabhironi, akatumira matsamba nechipo kuna Hezekia, nokuti akanga anzwa nezvokurwara nokupora kwake.
2 Hesigaia da amo sia: na masu dunu hahawane aowai, ea gagui liligi huluane ilima olelei. E da ea silifa, gouli, gabusiga: manoma, ha: i manu hidasu liligi amola ea gegesu liligi huluane ilima olelei. E da mae wamolegele, ea liligi huluanedafa ea legesu diasu amola ea soge ganodini dialu, amo ilima olelei.
Hezekia akagamuchira nhume nomufaro akavaratidza zvakanga zviri mumatura ake: sirivha, goridhe, zvinonhuhwira namafuta anokosha nenhumbi dzake dzose dzokurwa uye nezvose zvaiwanikwa papfuma yake. Hapana chinhu mumuzinda wake kana muumambo hwake chavasina kuratidzwa naHezekia.
3 Amalalu, balofede dunu Aisaia da hina bagade Hesigaiama asili, ema amane adole ba: i, “Amo dunu da habidili misibela: ? Amola ilia da dima adi adole ba: bela: ?” Hesigaia da bu adole i, “Ilia da soge sedagadafa amo Ba: bilone soge amoga misi.”
Ipapo muprofita Isaya akaenda kuna Mambo Hezekia akabvunza achiti, “Varume avo vakati kudini, uye vakabvepi?” Hezekia akapindura achiti, “Vakabva kunyika iri kure. Vakauya kwandiri vachibva kuBhabhironi.”
4 Aisaia da bu adole ba: i, “Ilia da hina bagade ea diasuga adi ba: bela: ?” Hesigaia da bu adole I, “Ilia da liligi huluane ba: i dagoi. Na liligi lelegesu diasu ganodini liligi huluanedafa na da ilima olei dagoi.”
Muprofita akamubvunza achiti, “Vakaoneiko mumuzinda menyu?” Hezekia akati, “Vakaona zvose zviri mumuzinda mangu. Pakati pepfuma yangu hapana chandisina kuvaratidza.”
5 Amalalu, Aisaia da hina bagade amoma amane sia: i, “Hina Gode Bagadedafa da amane sia: sa,
Ipapo Isaya akati kuna Hezekia, “Inzwa shoko raJehovha Wamasimba Ose:
6 “Eso da misunu amoga liligi huluane dia diasu ganodini, liligi huluane dia musa: fi da gagadoi amola waha lai liligi, amo huluane da Ba: bilone sogega gaguli asi dagoi ba: mu. Liligi afae dialebe da hame ba: mu.
Zvirokwazvo nguva ichauya iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira nhasi, zvichatakurwa zvichiendeswa kuBhabhironi. Hapana chichasara, ndizvo zvinotaura Jehovha.
7 Digaga fi mogili ilia da afugili asili, ilia gulusu danamu amola ilia da Ba: bilone hina bagade ea diasu ganodini, udigili hawa: hamosu dunu ba: mu.”
Uye vamwe vavana vako, venyama neropa rako chairo vauchabereka, vachatorwa uye vachava varanda mumuzinda wamambo weBhabhironi.”
8 Hina bagade Hesigaia da amo sia: da ea esalebe eso amoga, e da olofosu amola gaga: su hou ba: mu, amane dawa: i. Amaiba: le, e da amane sia: i, “Hina Gode Ea sia: ne iasu amo di da nama i, amo da noga: i.”
Hezekia akapindura achiti, “Shoko raJehovha rawataura rakanaka.” Nokuti akafunga kuti, “Pachava norugare nokudzivirirwa pamazuva oupenyu hwangu.”

< Aisaia 39 >