< Isigiele 47 >

1 Amo dunu da na oule bu Debolo Diasu gagili dasua oule heda: i. Debolo da gusudili ba: le gusui dialebe ba: i, amola hano da gagili dasu hagudunini heda: le, gusudili ahoanebe ba: i. Amo hano da Debolo ga (south) la: idi amo hagudu manebe, oloda ea ga (south) la: idi gadenene baligili ahoanebe ba: i.
Murume uyu akandidzosa pamukova wetemberi, ndikaona mvura yaibuda napasi pechikumbaridzo chetemberi kwakatarisa kumabvazuva, nokuti temberi yakanga yakatarira kumabvazuva. Mvura yakanga ichiyerera napasi nechezasi kwetemberi, nyasi kwearitari.
2 Amalalu, amo dunu da na ga (north) logo holeiga gadili oule asili, logo holei amo da gusudili ba: le gusui, amoga doaga: i. Hano fonobahadi da logo holei ga (south) la: idi amoga gadili dalebe ba: i.
Ipapo akandibudisa nokusuo rokumusoro akanditungamirira pakupoterera nechokunze kwesuo rokunze rakatarisana nokumabvazuva, uye mvura yaiyerera ichibva kurutivi rwezasi.
3 Amo dunu da ea ifa daba: defesu amoga hano dabe gusudili defele, 500 mida defei. Amo defeiga, e da na amo hano degema: ne sia: i. Na degele, hano da na osa: su muguniyanisi.
Murume uyu akati achifamba akananga kurutivi rwokumabvazuva ane rwodzi rwokuyeresa muruoko rwake, akayera makubhiti chiuru chimwe chete ndokubva ipapo andiyambutsa nomumvura yakanga yakadzika kusvika muzviziso zvamakumbo.
4 Amalalu, e da 500 mida eno defei. Na da dedegela asili, hano da na mugunia doaga: i. 500 mida eno asili, hano da na bulu ga: sua doaga: i.
Akayerazve chimwe chiuru chamakubhiti akandifambisa nomumvura yaisvika mumabvi. Akayerazve chimwe chiuru chimwe chete akandiyambutsa nomumvura yaisvika muchiuno.
5 E da 500 mida eno defei. Amogai, hano da luguduba: le, na da dedegela masunu hamedei ba: i. Luguduba: le, amo degemusa: dawa: loba, dasi sa: imu fawane ba: i.
Akayerazve chimwe chiuru chimwe chete, asi iye zvino rwakanga rwava rwizi rwandakanga ndisingagoni kuyambuka, nokuti mvura yakanga yawanda uye yakanga yadzika zvokuti munhu angashambira mairi, rwizi rwakanga rusina munhu angaruyambuka.
6 E da nama amane sia: i, “Dunu egefe! Amo hou huluane noga: le dawa: ma!” Amalalu, amo dunu da na hano bega: oule asi.
Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, unoona izvi here?” Ipapo akadzokera neni kumahombekombe orwizi.
7 Na da amoga doaga: le ba: loba, ifa bagohame hano la: idi la: idi beba: le lefulubi ba: i.
Ndakati ndasvikako ndakaona miti mizhinji kurutivi rumwe norumwe rworwizi.
8 E da nama amane sia: i, “Amo hano da gusudili asili, Yodane Fago baligili, Bogoi Hano Wayabo amoga doaga: sa. Amo hano da Bogoi Wayabo amoga adimina dasea, e da sali hano sefasili, bu hano ida: iwane heda: sa.
Iye akati kwandiri, “Mvura iyi inoyerera yakananga kunyika yokumabvazuva ichiburukira kuArabha kwainodira mugungwa. Painongodira mugungwa, mvura yomo inobva yanaka.
9 Hano da habodili ahoasea, ohe fi amola menabo fi enoenoi da ba: mu. Hano da Bogoi Hano Wayabo hano bu noga: i hamomu. E da habodili ahoasea, esalusu gaguli maha.
Zvose zvipenyu zvinokambaira zvichagara kwose nokunoyerera rwizi. Pachava nehove zhinji zhinji, nokuti mvura iyi inoyereramo ichiita kuti mvura yomunyu inatswe; saka kwose kunoyerera rwizi zvinhu zvose zvinorarama.
10 Soge amo da Enegidai Bubuga: su amonini asili, Enegela: ime Bubuga: su doaga: sa, dogoa da hano wayabo bagade bega: menabo hiougisu dunu lelebe ba: mu. Ilia da amogai ilia menabo gasa: su, eso hougima: ne, fadegale gamu. Menabo fi enoenoi bagohame, Medidela: inia Hano Wayabo Bagade ea menabo fi ili idi amo defele, da amogai esalebe ba: mu.
Varedzi vehove vachamira vakatevedza mahombekombe; kubvira kuEni Gedhi kusvikira kuEni Egiraimu kuchava nenzvimbo dzokuteya mumbure. Pachava nemhando zhinji dzehove, kufanana nehove dzeGungwa Guru.
11 Be hano amo da hano wayabo fonobahadi amola fafu soge Bogoi Hano Wayabo bega: dialebe, ganodini diala da sali hamoi amomane dialumu. Ilia Isala: ili dunu ilia sali gasa: le nasu dialumu.
Asi matoro namachakwi haangavi nemvura yakanaka; zvichasarira munyu.
12 Hano na: iyado la: idi la: idilale bega: ha: i nasu ifa enoenoi lefulubi ba: mu. Ilia lubi da hamedafa biomu amola ilia da dulu legelalusu hamedafa yolemu. Ilia oubi huluane amoga gaheabolo fage legemu. Bai hano amo da Debolo Diasuganini mabe, amoga nasegagisa. Ifa da ha: i manu legemu amola ilia lubiga da dunu uhinisisimu.”
