< 2 Hou Olelesu 13 >

1 Yelouboua: me da Isala: ili fi hina bagade hamone, ode 18 agoane ouligilalu, Abaidia da Yuda hina bagade hamoi.
Mugore regumi namasere rokutonga kwaJerobhoamu, Abhija akava mambo weJudha.
2 E da ode udiana Yelusalemega esala, Yuda fi ouligisu. Ea ame da Ma: iaga (Iuliele idiwi). E da Gibia moilai bai bagadega misi. Abaidia amola Yelouboua: me da ha lale gegei.
Uye akatonga muJerusarema kwamakore matatu. Zita ramai vake rainzi Maaka, mwanasikana waUrieri weGibhea. Pakava nokurwisana pakati paAbhija naJerobhoamu.
3 Abaidia ea dadi gagui dunu idi da 400,000 agoane. Ema gegemusa: , Yelouboua: me da dadi gagui dunu 800,000 agoane gilisi.
Abhija akaenda kundorwa nehondo yaiva navarume zviuru mazana mana vaigona kurwa, uye Jerobhoamu akamurwisa navarwi zviuru mazana masere vaigona kurwa.
4 Amo dadi gagui wa: i aduna da Ifala: ime agolo sogega wa: i fi. Hina bagade Abaidia da Semala: imi goumia heda: le, Yeloubouma: ne amola Isala: ili dunuma amane wele sia: i, “Na sia: be nabima!
Abhija akamira paGomo reZemaraimi munyika yezvikomo yeEfuremu akati, “Iwe Jerobhoamu neIsraeri yose teererai kwandiri!
5 Dilia amo hou hame dawa: bela: ? Isala: ili Hina Gode da eso huluane dialoma: ne gousa: su, Da: ibidi amola egaga fi ilima hamoi. E amane ilegele sia: i, ‘Da: ibidi amola egaga fi da mae fisili, eso huluane Isala: ili fi ouligilalumu.
Hamuzivi here kuti Jehovha Mwari waIsraeri, akapa umambo hwaIsraeri kuna Dhavhidhi navana vake nokusingaperi nesungano yemunyu?”
6 Be Yelouboua: me (Niba: de egefe) da ea hina bagade Soloumanema odoga: i.
Asi Jerobhoamu mwanakomana waNebhati, mumwe wavakuru vaSoromoni, mwanakomana waDhavhidhi akapandukira mambo wake.
7 Fa: no, e da hamedei wadela: i hamosu dunu gilisili, ilia da Soloumane egefe Lihouboua: me ema odoga: i. Lihouboua: me da ayeligi amola buluduiba: le, ilima dabe gegemu hamedei ba: i.
Vamwe vakapikisana naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni paakanga achiri mudiki asati ava kugona kuzvisarudzira zvaaida uye asati asimba kuti angarwisana navo.
8 Be wali di da nama gegemusa: dawa: beba: le, di da ouligisu hou amo Hina Gode da Da: ibidi amola egaga fi ilima ilegei, ilima gegemusa: dawa: lala. Di da dadi gagui wa: i bagadedafa oule misi, amola gouliga hamoi bulamagau gawali agoai Yelouboua: me ea loboga hamoi ‘gode’ amola gaguli misi.
“Uye zvino mava kurangana kurwisana noumambo hwaJehovha, huri mumaoko ezvizvarwa zvaDhavhidhi. Zvirokwazvo muri hondo huru; uye mune zvimhuru zvegoridhe zvakagadzirwa naJerobhoamu kuti zvive vamwari venyu.
9 Di da Hina Godema gobele salasu dunu Elane egaga fi amola Lifai fi dunu huluane sefasi. Di da eno fifi lai dunu defele, dia hanaiga ogogosu gobele salasu dunu ilegei. Nowa dunu da bulamagau gawali o sibi fesuale agoane gaguli masea, di da e ‘gobele salasu’ dunu ilegesa. Amasea, e da dia ogogosu loboga hamoi ‘gode’ ilima gobele salasu hou hamosa.
Asi hamuna kudzinga here vaprista vaJehovha, vanakomana vaAroni navaRevhi mukagadza vaprista venyu moga sezvinoitwa navamwe vanhu vedzimwe nyika? Ani naani anenge auya kuzozvitsaura nehando diki namakondobwe manomwe anogona kuva muprista wezvisiri zvamwari.
10 Be ninia da Hina Godedafa Ea hawa: hamonana. Ninia da E hame fisiagai. Elane egaga fi dunu da gobele salasu hawa: hamonana, amola Lifai fi dunu da ili fidisa.
“Asi kana tiri isu, Jehovha ndiye Mwari wedu, uye hatina kumurasa. Vaprista vanoshumira Jehovha vana vaAroni, uye vaRevhi vanovabatsira.
11 Hahabe amola daeya huluane, ilia da Hina Godema gabusiga: manoma gobele sala, amola oloda da: iya ohe gogo gobele sala. Ilia da agi ga: gi Godema ima: ne, amo noga: le dodofei fafai da: iya ligisisa amola daeya huluane gamali amo da gouliga hamoi bai da: iya lela, amo wa: sa. Ninia da Hina Gode Ea hamoma: ne sia: i defele hamonana. Be dilia da Hina Gode fisiagai dagoi.
