< 1 Hina 2 >
1 Da: ibidi da bogomu galu, e da ea mano Soloumane ema misa: ne sia: i. E da ema dagomusa: fada: i sia: su amane sia: i,
Zvino nguva yokufa kwaDhavhidhi yakati yoswedera, akarayira Soromoni mwanakomana wake,
2 “Na bogomu eso da doaga: i. Di mae beda: ne, gasa fili aligima.
achiti, “Ndava pedyo nokuenda nenzira yenyika yose. Naizvozvo iva munhu akasimba, uve murume,
3 Amola dia Hina Gode Ea hamoma: ne sia: be amo defele hamoma. Ea sema amola hamoma: ne sia: i Mousese ea Sema Buga ganodini dedei, amo defele hamoma. Di da amane hamosea, di da habodili ahoasea amola di adi hamosea, hahawane ba: mu.
ucherechedze zvose zvinodiwa naJehovha Mwari wako: Famba munzira dzake, chengeta zvaakatema, mirayiro yake, mitemo yake nezvaanoda, sezvazvakanyorwa muMurayiro waMozisi, kuti ugobudirira pazvose zvaunoita nakwose kwaunoenda.
4 Hina Gode da nama amane ilegele sia: i, ‘Digaga fi da Na sia: amo mae fisili dafawane noga: le nabawane hamosea, ilia da Isala: ili fi ouligilalumu. Di da Ea sia: nabawane hamosea, Hina Gode da amo ilegele sia: i dafawane dima hamomu.
Uye kuti Jehovha agosimbisa shoko rake raakataura pamusoro pangu rokuti, ‘Kana vana vako vakachenjerera nzira yavo, vakafamba pamberi pangu nokutendeka, nomwoyo wavo wose, nomweya wavo wose, hapangashayikwi munhu achakutevera pachigaro choushe chaIsraeri.’
5 Eno adomu gala. Dia dawa: amo Youa: be da Isala: ili dadi gagui wa: i ouligisu dunu aduna, (Ne ea mano A: bena amola Yidie ea mano Ama: isa) medole legeiba: le, na hou wadela: lesi. Ela da gegesu esoga dunu eno ha lai dunu medole legei. Be Youa: be da olofosu esoga amo dunu elama dabe i. E da wadela: i hame hamosu dunu medole legei. Be waha da amo se nabasu na fawane da naba.
“Zvino iwe pachako unoziva zvandakaitirwa naJoabhu, mwanakomana waZeruya, zvaakaita kuvatungamiri vaviri vehondo dzaIsraeri, Abhuna mwanakomana waNeri, naAmasa mwanakomana waJeteri. Akavauraya, akateura ropa ravo panguva yorugare sokunge vakanga vari muhondo, uye ropa iroro akarizora pabhanhire raiva muchiuno chake napashangu dzetsoka dzake.
6 Dia hamomu amo di dawa: Amo dunu medole legema: ma. (Sheol )
Ita zvaunogona naye nouchenjeri hwako, asi usatendera musoro wake wachena kuti upinde muguva norugare. (Sheol )
7 Be Gilia: de dunu Basila: iai egefelali ilima asigima, amola ili ouligima. Bai na da diaola A: basalomema hobeabeba: le, ilia da nama asigi galu.
“Asi uitire unyoro vanakomana vaBharizira wokuGireadhi, uye ngavave pakati paavo vanodya patafura yako. Vakamira neni pandakatiza mukoma wako Abhusaromu.
8 Dunu eno dawa: ma-amo Simiai (Gila ea mano, e da Bahiulimi moilai Bediamini soge ganodini esalu). Na da Ma: ihana: ime sogega ahoanoba, e da nama gasa bagadewane gagabui aligima: ne ilegei. Be na da buhagilaloba, e da Yodane Hano amogai na gousa: i. Amola na da Hina Gode Ea Dioba: le, e hame medole legemu, amane dafawane ilegele sia: i.
“Rangarira kuti unayewo Shimei, mwanakomana waGera, muBhenjamini wokuBhahurimu, uyo akandituka zvakaipa kwazvo musi wandakaenda kuMahanaimi. Paakadzika kuzosangana neni paJorodhani, ndakapika kwaari naJehovha ndikati, ‘Handisi kuzokuuraya nomunondo.’