Miti yemichero yemarudzi ose ichamera kumativi ose emahombekombe orwizi. Mashizha ayo haangasvavi, uye haingashayi michero. Ichabereka zvibereko mwedzi woga woga, nokuti mvura inobva panzvimbo tsvene inoyerera madziri. Michero yayo ichava zvokudya zvavanhu uye mashizha ayo achaporesa vanhu.”
13 Ouligisudafa Hina Gode da amane sia: i, “Soge amo fifili, Isala: ili fi fagoyale gala ilima ia dagoi ba: mu, (Yousefe ea fi da fifi aduna lamu) amo ilia alalo fifi da agoane ba: mu.
Zvanzi naIshe Jehovha: “Iyi ndiyo miganhu yaunofanira kuganhura nyika kuti ive nhaka pakati pamarudzi gumi namaviri aIsraeri, nemigove miviri yaJosefa.
14 Na da dafawanedafa, dilia aowalalia ilima amo soge imunu, sia: i. Wali, amo defele fifili, Isala: ili fi huluane ilima ima.
Unofanira kuiganhura zvakaenzana pakati pavo. Nokuti ndakapika noruoko rwakasimudzwa kuti ndichaipa kumadzitateguru enyu, nyika iyi ichava nhaka yenyu.
15 “Ga (north) alalo fifi da Medidela: inia Wayabo amoga gusudili heda: le, Hedelone moilai bai bagade, amola Ha: ima: de Adobo Gigadofa Ahoasu amola Sida: de moilai bai bagade,
“Iyi ndiyo inofanira kuva miganhu yenyika: “Kurutivi rwokumusoro uchabvira kuGungwa Guru nenzira yeHetironi uchipfuura nepaRebho Hamati kusvikira kuZedhadhi,
16 amola Bilouda amola Sibala: ime moilale bai bagade (ela da Dama: sagase fifi asi amola Ha: ima: de fifi asi amo dogoa diala) amo huluane baligili, Ha: isa Ha: digone moilai bai bagadega doaga: sa (Ha: isa Ha: digone da Haula: ne soge alalo fifi gadenene diala).
Bherota neSibhiraimu (iri pamuganhu weDhamasiko neHamati), kusvika kuHazeri Hatikoni riri pamuganhu weHaurani.
17 Amaiba: le, ga (north) alalo fifi da Mededela: inia Hano fisili, gusudili asili, Ha: isaina: ne moilai bai bagadega doaga: sa. Amola Dama: sagase amola Ha: ima: de soge da amoga gadili ba: sa.
Muganhu uchaenda uchibva kugungwa uchindosvika kuHazari Enani, uchitevedza muganhu nokumusoro kweDhamasiko, nomuganhu weHamati kumusoro. Ndiwo uchava muganhu wokumusoro.
18 Gusudili alalo fifi da Dama: sagase amola Haula: ne dogoa amoga muni, ga (south) ahoa. Isala: ili soge da gudu diala amola Gilia: de soge da gusu amola Yodane Hano dogoa da alalo fifi hamone, asili, Da: ima soge amo Bogoi Hano Wayabo bega: dialebe amoga doaga: sa.
Kurutivi rwokumabvazuva muganhu uchava pakati peHaurani neDhamasiko, uchitevedza Jorodhani pakati peGireadhi nenyika yeIsraeri, kusvikira kugungwa rokumabvazuva uye uchindosvika kuTamari. Ndiwo uchava muganhu wokumabvazuva.
19 Ga (south) alalo fifi da Da: ima muni ga (south) amola gududili hegomane asili, hafoga: i sogega asili, Ga: idese Meliba baligili, delegili ga (north) fonobahadi bu gududili, asili. Idibidi soge ea alalo fifi amodili asili, Mededela: inia Hano Wayabo amoga doaga: sa.
Kurutivi rwezasi, uchabvira paTamari uchindosvika kumvura yeMeribha Kadheshi, ipapo wogotevedza Rukova rweIjipiti kusvikira kuGungwa Guru. Uyu ndiwo uchava muganhu wezasi.
20 Gududili alalo fifi da Mededela: inia Hano Wayabo Bagade bega: fawane. Amo da asili, sogebi amo da Ha: ima: de Adobo Gigadofa Ahoasu gududili dialebe, amoga doaga: sa.
Kurutivi rwokumavirira, Gungwa Guru richava muganhu kusvikira pakatarisana neRebho Hamati. Uyu ndiwo uchava muganhu wokumavirira.
21 Dilia amo soge fifili, dilia fi afae afae amoga ima.
“Munofanira kugovana nyika iyi pakati penyu zvakaenzanirana namarudzi aIsraeri.
22 Na da dilia eso huluane amogai gaguli esaloma: ne, dilima iaha. Ga fi dunu dilia fi ganodini esala (amo da dilia fi ganodini mano lalelegei) dilia da soge fifili iasea, ilima amola afae afae ima. Dilia da Isala: ili dunudafa hamosa amo defele ilima hamoma. Ilia da Isala: ili dunu defele, soge lamusa: , ululuasu adoba: mu.
Munofanira kugovana senhaka yenyu uye mugogoverawo vatorwa vagere pakati penyu vane vana. Munofanira kuvarangarira savaIsraeri vakaberekwa munyika ino; vanofanira kugoverwa nhaka pamwe chete nemi pakati pamarudzi aIsraeri.
23 Ga fi dunu esalebe dunu afae afae, e da Isala: ili fi amo ganodini esala, amo fi ilia soge fifi lai amo e da ilia labe defele lamu. Na, Ouligisudafa Hina Gode da sia: i dagoi.”
Murudzi rupi norupi mugere mutorwa, munofanira kumupa nhaka yake imomo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

< Isigiele 47 >