< Mousese Ea Malasu 4 >

1 Amalalu, Mousese da Isala: ili dunuma amane sia: i, “Dilia da sema huluane na da waha dilima olelelala, amo huluane nabawane hamosea, dilia da esalumu, amola dilia soge amo dilia aowalali ilia Hina Gode da dilima iaha, amo dilia da gesowale fimu.
Teererai zvino, imi vaIsraeri, mitemo nemirayiro yandava kukudzidzisai. Muitevere kuti murarame uye mugopinda mugotora nyika iyo munopiwa naJehovha, Mwari wamadzibaba enyu.
2 Na sema dilima olelesa amoga eno sema mae gilisima, amola amoga mae fadegama. Na da Hina Gode Ea sema dilima i dagoi. Amo huluane nabima.
Musawedzera kana kutapudza kubva pane zvandinokurayirai, asi chengetai mirayiro yaJehovha Mwari wenyu yandinokupai.
3 Dilisu da Hina Gode Ea hou Bio Goumia ba: i dagoi. E da dunu huluane amo da ogogosu ‘gode’ Ba: ile amoma nodone sia: ne gadosu, amo huluane gugunufinisi dagoi.
Makaona nameso enyu zvakaitwa naJehovha paBhaari Peori, Jehovha Mwari wenyu akaparadza mumwe nomumwe pakati penyu aitevera Bhaari Peori.
4 Be nowa da dilia Hina Godema fa: no bobogesu hou hame fisi da wali esoga esala.
Asi imi mose makanamatira pana Jehovha Mwari wenyu muchiri vapenyu nhasi.
5 Na da na Hina Gode nama hamoma: ne sia: i defele, sema huluane dilima olelei dagoi. Dilia da wali Ga: ina: ne soge doagala: le, gesowale fimu. Amo ganodini, amo sema huluane nabawane hamoma.
Tarirai, ndakudzidzisai mitemo nemirayiro sezvandakarayirwa naJehovha Mwari wangu, kuti muitevere munyika yamuri kupinda kuti muitore ive yenyu.
6 Dilia amo sema mae yolesili nabawane hamosea, dilia da eno osobo bagade fi dunu ilima, dilia bagade dawa: su hou olelemu. Ilia da amo sema nabasea, ilia da amane sia: mu, ‘Amo Isala: ili dunu da bagade. Ilia asigi dawa: su hou da bagadedafa.’
Muichengete zvakanaka, nokuti izvi zvicharatidza uchenjeri nokunzwisisa kwenyu kundudzi dzichanzwa pamusoro pemitemo iyi yose uye vachati, “Zvirokwazvo rudzi urwu rukuru, vanhu vakachenjera uye vanonzwisisa.”
7 Ninia da fidisu hanai galea o se nabasea, ninia Hina Gode da nini fidimusa: gadenene esala ba: sa. Ninia da Ema fidima: ne wele adosea, E da hedolo fidimusa: maha. Eno dunu fi huluane, amola bagadedafa fi huluane, da agoaiwane Gode hame gala.
Ndorupi rumwe rudzi rukuru runa vamwari varwo vari pedyo navo saJehovha Mwari wedu ari pedyo nesu nguva ipi neipi zvayo yatinonyengetera kwaari?
8 Na da wali sema moloidafa amola noga: idafa dilima olelei. Eno dunu fi huluane fonobahadi amola bagadedafa, huluane da agoaiwane sema hame gala.
Uye ndorupiko rudzi rukuru rune mitemo nemirayiro yakarurama semirayiro iyi yandiri kuisa pamberi penyu nhasi?
9 Dawa: ma! Ha: esaloma! Dilia da osobo bagadega esalea, dilia siga ba: i liligi mae gogolema. Dilia mano amola dilia aowa ilima olelema.
Asi zvichenjererei, mugonyatsozvichengetedza kuitira kuti murege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nameso enyu kana kuzvirega zvichibuda mumwoyo menyu mazuva ose oupenyu hwenyu. Muzvidzidzise nokuvana venyu.
10 Dilia da Sainai Goumia Hina Gode amo Ea midadi lelu. E da nama amane sia: i, ‘Dunu fi huluane gilisima. Na hanai da Na dima sia: mu liligi ilia huluane nabimu. Amasea Na da ilima nabasu hou olelemu. Ilia da osobo bagadega esalea, Nama nabasu hou hamomu da defea. Amola ilia da ilia manoma Nama beda: su hou olelemu da defea.’
