< Gadili Asi 4 >

1 Amalalu, Mousese da Hina Godema amane adole i, “Be Isala: ili dunu da na sia: dafawaneyale hame dawa: sea amola na sia: hame nabasea, na da adi hamoma: bela: ? Ilia da Di da nama hame misi amo sia: sea, na da adi hamoma: bela: ?”
Mozisi akapindura akati, “Ko, kana vakasanditenda kana kunditeerera uye vakati, ‘Jehovha haana kuzviratidza kwauri’?”
2 Amaiba: le, Hina Gode da ema amane adole ba: i, “Dia loboga gagui da adila: ?” E bu adole i, “Amo da dagulu.”
Ipapo Jehovha akati kwaari, “Chiiko icho chiri muruoko rwako?” Akapindura akati, “Itsvimbo.”
3 Hina Gode da amane sia: i, “Amo dagulu osoboga ligia guduma!” Mousese da ligia guduli, dagulu da afadenene bu sa: ya: be hamoi. Amalalu, Mousese da beda: iba: le amoga hobea: i.
Jehovha akati, “Ikande pasi.” Mozisi akaikanda pasi ikava nyoka, uye akaitiza.
4 Amalalu, Hina Gode da Mousesema amane sia: i, “Defea! Dia lobo ligia guduli, sa: ya: be ea la: go gaguli gaguia gadoma.” Amaiba: le, Mousese da ea lobo ligia guduli, sa: ya: be gaguli, sa: ya: be da bu afadenene dagulu ba: i.
Ipapo Jehovha akati kwaari, “Tambanudza ruoko ugoibata nokumuswe.” Saka Mozisi akatambanudza ruoko ndokubata nyoka uye ikadzokera pakare pakuva tsvimbo muruoko rwake.
5 Hina Gode da amane sia: i, “Di da Isala: ili dunu ba: ma: ne amo hou hamoma. Ilia da Hina Gode amo ilia aowalalia Gode, A:ibalaha: me, Aisage amola Ya: igobe ilia Gode, da dima misi dagoi, ilia da amo dafawaneyale dawa: ma: ne amo hou hamoma.”
Jehovha akati, “Izvi ndezvokuti vagotenda kuti Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho, azviratidza kwauri.”
6 Hina Gode da Mousesema eno amane sia: i, “Dia lobo amo dia abula ganodini wamo salima.” Mousese da Gode Ea sia: i defele hamoi. E da ea lobo bu duga: le, amo da aiya bagade moloba: agoai ba: i. (‘lebelosi’ oloi).
Ipapo Jehovha akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Saka Mozisi akaisa ruoko rwake muchipfuva chake, uye paakarubudisa, rwakanga rwachena maperembudzi, sechando.
7 Amalalu, Hina Gode da amane sia: i, “Dia lobo bu dia abula ganodini wamo salima.” E da agoane hamoi. E lobo bu duga: le, aiya huluane da bahoi dagoi ba: i amola ea lobo gadofo da ea da: i hodo eno defele ba: i.
Iye akati, “Zvino chirudzorerazve muchipfuva chako,” uye paakarubudisa, rwakanga rwavandudzwa, rwaita somuviri wake wose.
8 Hina Gode da amane sia: i, “Ilia da dia hidadea hamoi musa: hame ba: su hou amo dafawaneyale hame dawa: sea, ilia da amo hou ba: sea, dia sia: dafawaneyale dawa: mu.
Ipapo Jehovha akati, “Kana vasingakutendi kana kuteerera kuchiratidzo chokutanga, vangangotendawo chechipiri.
9 Be ilia amo musa: hame ba: su hou aduna ba: sea, dia sia: dafawaneyale hame dawa: sea, defea, Naile Hano amoga hano lale, hafoga: i osoboga sogadigima. Amasea, hano da afadenene, bu maga: me hamoi dagoi ba: mu.”
Asi kana vasingatendi zviratidzo zviviri izvi kana kukuteerera, utore mvura kubva muna Nairi ugoidira pasi. Mvura yaunotora kubva murwizi ichava ropa pamusoro pevhu.”
