< Mousese Ea Malasu 9 >

1 Isala: ili fi nabima! Wali eso dilia da Yodane Hano degemusa: ouesala. Dilia da dunu fi amo ilia idi da dilia idi amo baligisa, amo ilia soge gesowale fimu. Ilia moilai bai bagade da bagadedafa, amola ilia gagili sali dobea da muagado agoane heda: sa.
Inzwa, iwe Israeri. Wava kuda kuyambuka Jorodhani zvino kuti upinde ugotorera ndudzi dzakakura uye dzakasimba kukupfuura, dzina maguta makuru ane masvingo akareba kwazvo.
2 Dunu da sedade amola gasa bagade. Ilia da dunu bagade amola dilia da nabi eno dunu da ilima hasalasimu da hamedei.
Vanhu vacho vakasimba uye varefu vaAnaki! Unoziva nezvavo uye wakanzwa zvichinzi, “Ndiani angamira kuti arwise vaAnaki?”
3 Be wali dilisu da ba: mu. Hina Gode da nimi bagade lalu defele dilima bisimu. Dilia da gusuba: i ahoasea, E da ili fane legemu. Amasea, E da dilima ilegele sia: i defele, dilia da ili gadili sefasili, hedolowane gugunufinisimu.
Asi nhasi uzive kuti Jehovha Mwari wako ndiye achayambuka ari pamberi pako somoto unoparadza. Achavaparadza; achavakunda pamberi pako. Uye uchavadzinga ugovaparadza nokukurumidza sezvawakavimbiswa naJehovha.
4 Be Hina Gode da dili fidima: ne amo dunu fi gadili sefasi dagoi ba: sea, E da dilisu hou noga: idafa hamoiba: le, dili gesowale fimusa: ganodini oule misi mae sia: ma. Hame mabu! Hina Gode da amo dunu fi da wadela: idafa hamobeba: le, E da amo dunu fi gadili sefasimu.
Shure kwokunge Jehovha Mwari wako avadzinga pamberi pako, usataura mumwoyo mako uchiti, “Jehovha akandiuyisa muno kuti nditore nyika ino nokuda kwokururama kwangu.” Kwete, Jehovha achadzinga ndudzi idzi pamberi pako nokuda kwokuipa kwadzo.
5 Hina Gode da dilia amo fi ilia soge lama: ne, logo doasisa. Be bai dilia da dunu ida: iwane amola hou noga: i fawane hamosa amo hame. Amo dunu fi da wadela: idafaba: le amola Hina Gode da Ea musa dilia aowalali A: ibalaha: me, Aisage amola Ya: igobe ilima ilegele sia: i dagoiba: le, E da amo dunu fi gadili sefasimu.
Haupindi munyika yavo kuti ive yako nokuda kwokururama kwako kana kururama kwomwoyo wako; asi Jehovha Mwari wako achadzinga ndudzi idzi pamberi pako, nokuda kwokuipa kwadzo, kuti azadzise zvaakapika kumadzibaba ako, kuna Abhurahama, kuna Isaka, nokuna Jakobho.
6 Dilia dabe ida: iwane lama: ne noga: le hamoi dagoiba: le, Hina Gode da amo soge dilima iaha, amo mae dawa: ma! Hame mabu! Dilia da hame nabasu dunu fi.
Naizvozvo nzwisisa kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka kuti ive yako nokuda kwokururama kwako, nokuti uri rudzi rune mutsipa mukukutu.
7 Dilia hou hamobeba: le, Hina Gode da hafoga: i soge ganodini ougi bagade galu. Amo mae gogolema! Dilia da Idibidi soge fisili, amo esoganini dilia da Gode Ea sia: hame nabasu.
Rangarirai izvi uye musakanganwa kuti makatsamwisa Jehovha Mwari wenyu sei murenje. Kubva nezuva ramakabuda muIjipiti kusvikira muchisvika pano, makaramba muchimukira Jehovha.
8 Amola Sainai Goumi amoga dilia hou hamobeba: le, Hina Gode da dilima ougi galu. E da dili gugunufinisimusa: amo defele ougi galu.
PaHorebhi makamutsa hasha dzaJehovha zvokuti akatsamwa zvokuda kukuparadzai.
9 Na da gele gasui amoga Hina Gode Ea gousa: su E dilima hamoi dedei dagoi, amo lamusa: goumiba: le heda: i. Na da amogawi eso 40amola gasi 40, ha: i amola hano mae nawane esalu.