Murangarire zuva ramakamira pamberi paJehovha Mwari wenyu paHorebhi, paakati kwandiri, “Unganidza vanhu pamberi pangu kuti vanzwe mashoko angu vagodzidza kunditya mazuva ose avachagara panyika uye kuti vagozoadzidzisa kuvana vavo.”
11 Dilia da asili goumi ea baiga lelu. Goumi da bunumai mobi bagade amoga dedeboi dagoi amola lalu bagade ea gona: su da muagado heda: i. Amo hou dilia manoma olelema.
Makaswedera mukamira pajinga pegomo, gomo paraipfuta nomoto waisvika kumatenga chaiko, pamwe chete nemakore matema nerima guru.
12 Hina Gode da lalu ganodini esalebe, amoga E da dilima sia: i. Dilia da Ea sia: nabi be hodo hame ba: i. Amo amola dilia manoma olelema.
Ipapo Jehovha akataura kwamuri ari mukati memoto. Makanzwa inzwi chete asi hamuna kuona kuti ndiani; kwaingova nenzwi roga.
13 Hina Gode da dilima logo olelei. Dilia da Gousa: su amo E da dilima hamoi amo noga: le fa: no bobogema: ne, Hamoma: ne Sia: i Nabuane Gala E da gele gasui aduna da: iya dedei amo nabawane hamoma E sia: i. Amo sia: huluane dilia manoma olelema.
Akataura sungano yake kwamuri, Mirayiro Gumi, yaakakurayirai kuti muitevere uye ipapo akainyora pamahwendefa maviri amabwe.
14 Hina Gode da nama dilima sema huluane soge wali dilia gesowale fimu amo ganodini fa: no bobogemu amo dilima olelema: ne sia: i.”
Zvino Jehovha akanditungamirira panguva iyo kuti ndikudzidzisei mitemo nemirayiro yamunofanira kundotevera munyika iyo yamunoyambukira Jorodhani kuti ive yenyu.
15 Mousese da eno amane sia: i, “Hina Gode da Sainai Goumia lalu amo ganodini esalebe dilima sia: noba, dilia da hodo hame ba: i. Amaiba: le, dilia hahawane esaloma: ne, noga: le dawa: ma!
Nokuti hamuna kuona zvaakanga akaita nezuva iro Jehovha akataura kwamuri paHorebhi ari mumoto. Naizvozvo zvichenjererei zvikuru,
16 Wadela: le hamomusa: dilia loboga hamoi ‘gode’ agoaila: liligi maedafa hamoma.
kuitira kuti murege kuzvisvibisa muchizvigadzirira chifananidzo, chifananidzo chechinhu chipi zvacho, chingava chakaitwa somurume kana somukadzi,
17 Dunu agoai o uda agoai o ohe fi o sio o
kana semhuka ipi zvayo panyika kana seshiri ipi zvayo inobhururuka mudenga,
18 sania o menabo agoaiwane liligi amoma sia: ne gadomusa: , mae hedofale hamoma.
kana sechisikwa chipi zvacho chinofamba pasi kana hove ipi zvayo iri pasi mumvura.
19 Amola dilia da eno ilia dafama: ne olelesu nabasea, liligi dilia da mu amo ganodini ba: sa amoma mae nodone sia: ne gadoma. Amo da eso amola oubi amola gasumuni. Hina Gode da amo liligi osobo bagade fifi asi gala ilima i dagoi.
Uye kuti kana muchitarisa kudenga mukaona zuva, nomwedzi nenyeredzi, zvose zviri kudenga, musatsauswa kuti muzvipfugamire nokunamata zvinhu izvo Jehovha Mwari wenyu akagovera ndudzi dzose dziri pasi pedenga.
20 Be dilia da hisu. Dilia da Idibidi soge ganodini lalu bagade defele ganodini esalu. Amoga Hina Gode da dili fadegai. E da dilia Ea Fidafa (wali dilia da Ea Fidafa esala) amo hamoma: ne dili gadili oule asi.
Asi kana muri imi, Jehovha akakutorai akakubudisai muchoto chamatare, akakubudisai muIjipiti, kuti muve vanhu venhaka yake, sezvamuri nhasi.
