< 1 Hina 16 >

1 Hina Gode da balofede dunu Yihiu (Hanainai egefe) ema e da Ba: iasiama amane sia: ma: ne sia: si,
Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Jehu mwanakomana waHanani richipikisana naBhaasha richiti,
2 “Di da dunu hamedei agoai ba: i. Be Na da di Na fi Isala: ili ouligima: ne ilegei. Be wali di da Yelouboua: me ea hamoi defele, Na fi wadela: le hamoma: ne oule asi dagoi. Ilia da wadela: le hamobeba: le, Na ougi hou da heda: sa.
“Ndakakusimudza kubva muguruva ndikakuita mutungamiri wavanhu vangu Israeri, asi wakafamba munzira dzaJerobhoamu ukaita kuti vanhu vangu Israeri vaite chivi, nokuita kuti nditsamwe nokuda kwezvivi zvavo.
3 Amaiba: le, Na da Yelouboua: me ea sosogo fi amo wadela: lesi dagoi, amo defele Na da dia sosogo fi wadela: lesimu.
Naizvozvo ndava kuda kuparadza Bhaasha neimba yake, uye ndichaita kuti imba yako ifanane neimba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati.
4 Dia sosogo fi afae da moilai ganodini bogosea da wa: mega mai dagoi ba: mu. Amola sogebi genebogelaga bogosea, buhibaga na dagoi ba: mu.”
Imbwa dzichadya vose vaBhaasha vachafira muguta, uye shiri dzedenga dzichadya avo vachafira kusango.”
5 Ba: iasia ea hamonanu huluane, amola ea gesa: i hamosu da “Isala: ili hina bagade ilia Hamonanu Meloa” amo ganodini dedene legei.
Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaBhaasha, nesimba rake, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eIsraeri?
6 Ba: iasia da bogole, Desa moilai bai bagadega uli dogone sali. Egefe Ila da eda bagia, hina bagade hamoi.
Bhaasha akazorora namadzibaba ake uye akavigwa muTiza. Zvino Era, mwanakomana wake, akamutevera paumambo.
7 Hina Gode Ea sia: sia: si, amo E da balofede Yihiu ea lafidili Ba: iasia amola ea sosogo fi ilima sia: i, bai Ba: iasia da Hina Godema wadela: le bagade hamobeba: le, agoane sia: i. E da hina bagade Yelouboua: me musa: hamosu defele wadela: le bagade hamobeba: le, Hina Gode da ema ougi galu. Be amo fawane hame. E amolawane Yelouboua: me ea sosogo fi huluane medole legeiba: le, Hina Gode da ougi ba: i.
Pamusoro paizvozvo, shoko raJehovha rakauyawo nokumuprofita Jehu mwanakomana waHanani kuna Bhaasha neimba yake, nokuda kwezvakaipa zvose zvaakanga aita pamberi paJehovha achimutsamwisa nezvaakaita, achifanana neimba yaJerobhoamu, uyewo nokuti akaiparadza.
8 Yuda hina bagade A: isa da Yuda fi ode 26 agoane ouligilalu, Ila (Ba: iasia egefe) da Isala: ili ilia hina bagade hamoi. E da Desa moilaiga esala, ode aduna Isala: ili fi ouligilalu.
Mugore ramakumi maviri namatanhatu raAsa mambo weJudha, Era, mwanakomana waBhaasha akava mambo weIsraeri, uye akatonga muTiza kwamakore maviri.
9 Similai da hina bagade Ila ea ‘sa: liode’ wa: i mogili, la: idi ouligisu dunu ba: i. E da Ila medole legema: ne, sadoga sia: dalu ilegei. Eso afaega Desa moilaiga, Ila da dunu ea dio amo Asa (e da hina bagade diasu ouligisu) amo ea diasuga adini maiga feloai.
Zimuri, mumwe wamachinda ake, aitungamirira hafu yengoro dzake, akamumukira. Era akanga ari muTiza panguva iyoyo, achidhakwa zvake pamba paAza, murume aichengeta muzinda wamambo paTiza.