Pandakakwira pagomo kundogamuchira mahwendefa amabwe, iwo mahwendefa esungano iyo yakanga yaitwa naJehovha nemi, ndakagara mugomo kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana; ndakanga ndisingadyi zvokudya kana kunwa mvura.
10 Amalalu, Hina Gode da gele gasui aduna nama i. Amoga Ea sia: E da musa: dilia da goumia gilisisu E da laluga amodili dilima sia: i, amo Ea loboga gele gasuiga dedei ba: i.
Jehovha akandipa mahwendefa maviri amabwe akanga akanyorwa nomunwe waMwari. Paari pakanga pakanyorwa mirayiro yose yakanga yataurwa kwamuri naJehovha pagomo ari mukati memoto, nezuva reungano.
11 Dafawane! Amo eso 40amola gasi 40da dagoloba, Hina Gode da amo gousa: su E da gele gasuiga dedei amo nama i.
Pakupera kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana Jehovha akandipa mahwendefa maviri amabwe, iwo mahwendefa esungano.
12 Amalalu, Hina Gode da nama amane sia: i, ‘Hedolo! Goumiba: le sa: ima! Bai dia fi amo di da Idibidi soge yolesimusa: gadili oule asi amo da ilia hou gugunufinisi dagoi. Ilia da Na sia: mae nabawane, sinidigili, loboga hamoi ‘gode’ liligi amoma sia: ne gadomusa: hamoi dagoi.’
Ipapo Jehovha akandiudza kuti, “Buruka ubve pano iye zvino, nokuti vanhu vako vawakabudisa kubva muIjipiti vaita zvakaipa. Vatsauka nokukurumidza kubva pane zvandakavarayira uye vazviitira chifananidzo chakaumbwa.”
13 Hina Gode da eno nama amane sia: i, ‘Amo dunu ilia ga: nasi hame nabasu hou Na dawa: !
Uye Jehovha akati kwandiri, “Ndaona rudzi urwu, uye rudzi rune mutsipa mukukutu kwazvo!
14 Na logo mae damuma! Na da amo dunu fi fane legemu. Amasea, fa: no dunu huluane da amo fi bu hame dawa: mu. Amasea, Na da di amo dunu fi guiguda: esala ilia idi amola ilia gasa baligisu, fi gaheabolo dia fi hamomu.’
Rega ndivaparadze ndigodzima zita ravo pasi pedenga. Uye ndichakuita rudzi rwakasimba rwakawanda kupfuura zvavari.”
15 Amalalu, na da sinidigili, gele gasui aduna amoga gousa: su dedei amo gaguiwane goumiba: le sa: i. Lalu gona: su amo goumia manebe ba: i.
Saka ndakadzoka ndikaburuka kubva pagomo richiri kupfuta nomoto. Uye ndakanga ndine mahwendefa maviri esungano mumaoko angu.
16 Dilia da Hina Gode Ea hamoma: ne sia: i amo hame nabasu amola bulamagau mano gouliga hamoi dagoi, amo na ba: i dagoi.
Pandakatarira, ndakaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira chifananidzo chakaumbwa mumufananidzo wemhuru. Makanga matsauka nokukurumidza kubva panzira yamakanga marayirwa naJehovha.
17 Amaiba: le, dilia midadi na da gele gasui amo galaguduli goudane dagoi.
Saka ndakatora mahwendefa maviri ndikaakanda pasi kubva mumaoko angu, akaputsika kuita zvimedu zvimedu muchizviona.
18 Amalalu, na da osoboga diasa: ili, na odagi osoboga doaga: le, eso 40amola gasi 40, ha: i amola hano mae nawane, Hina Gode ba: ma: ne ouesalu. Bai dilia da Hina Godema ougima: ne wadela: le hamoi.
Ipapo zvakare ndakawira pasi nechiso changu pamberi paJehovha kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana; handina kudya zvokudya kana kunwa mvura, nokuda kwechivi chose chamakanga maita, muchiita zvakanga zvakaipa pamberi paJehovha nokudaro mukamutsa hasha dzake.
19 Hina Gode Ea ougi da gia: i bagadeba: le, E da dili huluane gugunufinisimusa: dawa: i. Amaiba: le, na da bagadewane beda: i galu. Be Hina Gode da na sia: bu nabi.