21 Dilia houba: le, Hina Gode da nama ougi galu. E da nama moloiwane olelei, na da Yodane Hano mae degele, soge noga: idafa E da dilima iaha amo ganodini hamedafa masunu.
Jehovha akanditsamwira nokuda kwenyu, akapika kuti handingayambuki Jorodhani nokupinda munyika yakanaka iyo munopiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive nhaka yenyu.
22 Na da guiguda: bogomu amola hano hamedafa degemu. Be dilia da amo hano degemu amola amo soge noga: idafa gesowale fimu.
Ini ndichafira munyika ino; handichayambuki Jorodhani; asi imi mava kuzoyambuka nokutora nyika yakanaka.
23 Be dawa: ma! Dilia gousa: su amo Hina Gode da dilima hamoi amo mae gogolema. E da dilima loboga hamoi ‘gode’ liligi maedafa hedofama, amo sema noga: le fa: no bobogema: ne sia: i.
Muzvichenjerere kuti murege kukanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu yaakaita nemi; musazviitira chifananidzo chorudzi rwechinhu chipi zvakadziviswa naJehovha Mwari wenyu.
24 Bai dilia Hina Gode da lalu bagade defele esala. E da Hi sogebi lamu hanai dunu, ilima bagade higalala.
Nokuti Jehovha Mwari wenyu moto unoparadza, ndiMwari ane godo.
25 Dilia da amo soge ganodini ode bagohame esalu, mano amola aowa lai dagoi ba: sea, amo esoga amola wadela: i loboga hamoi ‘gode’ liligi ea hodo defele mae hamoma. Bai amo hou Hina Gode Ea siga da wadela: idafa ba: sa, amola E da mi hanamu.
Mushure mokunge mava navana navazukuru uye magara nguva refu munyika, kana mukazvishatisa nokugadzira chifananidzo chorudzi rupi zvarwo, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wenyu muchimuita kuti atsamwe,
26 Na da wali fedege agoane mu amola osobo bagade, dilima ba: su dunu defele adosa. Dilia da na sia: noga: le hame nabasea, dilia fi da amo soge ganodini eso bagahame fawane esalebe, hedolowane alalolesi dagoi ba: mu. Dilia da soge Yodane Hano la: idi amo dilia da waha gesowale fimu soge amo ganodini ode bagahame fawane esalumu. Dilia fi da dafawanedafa gugunufinisi dagoi ba: mu.
ndinodana denga napasi sezvapupu pamusoro penyu nhasi, kuti muchakurumidza kuparara kubva panyika yamuri kuyambukira Jorodhani kuti ive yenyu. Hamungagarimo nguva refu asi muchaparadzwa zvirokwazvo.
27 Hina Gode da dilia eno fifi asi gala amo ganodini esaloma: ne galadigimu. Amo ganodini dilia dunu da bagahame fawane esalumu.
Jehovha achakuparadzirai pakati pamarudzi, uye vashoma venyu chete ndivo vachapona pakati pendudzi uko kwamuchadzingirwa naJehovha.
28 Amo ga fifi asi gala ilia soge ganodini esalea, dilia da ogogosu ‘gode’ liligi, osobo bagade dunu ilia loboga hamoi liligi amoga hawa: hamomu. Amo liligi da ifa amola igi, amoga hamoi. Ilia siga hame ba: sa, hame naba, ha: i manu hame naha amola miga hame naba ba: sa.
Ikoko muchanamata vamwari vakaitwa navanhu, vamatanda navamabwe, vasingagoni kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.
29 Amo ga fifi asi gala ganodini dilia da dilia Hina Gode hogoi helemu. Dilia da dilia dogo amola asigi dawa: su huluane amoga hogoi helesea, dilia da E bu ba: mu.
Asi kana mava ikoko mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu, muchamuwana kana mukamutsvaka nomwoyo wenyu wose nomweya wenyu wose.
30 Dilia se bagade nabasea amola na waha sia: i liligi dilia ba: sea, ouesalu, dilia da Hina Godema sinidigili, Ea sia: bu nabimu.
Kana muchinge matambudzika uye zvinhu zvose izvi zvaitika kwamuri, ipapo pamazuva achatevera muchadzoka kuna Jehovha Mwari wenyu mugomuteerera.