10 Similai da amo diasu golili sa: ili, Ila medole legei. Amalalu, e da Ila bagia Isala: ili hina bagade hamoi. Amo hou da Yuda hina bagade A: isa ea Yuda fi ode 27 ouligilalu, ba: i.
Zimuri akapinda, akamubaya akamuuraya, mugore ramakumi maviri namanomwe raAsa, mambo weJudha. Ipapo akabva amutevera paumambo.
11 Similai da hina bagade hamonoba, e da Ba: iasia ea sosogo fi amo ganodini dunumusu huluane medole lelegei. Amola Ba: iasia sosogo fi ilia sasamalali huluane medole legei.
Paakatanga kutonga, achangogara pachigaro choushe, akauraya mhuri yose yaBhaasha. Haana kusiya murume mumwe chete, hama kana shamwari.
12 Amaiba: le Hina Gode da balofede dunu Yihiu ea lafidili Ba: iasiama sia: i amo defele, Similai da Ba: iasia ea sosogo fi huluane medole legei.
Saizvozvo Zimuri akaparadza mhuri yose yaBhaasha, sezvakanga zvarehwa neshoko raJehovha rakataurwa richipikisa Bhaasha nokumuprofita Jehu,
13 Bai ilia da wadela: i ogogosu ‘gode’ma nodone sia: ne gadobeba: le, amola ilia da Isala: ili fi dunu amo wadela: i hou hamoma: ne oule asi. Ba: iasia amola egefe Ila, elea da Isala: ili ilia Hina Gode Ea ougima: ne, agoane hamoi.
nokuda kwezvivi zvose zvakanga zvaitwa naBhaasha nomwanakomana wake Era nezvaakaita kuti Israeri iite, zvokuti vakaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe, nokuda kwezvifananidzo zvavo zvisina maturo.
14 Liligi huluane Ila ea hamoi da “Isala: ili hina bagade ilia Hamonanu Meloa” amo ganodini dedene legei.
Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaEra, nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eIsraeri?
15 Yuda hina bagade A: isa da ode 27 agoane Yuda fi ouligilalu, Similai da Desa moilaiga esala, Isala: ili fi eso fesuale fawane ouligi. Isala: ili dadi gagui wa: i da Gibidone moilai bai bagade, Filisidini soge ganodini, amo doagala: lebe ba: i.
Mugore ramakumi maviri namanomwe raAsa, mambo weJudha, Zimuri akatonga muTiza kwamazuva manomwe. Varwi vakanga vakadzika misasa pedyo neGibhetoni, guta ravaFiristia.
16 Ilia da Similai da Isala: ili hina bagade medoma: ne sadoga sia: sa: ili, e medole legei dagoi, amo nababeba: le, ilia esalusuadafa amoga ilia dadi gagui wa: i ouligisu Omelima Isala: ili hina bagade hamoma: ne ilegei.
VaIsraeri vakanga vari kumisasa pavakanzwa kuti Zimuri akanga amukira mambo akamuuraya, vakagadza Omuri mutungamiri wehondo, kuti ave mambo weIsraeri musi iwoyo mumusasa.
17 Omeli amola ea dadi gagui wa: i da Gibidone doagala: lalu yolesili, asili, Desa moilai doagala: i.
Zvino Omuri, navaIsraeri vose vaaiva navo, vakabva kuGibhetoni vakauya kuzokomba Tiza.
18 Similai da ba: loba, moilai mogi na: iyado hasalabeba: le, e da hina bagade diasu ganodini gagili sali sesei amogano golili sa: ili, hina bagade ea diasu ulagisilalu, amo lalu gona: su da: iya hina: bogola sa: i.
Zimuri paakaona kuti guta rakanga ratorwa, akaenda kunhare yomuzinda wamambo akabva azvipisira mumuzinda. Naizvozvo akafa,
19 E da Hina Godema bagadewane wadela: le hamoi. Amaiba: le, e da bogoi dagoi. Ea da Yelouboua: me defele, wadela: le hamoi amola Isala: ili fi wadela: le hamoma: ne, oule asi. Amaiba: le, Hina Gode da ema hahawane hame ba: i.
nokuda kwezvivi zvaakanga aita, achiita zvakaipa pamberi paJehovha uye achifamba munzira dzaJerobhoamu nomuchivi chaakanga aita, uye nechivi chaakanga aita kuti Israeri iite.