Ndakatya hasha nokutsamwa kwaJehovha, nokuti akanga atsamwa zvokuti angakuparadzai. Asi Jehovha akandinzwa.
20 Hina Gode da Elanema ougiba: le, E da Elane amola medole legemusa: defele ba: i. Amaiba: le, na da Elane gaga: musa: sia: ne gadoi.
Uye Jehovha akatsamwira Aroni zvokuti akada kumuparadza, asi panguva iyoyo ndakanyengetererawo Aroni.
21 Na da dilia hamoi liligi, amo wadela: i gouli bulamagau mano agoaila: , amo lale, lalu ganodini galadigi. Amalalu, amo liligi goudane, osobo su agoane hamone, hano amo da goumia dasu amo ganodini galadigi.
Uyezve ndakatora chitadzo chenyu, chimhuru chamakanga magadzira, ndikachipisa mumoto. Mushure maizvozvo ndakachiparadza ndikachikuya kusvikira chakuyika seguruva uye ndikakanda guruva racho murukova rwaiyerera kubva mugomo.
22 Amola dilia da Hina Gode ougima: ne eno hamoi. Dilia da Dabila, Masa amola Gibalode Ha: da: iafa amo sogega agoane hamosu.
Makatsamwisazve Jehovha paTabhera, napaMasa uye napaKibhuroti Hataavha.
23 Amola Ga: idesie Bania sogega, Hina Gode da soge E da dilima iaha amo dili lamusa: asunahoa, dilia da Ea sia: bu hame nabasu. Dilia da Ea sia: dafawaneyale hame dawa: su amola Ea sia: hame nabasu.
Zvino nenguva iyo makatumwa naJehovha kubva paKadheshi Bharinea, iye akati, “Endai mundotora nyika iyo yandakakupai.” Asi imi makamukira murayiro waJehovha Mwari wenyu. Hamuna kuvimba naye kana kumuteerera.
24 Eso huluane amoga na da dili dawa: , dilia da Hina Godema odoga: su hou hamosu.
Makagara muchimukira Jehovha kubvira pazuva randakatanga kukuzivai.
25 Amaiba: le, na da odagi osoboga diasa: ili, Hina Gode Ea midadi esalu. Bai E da dili gugunufinisimusa: dawa: beba: le, na da agoane hamosu.
Ndakawira pasi nechiso changu pamberi paJehovha kwamazuva iwayo ane makumi mana nousiku huna makumi mana nokuda kwokuti Jehovha akanga ati aizokuparadzai.
26 Amola na da amane sia: ne gadoi, ‘Hina Gode Bagadedafa. Dia fi dunu mae gugunufinisima. Amo fi Di fawane da Dia gasa bagade amoga gaga: le, Idibidi sogega fisili masa: ne gadili oule asi.
Ndakanyengetera kuna Jehovha ndikati, “Nhai imi Ishe Jehovha, musaparadza vanhu venyu, nhaka yenyu yamakadzikinura nesimba renyu guru mukavabudisa kubva kuIjipiti noruoko rune simba.
27 Dia hawa: hamosu dunu amo A: ibalaha: me, Aisage amola Ya: igobe ili bu dawa: ma. Amola amo dunu fi ilia hame nabasu amola ga: nasi si dofoi hou mae dawa: ma.
Rangarirai varanda venyu Abhurahama, Isaka naJakobho. Musatarira kusindimara kworudzi urwu, uipi hwavo nechivi chavo.
28 Idibidi dunu da Di da Dia fi dunu amo Dia sia: i soge amo ganodini oule masunu da hamedei, amo ilia da sia: sa: besa: le, Dia fi mae wadela: ma. Di da Dia fi ilima higabeba: le, Di da ili medole legemusa: wadela: i hafoga: i sogega oule asi dagoi, ilia da sia: mu.
Nokuti nyika yamakatibudisa kubva mairi ingazoti, ‘Jehovha akavabudisa akavaurayira murenje, nokuti akanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti akanga achivavenga.’
29 Bu dawa: ma! Amo fi Di da Dia fidafa hamoma: ne ilegei dagoi. Di da amo fi Dia gasa bagade amoga Idibidi sogega fisili masa: ne gadili oule asi.’”
Asi ava vanhu venyu, nhaka yenyu yamakabudisa nesimba renyu guru noruoko rwenyu rwakatambanudzwa.”

< Mousese Ea Malasu 9 >