10 Be Mousese da amane sia: i, “Hame mabu, Hina! Dia na mae asunasima! Na da sia: noga: le adole imunu hame dawa: Di da nama sia: beba: le, na hou da hame afadenei. Na sia: da noga: i hame, dioi bagade gala.”
Mozisi akati kuna Jehovha, “Haiwa Jehovha, handina kumbogona kutaura, kunyange nakare, kana kubva pamataura nomuranda wenyu. Ndinokakama pakutaura uye rurimi rwangu runononoka.”
11 Be Hina Gode da ema bu adole i, “Nowa da osobo bagade dunuma lafi iahabela: ? Nowa da dunu ge ga: i o sia: hamedei hamosala: ? Nowa da dunu ba: ma: ne si iaha o mae ba: ma: ne si dofosala: ? Amo da Ni fawane. Na fawane da Hina Gode!
Jehovha akati kwaari, “Ndianiko akapa munhu muromo? Ndianiko anomuita matsi kana mbeveve? Ndiani anomusvinudza kana kumuita bofu? Handisini here, Jehovha?
12 Di wali masa! Na da dia sia: fidimu amola di adole ima: ne, Na da dima sia: imunu.”
Zvino chienda, ini ndichakubatsira kutaura uye ndichakudzidzisa zvokutaura.”
13 Be Mousese da bu adole i, “Hame mabu, Hina! Eno dunu asunasima.”
Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.”
14 Amo sia: nababeba: le, Hina Gode da Mousesema ougi galu. E amane sia: i, “Defea! Dia ola Elane (Lifai fi dunu) amo dawa: ma. Ea sia: da noga: iwane Na dawa: E da wali di yosia: musa: logoga manebe. E da di hahawane ba: mu.
Ipapo kutsamwa kwaJehovha kwakapisa pamusoro paMozisi uye akati, “Ko, mukoma wako, Aroni muRevhi? Ndinoziva kuti anogona kutaura zvakanaka. Ari munzira kuzokuchingamidza izvozvi, uye mwoyo wake uchafara paachakuona.
15 Di sia: musa: dawa: i, amo ema sia: ma. Na da alia sia: be amo fidimu amola ali da eno dunu olelema: ne, alima sia: olelemu.
Uchataura naye ugoisa mashoko mumuromo make; ndichakubatsirai mose uye ndichakudzidzisai zvokuita.
16 E da dia lafi defele esalebe ba: mu. E da Isala: ili dunu ilima dia sia: olelemu. Amasea, di da Hina Gode defele, e da sia: adole imunusa: ema olelemu.
Uye achataura kuvanhu panzvimbo yako, uye zvichaita sokunge iye ndiye muromo wako uye sokunge iwe ndiwe Mwari kwaari.
17 Di ahoasea, amo dagulu gaguli masa. Di da amo daguluga musa: hame ba: su hou hamomu.”
Asi takura tsvimbo iyi muruoko rwako yauchaita zviratidzo nayo.”
18 Amalalu, Mousese da esoa: Yedelouma asili, amane sia: i, “Na da na fi Idibidi soge ganodini amo ilia hou ba: la masunu da defeala: ?” Yedelou da defea sia: ne, Mousesema hahawane ‘asigibio’ sia: i.
Ipapo Mozisi akadzokera kuna Jeturo tezvara wake akati kwaari, “Regai ndidzokere kuvanhu vokwangu kuIjipiti kuti ndinoona kana vachiri vapenyu.” Jeturo akati, “Enda hako, ufambe zvakanaka.”
19 Mousese da Midia: ne soge ganodini esaloba, Hina Gode da ema amane sia: i dagoi, “Dia Idibidi sogega buhagima. Dunu huluane da di fanelegemusa: dawa: i amo da bogoi dagoi.”
Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi ari muMidhiani, “Dzokera kuIjipiti, nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”
20 Amaiba: le, Mousese da idua amola egefe aduna amo dougi amoga fila heda: ma: ne hamone, Idibidi sogega doaga: musa: oule asi. Mousese da dagulu amo Gode da gaguli masa: ne sia: i, amo gaguli asi.
Saka Mozisi akatora mukadzi wake navanakomana vake akavakwidza pambongoro akasimuka akadzokera kuIjipiti. Uye akatakura tsvimbo yaMwari muruoko rwake.