31 Hina Gode da gogolema: ne olofosu bagade dawa: E da dili hamedafa yolesimu amola dili hame gugunufinisimu. Amola E da gousa: su amo Hisu dilia aowalali ilima hamoi amo hamedafa gogolemu.
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari ane ngoni, haangakusiyei kana kukuparadzai, kana kukanganwa sungano yamadzibaba enyu, yaakasimbisa kwavari nemhiko.
32 Musa: hemone dilia da hame lalelegei eso amoga Gode da dunu fi osobo bagadega fima: ne hamoi, amo eso ea hou hogoi helema. Osobo bagade soge huluane amo ganodini hogoi helema. Amo bagade hou Gode da waha hamobe da musa: ba: bela: ? Dunu da amo hou hamoi amo nabibala: ? Hame mabu!
Bvunzai zvino pamusoro pamazuva akapfuura kare imi musati mavapo, kubva nezuva iro Mwari akasika munhu panyika; bvunzai kubva kuno rumwe rutivi rwedenga kusvikira kuno rumwe. Kune chinhu chakamboitika chakakura seichi here, kana chimwe chakafanana nacho chakambonzwika?
33 Dunu fi afae da Gode laluga ilima sia: i dilia defele nabi, amo bu esalebe ba: bela: ? Hame mabu!
Kune vamwe vanhu vakambonzwa inzwi raMwari achitaura ari mukati momoto here, sezvamakanzwa imi uye vakararama?
34 Eno ‘gode’ liligi da mae beda: iwane dunu fi afae amo eno dunu fi amoga fisili masa: ne, ea fidafa hamoi, dilia Hina Gode da Idibidi soge dilima hamoi defele, eno ‘gode’ da agoane hamobela: ? Hame mabu! Dilia siga ba: ma: ne E da Ea gasa bagadega hamoi. E da olo bagade amola gegesu bagade hamoi. E da musa: hame ba: su dawa: digima: ne olelesu amola beda: su bagade liligi hamoi dagoi.
Kune mumwe mwari here akaedza kundozvitsaurira rudzi pakati porumwe rudzi, nemiedzo, nezviratidzo, nezvishamiso, nehondo, noruoko rune simba, noruoko rwakatambanudzwa, kana namabasa makuru anotyisa, sezvinhu zvose zvakaitwa naJehovha Mwari wenyu pamberi penyu muIjipiti?
35 Hina Gode Hisu da Gode - eno hame - amo dilima olelema: ne, Hina Gode da amane hamoi.
Makaratidzwa zvinhu zvose izvi kuti muzive kuti Jehovha ndiMwari; kunze kwake hakuna mumwe.
36 E da dilima olelema: ne, Hebene soge amoga dilima sia: i. Amola osobo bagadega E da Ea Hadigi lalu dilima olelei, amola amoga dilima sia: i.
Kubva kudenga akaita kuti munzwe inzwi rake kuti akudzidzisei. Panyika akakuratidzai moto wake mukuru, uye makanzwa mashoko ake kubva mukati momoto.
37 E da dilia aowalali ilima asigiba: le, dili ilegei, amola Hisu da Ea gasa bagade amoga dili Idibidi soge fisili masa: ne gadili hiougi.
Nokuti akada madzibaba enyu uye akazvitsaurira zvizvarwa zvavo zvakavatevera shure kwavo, akakubudisai muIjipiti noKuvapo kwake nesimba rake guru,
38 Dilia da gusuba: i ahoanoba, E da dunu fi amo ilia idi amola gasa da dili baligi, amo sefasi. Bai E da dili amo ilia soge ganodini (amo da wali dilia soge) oule masunu hanai galu.
kuti adzinge pamberi penyu ndudzi dzinokupfuurai pakukura napasimba uye nokukuuyisai munyika yavo kuti aipe kwamuri senhaka sezvazviri nhasi.
39 Amaiba: le, wali eso maedafa gogolema! Hina Gode da Godedafa Hebene ganodini amola osobo bagadega. Eno ‘gode’ da hamedafa.
Zvizivei nokuzvichengeta mumwoyo nhasi kuti Jehovha ndiMwari ari kudenga kumusoro uye napanyika pasi. Hakunazve mumwe.