Mangwanani namanheru oga oga vanopisa zvipiriso zvinopiswa nezvinonhuhwira kuna Jehovha. Vanoisa chingwa patafura yakanatswa uye vanobatidza mwenje iri pazvigadziko zvegoridhe manheru oga oga. Tiri kutevera zvinodikanwa naJehovha Mwari wedu asi imi makamurasa.
12 Gode Hisu da ninia bisilua, amola Ea gobele salasu dunu da dalabede gaguiwane, ninia dima gegema: ne fulabomusa: momagele lela. Isala: ili fi dunu! Dilia aowalalia Hina Godema mae gegema! Dilia nini hasalimu da hamedei ba: mu.”
Mwari anesu; ndiye mutungamiri wedu. Vaprista vake nehwamanda dzavo vachakuridzirai mhere yehondo. Varume veIsraeri, musarwisana naJehovha, Mwari wamadzibaba enyu, nokuti hamuzokundi.”
13 Amogaluwane, Yelouboua: me da ea dadi gagui dunu mogili, ili Yuda dadi gagui wa: i baligia logo legema: ne asunasi. E da eno dadi gagui amo Yuda wa: i midadi doagala: ma: ne asunasi.
Zvino Jerobhoamu akanga atuma mamwe mapoka avarwi nokushure kwavo kuitira kuti iye paainge ari mberi kwaJudha vamwe vainge vakavandira shure kwavo.
14 Yuda dadi gagui dunu da ba: le gagaloba, ili eale disi ba: i. Ilia da Hina Godema ili fidima: ne disa wele sia: i, amola gobele salasu dunu da dalabede fulaboi.
VaJudha vakatendeuka vakaona kuti vakanga vava kurwiswa kwose mberi neshure. Ipapo vakachema kuna Jehovha. Vaprista vakaridza hwamanda dzavo,
15 Yuda dadi gagui dunu da ha: giwane wele sia: ne, Isala: ili dadi gagui wa: i doagala: i. Abaidia hi bisili doagala: i. Gode da Yelouboua: me amola Isala: ili dadi gagui wa: i hasali.
varume veJudha vakaita mhere yehondo. Pakangonzwikwa mhere yehondo, Mwari akaparadza Jerobhoamu neIsraeri yose pamberi paAbhija navanhu veJudha.
16 Isala: ili dunu da Yuda dadi gagui dunuba: le hobeale asi. Gode da ili fidiba: le, Yuda dadi gagui ilia Isala: ili hasali.
VaIsraeri vakatiza pamberi paJudha uye Mwari akavaisa mumaoko avo.
17 Abaidia amola ea dadi gagui wa: i da Isala: ili dadi gagui wa: i dafawanedafa hasali. Ilia da Isala: ili bisilua dadi gagui dunu 500,000 agoane medole legei.
Abhija navanhu vake vakaparadza vazhinji vavo kwazvo, zvokuti zviuru mazana mashanu zvavarume vaigona kurwa pakati paIsraeri vakafa.
18 Yuda dunu da ilia aowalalia Hina Gode Ea hou dafawaneyale dawa: beba: le, amo Ea fidima: ne adole ba: beba: le, ilima ha lai dunu amo hasali dagoi ba: i.
Varume veIsraeri vakakundwa panguva iyi, uye varume veJudha vakakunda nokuti vaivimba naJehovha, Mwari wamadzibaba avo.
19 Abaidia da Yelouboua: me ea dadi gagui wa: i se bobogele, Isala: ili moilai bai bagade mogili susugui. Amo da Bedele, Yesiana, Ifalone amola moilai fonobahadi amo sisiga: le dialu.
Abhija akatevera Jerobhoamu akatora kubva kwaari maguta anoti Bheteri, Jeshana, neEfuroni nemisha yawo yakapoteredza.
20 Yeleboua: me ea gasa da fisi ba: i. Abaidia da Yuda soge ouligiloba, Yelouboua: me da ea gasa hou bu hame lai. Fa: nowane, Hina Gode da e fane legei dagoi.
Jerobhoamu haana kuzotongazve panguva yaAbhija. Uye Jehovha akamurova akafa.
21 Be Abaidia ea gasa da bu bagade heda: i. E da uda ba: lisi agoane lai amola egefelali idi da 22 agoane amola idiwilali idi da silisi agoane.
Asi Abhija akakura pasimba. Akawana vakadzi gumi navana uye akava navanakomana makumi maviri nevaviri uye navanasikana gumi navatanhatu.
22 Abaidia ea eno hamonanusu amola ea sia: amo da “Balofede Dunu Idou ea Hamonanu” meloa dedei amo ganodini dedene legei.
Mamwe mabasa okutonga kwaAbhija, zvaakaita nezvaakataura, zvakanyorwa mumashoko ezvinyorwa zvamuprofita Idho.

< 2 Hou Olelesu 13 >