9 Be di da ema dawama: ne se dabe ima. Dia hamomu amo di dawa: Amo dunu medole legema: ne sia: ma.” (Sheol )
Asi zvino usamutora somunhu asina mhosva. Iwe uri murume ane uchenjeri, uchaziva zvokuita naye. Uburutsire musoro wake wachena, kuguva muropa.” (Sheol )
10 Da: ibidi da bogole, ilia da ea da: i hodo Da: ibidi Moilai Bai Bagade ganodini uli dogonesi.
Ipapo Dhavhidhi akavata namadzibaba ake, akavigwa muGuta raDhavhidhi.
11 E da Isala: ili soge ode 40 agoane ouligisu hamoi. Amo ouligisu ganodini, e da ode fesuale agoane Hibalone moilai bai bagadega esala ouligilalu, amola ode 33 agoane Yelusaleme moilai bai bagadega esala ouligisu hamoi.
Akatonga Israeri kwamakore makumi mana, manomwe muHebhuroni namakumi matatu namatatu muJerusarema.
12 Soloumane da eda Da: ibidi ea bagia hina bagade hou lai. Ea ouligilalusu da gasa bagade ba: i.
Naizvozvo Soromoni akagara pachigaro choushe chababa vake Dhavhidhi, ushe hwake hukasimbiswa.
13 Amalalu, A:dounaidia (ea ame da Ha: gide) da Ba: desiba (Soloumane eme) ema asi. Ba: desiba da ema amane sia: i, “Di da olofolewane nama misibala: ?” E bu adole i, “Ma! Na da olofoiwane misi.”
Zvino Adhoniya, mwanakomana waHagiti, akaenda kuna Bhatishebha, mai vaSoromoni. Bhatishebha akamubvunza akati, “Ko, wauya norugare here?” Iye akapindura akati, “Hongu, norugare.”
14 Amalalu, e da amane sisa: asi, “Na da dima adole ba: mu gala.” Ba: desiba da amane adole ba: i, “Di da adi sia: ma: bela: ?”
Ipapo akaenderera mberi akati, “Ndine zvimwe zvandinoda kutaura kwamuri.” Iyewo akapindura akati, “Taura zvako.”
15 E bu adole i, “Di dawa: Na da hina bagade hou lamu da defea galu. Amola Isala: ili dunu huluane da na Isala: ili fi ouligima: ne dawa: i galu. Be hou eno da doaga: i. Amola Hina Gode Ea hanaiba: le, naeya da hina bagade hou lai dagoi.
Iye akati, “Sezvamunoziva, umambo hwaiva hwangu. VaIsraeri vose vaitarisira kuti ndichatonga. Asi zvinhu zvakashanduka, umambo hukaenda kumununʼuna wangu; nokuti hwakava hwake nokuda kwaJehovha.
16 Amola wali na da adole ba: su afae fawane gala. Na hanai logo mae hedofama.” Ba: desiba da bu adole ba: i, “Dia hanai da adila: ?”
Asi zvino ndinokumbira chinhu chimwe chete kwamuri, musandirambira.” Iye akati kwaari, “Taura zvako.”
17 E bu adole i, “Hina bagade Soloumanema amane adole ba: ma (e da dia adole ba: mu hame hedofamu) ‘Siuneme a: fini A: bisia: ge amo A: dounaidia lama: ne ima.’”
Saka akaenderera mberi akati, “Ndapota, kumbirai Mambo Soromoni, haambokurambirai, kuti andipe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wangu.”
18 Ba: desiba da amane sia: i, “Defeawane! Na da hina bagadema dia hanai amo adosimu.”
Bhatishebha akapindura akati, “Zvakanaka, ndichandosuma nyaya iyi kuna mambo.”
19 Amaiba: le, Ba: desiba da A: dounaidia ea adole ba: su adosimusa: , hina bagadema asi. Hina bagade da ea ame yosia: musa: , wa: legadole begudui. Amalalu, e da ea fisuga fili, amola e da fisu eno gaguli misa: ne sia: i. Amoga Ba: desiba da ea lobodafa la: ididili fi.
Naizvozvo Bhatishebha akaenda kuna Mambo Soromoni kundosuma nyaya yaAdhoniya. Mambo akasimuka akasangana naye, akakotamira mai vake, akagara pachigaro chake choushe. Akarayira kuti chigaro choushe chiunzirwe mai vamambo, ivo vakagara kurutivi rwake rworudyi.