40 Dilia Ea sema huluane na da wali eso dilima olelei, amo nabawane hamosea, dilia amola diligaga fi da hahawane esalumu. Amola dilia da mae fisili, amo soge dilia Hina Gode da dili eso huluane amo ganodini esalalaloma: ne dilima iaha, amo ganodini esalalalumu.”
Chengetai mitemo nemirayiro yake yandinokupai nhasi, kuitira kuti zvigokuitirai zvakanaka imi navana venyu vanokuteverai uye kuti mugogara mazuva mazhinji panyika yamunopiwa naJehovha Mwari wenyu nokusingaperi.
41 Amalalu, Mousese da moilai bai bagade udiana Yodane Hano eso maba gusudili ilegei.
Zvino Mozisi akatsaura maguta matatu kumabvazuva mhiri kwaJorodhani,
42 Amo moilai bai bagade da Dabe Fasa: besa: le Gaga: su Moilai bai bagade. Nowa dunu da ea ha lai dunu hame amomane mae ougili giadofale medole legesea, e da amo moilaiga hobeale ahoasea, maga: me dabe iasu dunu amoga mae medole legele, gaga: su ba: mu.
uko ani naani anenge auraya munhu aitizira kana achinge auraya muvakidzani wake asingaiti nobwoni uye asingazvifungiri. Aigona kutizira mune rimwe ramaguta aya kuti ararame.
43 Liubene fi dunu ilia Dabe Fasa: besa: le Gaga: su Moilai bai bagade da Bisa (hafoga: i bi da: iya umi sogega dialu). Ga: de fi dunu ilia Dabe Fasa: besa: le Gaga: su Moilai bai bagade da Lamode (Gilia: de soge amo ganodini). Amola Eso Mabadili Mana: se fi dunu ilia Dabe Fasa: besa: le Gaga: su Moilai bai bagade da Golane (Ba: isia: ne soge amo ganodini).
Maguta aya aiti: Bhezeri mudunhu rakakwirira rokurenje raiva ravaRubheni; Ramoti paGireadhi, raiva ravaGadhi; neGorani paBhashani, raiva ravaManase.
44 Mousese da Gode Ea sema amola Ea olelei huluane Isala: ili dunu fi ilima i.
Uyu ndiwo murayiro wakaiswa naMozisi pamberi pavaIsraeri:
Izvi ndizvo zvakataurwa naMozisi, mitemo nemirayiro yaakavapa pavakabuda kubva muIjipiti
46 Ilia da Idibidi soge yolesili, fago soge Yodane Hano eso mabe la: ididili Bedebio la: ididili esaloba, amo sema ilima olelei. Amo soge da musa: hina bagade Saihone, A:moulaide ouligisu musa: Hesiabone moilaiga esalu, amo ea soge. Mousese amola Isala: ili dunu fi da Idibidi soge yolesili amo hina bagade dunu hasali.
uye vari kumabvazuva kwaJorodhani mumupata uri pedyo neBheti Peori, munyika yaSihoni mambo wavaAmori, aitonga muHeshibhoni uyo akakundwa navaIsraeri pavakabuda muIjipiti.
47 Ilia da ea soge gesowale fi amola hina bagade Oge (Ba: isia: ne soge ouligisu, e amola da A: moulaide dunu Yodane Hano eso mabe la: ididili esalu) amo ea soge fedelale fi.
Vakatora nyika yake nenyika yaOgi mambo weBhashani, madzimambo maviri avaAmori aiva kumabvazuva kweJorodhani.
48 Amo soge da Aloua moilai (Anone Hano bega: dialu) amo oleiga asili Silione Goumi (eno dio Hemone Goumi) amoga doaga: i.
Nyika iyi yaibva paAroeri pamahombekombe oMupata weArinoni kusvika pagomo reSioni (ndiro Herimoni),
49 Soge huluane Yodane Hano eso mabe bega: ga (north) asili Bogoi Hano Wayabo doaga: i amola eso mabe amoga asili Bisiga Goumi amoga doaga: i, amo soge huluane da ilia lai soge ganodini dialu.
uye kusanganisira Arabha yose kumabvazuva kwaJorodhani, kusvikira kuGungwa reArabha, mujinga memateru ePisiga.

< Mousese Ea Malasu 4 >