21 Hina Gode da bu Mousesema amane sia: i, “Di da wali Idibidi sogega buhagimuba: le, di da Idibidi hina bagade (Felou) ba: ma: ne, musa: hame ba: su hou dia hamoma: ne Na da dima gasa i, amo huluane hamoma. Be na da Felou ea dogo igi agoane hamomu. Amaiba: le, e da Na fi dunu ilia gadili masunu logo hame doasimu.
Jehovha akati kuna Mozisi, “Paunodzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvose pamberi paFaro, ndakupa simba rokuita izvozvo. Asi ndichaomesa mwoyo wake zvokuti haazotenderi vanhu kuenda.
22 Amasea, di da ema amane sia: ma, ‘Hina Gode da amane sia: sa; Isala: ili da Na magobo mano.
Ipapo uti kuna Faro, ‘Zvanzi naJehovha: Israeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe,
23 Na da dima nagofe Nama nodone sia: ne gadomusa: gadili masa: ne, logo doasima: ne sia: i. Be di da higa: i galu. Amaiba: le, Na da wali dia magobo dunu mano fanelegemu.’”
uye ndinoti kwauri, “Rega mwanakomana wangu aende, kuti anondinamata.” Asi kana ukaramba kumutendera kuti aende, ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.’”
24 Mousese da Idibidiga doaga: musa: logoga ahoanoba, sogebi afae amogai ouesalu golai. Amogai, Hina Gode da ema misini, Mousese fanelegemusa: dawa: i.
Ari paimba yavaeni pavakavata, Jehovha akasangana naMozisi uye akada kumuuraya.
25 Be Mousese idua Siboula da debesu sua: ne, egefe gadofo damuni, amo Mousese ea emo da: iya ligisi. Gadofo damusu hou dawa: beba: le, e da Mousesema amane sia: i, “Di da nama maga: me egoa agoane galebe!” Amaiba: le, Hina Gode da Mousese hame fanelegei.
Asi Zipora akatora banga rebwe romusarasara akacheka chikanda chapamberi chomwanakomana wake uye akabata tsoka dzaMozisi nacho. Akati, “Zvirokwazvo uri murume weropa kwandiri.”
Saka Jehovha akamurega. Panguva iyoyo Zipora akati kwaari, “Murume weropa,” achireva nezvokudzingiswa.
27 Be Hina Gode da Elanema amane sia: i dagoi, “Di wadela: i hafoga: i soge amoga masa. Amogai, di Mousese gousa: ma.” Amaiba: le, e da hadigi goumi (Sainai Goumi) amogai Mousese gousa: i. E da Mousese gousa: le, nonogoi.
Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMozisi.” Saka akasangana naMozisi pagomo raMwari uye akamutsvoda.
28 Amalalu, Mousese da Hina Gode ea adoi huluane (E da Idibidi sogega buhagima: ne sia: i) amo Elanema olelei. Amola musa: hame ba: su hou Hina Gode da e hamoma: ne sia: i, amo Elanema olelei.
Ipapo Mozisi akaudza Aroni zvinhu zvose zvaakanga atumwa naJehovha kuti azozvitaura, uyewo pamusoro pezvishamiso zvose zvaakanga amurayira kuti aite.
29 Amaiba: le, Mousese amola Elane ela da Idibidi sogega asi. Amogai, ilia da Isala: ili ouligisu dunu huluane gilisi.
Mozisi naAroni vakaunganidza vakuru vose vavana vaIsraeri,
30 Elane da ilima hou huluane Hina Gode da Mousesema sia: i amo ilima olelei. Dunu huluane ba: ma: ne, Mousese da musa: hame ba: su hou huluane hamosu.
uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu,
31 Amalalu, Isala: ili dunu fi da dafawaneyale dawa: i. Ilia Hina Gode da ilima misi dagoi amola ilia se nabasu huluane E da ba: i dagoi, amo dafawaneyale dawa: i. Amo dawa: beba: le, ilia da beguduli, Godema nodone sia: ne gadoi.
vakatenda. Uye pavakanzwa kuti Jehovha akanga ane hanya navo, uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo, vakakotama pasi vakanamata.

< Gadili Asi 4 >