20 E amane sia: i, “Na da dima adole ba: su fonobahadi gala. Na hanai logo mae hedofama.” Soloumane da amane adole ba: i, “Defea, ame! Dia hanai da adila: ? Na da dia hanai hame hihimu.”
Ipapo vakati, “Ndine chikumbiro chidiki kwauri. Usandirambira zvako.” Mambo akapindura akati, “Kumbirai henyu, mai, handikurambiriyi.”
21 E bu adole i, “A: fini A: bisia: ge amo dia ola A: dounaidia lama: ne ema ima.”
Ivo vakati, “Adhoniya mukoma wako, ngaapiwe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wake.”
22 Hina bagade da amane sia: i, “Dia abuliba: le A: bisia: ge amo ema ima: ne sia: sala: ? Di da agoane sia: beba: le, di da defele na hina bagade hou ema ima: ne sia: sa. Bai e da naola. Amola gobele salasu dunu A: baia: da amola Youa: be da e fuligala: sa.”
Mambo Soromoni akapindura mai vake akati, “Sei muchikumbirira Adhoniya, Abhishagi muShunami? Mungatomukumbirirawo umambo, zvaari mukoma wangu, mumukumbirire iye naAbhiatari muprista, naJoabhu mwanakomana waZeruya.”
23 Amalalu, Soloumane da Hina Gode Ea Dioba: le dafawane ilegele sia: i, “A: dounaidia da amo adole ba: beba: le, na da e dabema: ne medole legema: ne sia: sa. Na da amo hame hamosea, Gode da na medole legemu da defea.
Zvino Mambo Soromoni akapika naJehovha akati, “Mwari ngaandirange zvakaomarara kana Adhoniya akasaripa chikumbiro ichi noupenyu hwake!
24 Hina Gode da hamobeba: le, na da gasa fili, na ada Da: ibidi ea hina bagade fisu amoga hahawane ouligilala. Gode da Ea ilegele sia: i hame gogolei. E da Isala: ili ouligisu hou, na amola nagaga fi ninima i dagoi. Na da Hina Gode Esala amo Ea Dioba: le dafawane ilegele sia: sa. Wali esodafa, A:dounaidia da medole legei dagoi ba: mu.”
Zvino kana Jehovha wangu ari mupenyu, uyo akandisimbisa zvakakwana pachigaro choushe chababa vangu Dhavhidhi, akandigadzirira umambo sezvaakavimbisa, Adhoniya achaurayiwa nhasi.”
25 Amaiba: le, hina bagade Soloumane da sia: beba: le, Bina: ia da gadili asili, A:dounaidia medole legei.
Naizvozvo Mambo Soromoni akatuma Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akamuuraya.
26 Amalalu, hina bagade Soloumane da gobele salasu dunu A: baia: dama amane sia: i, “Dia soge gabolo lai A: nadode amoga masa. Na da di medole legemu da defea gala, be na wahadafa di hame medole legemu. Bai di da na ada Da: ibidi musa: se nabaloba, di da e fidilalu amola Hina Gode Ea Gousa: su Sema Gagili amo ouligilalu.”
Mambo akati kuna Abhiatari muprista, “Dzokera kuAnatoti, kunyika yako. Unofanira kufa. Asi handisi kuzokuuraya iye zvino, nokuti wakatakura areka yaJehovha Mwari pamberi pababa vangu Dhavhidhi ukatambudzika navo pamatambudziko avo ose.”
27 Amalalu, Soloumane da A: baia: da ea Hina Godema gobele salasu hawa: hamonanu amo fadegai. Amola Hina Gode da musa: Siailou moilaiga sia: i, (1 Sa: miuele 2:27-36 amo gobele salasu dunu Ilai amola ea fi da wadela: lesi dagoi ba: mu), amo sia: da didili hamoi dagoi ba: i.
Naizvozvo Soromoni akabvisa Abhiatari pauprista hwaJehovha, akazadzisa shoko rakanga rataurwa naJehovha paShiro pamusoro peimba yaEri.
28 Youa: be da amo hou nabi dagoi. (E da A: dounaidia fuligala: lalu be A: basalome hame fuligala: i.) Amaiba: le, e da Hina Gode Abula Diasuga hobeale, oloda hegomai da: iya ‘hono’ amo gagui.
Zvino shoko iri rakati rasvika kuna Joabhu, uyo akanga aita rangano naAdhoniya asi kwete naAbhusaromu, iye akatizira kutende raJehovha akandobata nyanga dzearitari.
29 Soloumane da Youa: be da Hina Gode Abula Diasuga hobeale, oloda ‘hono’ gagulalebe, amo sia: nababeba: le, e da sia: adole iasu dunu ema asunasi. E da Youa: bema ea hobea: i bai amo adole ba: i. Youa: be da bu adole i, “Na da Hina Gode na gaga: ma: ne hobea: i. Bai na Soloumaneba: le beda: i.” Amaiba: le, Soloumane da Youa: be medole legemusa: , Bina: ia asunasi.
Mambo Soromoni akaudzwa kuti Joabhu akanga atizira kutende raJehovha uye kuti akanga ari paaritari. Ipapo Soromoni akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akati, “Enda undomuuraya!”
30 E da Hina Gode Ea Abula Diasuga asili, Youa: bema amane sia: i, “Hina bagade da dima gadili misa amane sia: sa.” Youa: be da bu adole i, “Hame mabu! Na da guiguda: bogomu.” Bina: ia da hina bagadema buhagili, Youa: be ea sia: i ema olelei.
Saka Bhenaya akapinda mutende raJehovha akati kuna Joabhu, “Zvanzi namambo, ‘Buda.’” Asi iye akapindura akati, “Kwete, ndichafira pano.” Bhenaya akandoti kuna mambo, “Aya ndiwo mapindurirwo andaitwa naJoabhu.”
31 Soloumane da amane sia: i, “Youa: be ea sia: i defele hamoma. Amogawi e medole legema amola ea da: i hodo uli dogoma. Youa: be da wadela: i hame hamosu dunu medole legebeba: le, dunu huluane da Da: ibidi amola ea fi ilima ougili fofogadigi. Be e bogosea, ninia da amo se bu hame nabimu.
Ipapo mambo akarayira Bhenaya akati, “Ita sezvaareva. Muuraye ugomuviga, naizvozvo undichenese pamwe chete neimba yababa vangu pamhosva yeropa rakateurwa naJoabhu rakanga risina mhosva.
32 Hina Gode da Youa: bema se iasu imunu. Bai e da na ada Da: ibidima mae adole, wadela: i hame hamosu dunu aduna (ela hou noga: i da Youa: be ea hou baligi) amo medole legei. Amo dunu da A: bena (Isala: ili dadi gagui wa: i ouligisudafa) amola Ama: isa (Yuda dadi gagui wa: i ouligisudafa).
Jehovha achadzorera ropa rake pamusoro wake, nokuti akauraya varume vaviri vakanga vakarurama kupfuura iye, vakanga vari nani pana iye, akavauraya nomunondo, baba vangu Dhavhidhi vasingazvizivi, Abhuna mwanakomana waNeri, mutungamiri wehondo yeIsraeri naAmasa mwanakomana waJeteri, mutungamiri wehondo yeJudha.
33 Amo medole legesu hou ea se dabe iasu da mae fisili, eso huluane, Youa: be amola ea fi ilima doaga: ga: la: lumu. Be Hina Gode da mae fisili, eso huluane Da: ibidi ea fi amo da ea fisuga fisia, ilima hahawane dogolegesu hou amola hasalasisu hou imunu.”
Ropa ravo ngaridzokere pamusoro waJoabhu, napamusoro pemhuri yake nokusingaperi. Asi rugare runobva kuna Jehovha ngaruve pana Dhavhidhi, naparudzi rwake, napaimba yake, napachigaro chake choushe nokusingaperi.”
34 Amaiba: le, Bina: ia da Hina Gode Abula Diasuga asili, Youa: be medole legei. Ilia da ea da: i hodo ea moilai sogega uli dogone sali.
Naizvozvo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akaenda akandouraya Joabhu, akavigwa muguva rake murenje.
35 Soloumane da Bina: iama, Youa: be ea sogebi (dadi gagui wa: i ouligisu) i dagoi. Amola e da gobele salasu sogebi (A: baia: da musa: ouligisu) amo Sa: idogema i dagoi.
Zvino mambo akagadza Bhenaya mwanakomana waJehoyadha somukuru wehondo panzvimbo yaJoabhu, uye akagadza Zadhoki somuprista panzvimbo yaAbhiatari.
36 Amalalu, hina bagade da Simiai ema misa: ne sia: i. E da ema amane sia: i, “Dia diasu amo guiguda: Yelusaleme moilai bai bagade amo ganodini gaguma. Amogawi esaloma amola moilai mae yolesima.
Ipapo mambo akatuma munhu kuti andodana Shimei akati kwaari, “Zvivakire imba muJerusarema uye ugogaramo, asi usaenda kumwe kunhu.
37 Be di da moilaiga ga asili, Gidalone Hano amo baligisia, di da bogosu ba: mu. Amola di da dia hamobeba: le fawane amo se dabe iasu ba: mu.”
Musi waunobvamo uchiyambuka Rukova rweKidhironi, ziva kuti uchafa; ropa rako richava pamusoro pako.”
38 Simiai da amane sia: i, “Defea hina bagade! Na da dia sia: i defele hamomu.” Amaiba: le, e da eso bagohame Yelusaleme amo ganodini esalu.
Shimei akapindura mambo akati, “Zvamataura zvakanaka. Muranda wenyu achaita sezvataurwa naishe wangu mambo.” Naizvozvo Shimei akagara muJerusarema kwenguva yakareba.
39 Be ode udiana gidigili, ea udigili hawa: hamosu dunu aduna da hobeale, Ga: de soge hina bagade A: igisi (Ma: iaga ea mano) ema asi. Simiai da ela da Ga: de sogega doaga: i nababeba: le,
Asi mushure mamakore matatu, varanda vaShimei vaviri vakatiza vakaenda kuna Akishi mwanakomana waMaaka, mambo weGati, Shimei akaudzwa kuti, “Varanda vako vari kuGati.”
40 e da ea dougi da: iya fisu ligisili, fila heda: le, ea udigili hawa: hamosu dunu hogomusa: , Ga: de soge hina bagade A: igisima asi. E da ea udigili hawa: hamosu dunu ba: beba: le, ela ea diasuga bu oule misi.
Ipapo akasungira chigaro pambongoro yake akaenda kuna Akishi kuGati kundotsvaga varanda vake. Naizvozvo Shimei akaenda akandotora varanda vake kubva kuGati.
41 Soloumane da ea hamoi nababeba: le,
Soromoni akati audzwa kuti Shimei akanga abuda muJerusarema akaenda kuGati uye kuti akanga adzoka,
42 e da ema misa: ne sia: sili, ema amane sia: i, “Na sia: beba: le, di da Hina Gode Ea Dioba: le amo Yelusaleme hamedafa yolesima: ne ilegele sia: i. Amola na da dima sisane sia: i, di da Yelusaleme yolesea, dafawane bogomu. Di da amo sia: dafawaneyale ilegei amola na sia: nabawane hamoma: ne sia: i.
Mambo akadana Shimei akati kwaari, “Handina here kukupikisa naJehovha ndikakuyambira ndichiti, ‘Nomusi wauchabva uchienda kumwe, ziva kuti uchafa.’ Panguva iyoyo wakati kwandiri, ‘Zvamataura zvakanaka. Ndichateerera.’
43 Amaiba: le, di da abuliba: le dia ilegele sia: i wadela: lesibala: ? Amola na hamoma: ne sia: i hame nabibala: ?
Zvino sei usina kuchengeta mhiko yako kuna Jehovha nokutevera mutemo wandakakupa?”
44 Di da na ada Da: ibidima wadela: le bagade hamoi. Amo di dawa: Amaiba: le, Hina Gode da dima dawa: ma: ne se dabe imunu.
Mambo akatiwo kuna Shimei, “Mumwoyo mako unoziva zvose zvawakatadzira baba vangu Dhavhidhi. Zvino Jehovha achadzosera kuipa kwako pamusoro pako.
45 Be E da nama hahawane dogolegele imunu amola Da: ibidi ea hina bagade ouligisu hou da gasa fili, eso huluane dialumu.”
Asi Mambo Soromoni acharopafadzwa, uye chigaro choushe chaDhavhidhi chichasimbiswa pamberi paJehovha nokusingaperi.”
46 Amalalu, hina bagade da Bina: iama hamoma: ne sia: beba: le, e da ga asili, Simiai medole legei. Amalalu, Soloumane da gasa fili, Isala: ili ouligisu hou gaguiwane ba: i.
Ipapo mambo akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda akandouraya Shimei. Naizvozvo umambo hwakasimbiswa muruoko rwaSoromoni.