20 Similai ea hou huluane amola e da Ila medoma: ne sadoga ilegele, Ila medole legei, amo da “Isala: ili hina bagade ilia Hamonanu Meloa” amo ganodini dedene legei.
Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaZimuri, nokumukira kwake kwaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo aIsraeri?
21 Isala: ili dunu fi da dogoa mogi. Oda ilia da Dibini (Gina: de egefe) amo hina bagade hamoma: ne dawa: i, amola oda ilia da Omeli hanai.
Ipapo vanhu veIsraeri vakaparadzana vakaita zvikwata zviviri; hafu ikatevera Tibhini, mwanakomana waGinati, kuti ave mambo, uye imwe hafu ikatevera Omuri.
22 Amo sia: dalu fa: no, Omelima hanai dunu ilia baligi. Dibini da bogobeba: le, Omeli da hina bagade dunu hamoi.
Asi vateveri vaOmuri vakakunda vateveri vaTibhini, mwanakomana waGinati. Saka Tibhini akafa, Omuri akava mambo.
23 Amaiba: le, Yuda fi ilia hina bagade A: isa da Yuda fi ode31 ouligilalu, Omeli da Isala: ili hina bagade hamoi. E da ode fagoyale ouligilalu. Bisili ode gafeyale agoanega, e da Desa moilaiga esala, ouligilalu.
Mugore ramakumi matatu nerimwe raAsa, mambo weJudha, Omuri akava mambo weIsraeri, uye akatonga kwamakore gumi namaviri, matanhatu acho muTiza.
24 Amalalu, e da Samelia agolo amo silifa fage 6,000 agoane amoga dunu ea dio amo Simia ema bidi lai. Omeli da amo agolo gagili salalu, amogai moilai gaheabolo gagui. E da musa: agolo gagui dunu Simia ea dio dabua, amoma Samelia dio asuli.
Akatenga gomo reSamaria kubva kuna Shemeri namatarenda maviri esirivha uye akavaka guta pagomo iri, achiritumidza kuti Samaria, zvichibva pana Shemeri, zita rouyo aimbova muridzi wegomo.
25 Omeli da Hina Godema wadela: le hamoi da musa: Isala: ili hina bagade dunu huluane ilia wadela: i hou baligi.
Asi Omuri akaita zvakaipa pamberi paJehovha, akatadza kupfuura vose vakanga vamutangira.
26 E da Yelouboua: me ea hou defele, Isala: ili Hina Gode ougima: ne, wadela: le bagade hamoi, amola Isala: ili fi wadela: le hamoma: ne oule asi.
Akafamba munzira dzose dzaJerobhoamu mwanakomana waNebhati nomuchivi chake, chaakaita kuti Israeri iite, zvokuti vakaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe nokuda kwezvifananidzo zvavo zvisina maturo.
27 Hou huluane Omeli da hamonanusu, amola ea hamoi liligi huluane da “Isala: ili hina bagade ilia Hamonanu Meloa” amo ganodini dedene legei.
Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaOmuri, nezvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eIsraeri?
28 Omeli da bogole, Samelia soge ganodini uli dogone sali. Amola egefe A: iha: be da eda bagia hina bagade hamoi.
Omuri akazorora namadzibaba ake akavigwa muSamaria. Uye Ahabhu mwanakomana wake akamutevera paumambo.
29 Yuda hina bagade A: isa da Yuda soge ode 38 agoane ouligilalu, A:iha: be (Omeli egefe) da Isala: ili hina bagade hamoi. E da Samelia soge amo ganodini ode 22 agoane, Isala: ili ouligilalu.
Mugore ramakumi matatu namasere raAsa, mambo weJudha, Ahabhu, mwanakomana waOmuri, akava mambo weIsraeri, uye akatonga Israeri muSamaria kwamakore makumi maviri namaviri.
30 E da Hina Godema wadela: le hamoi, amo da musa: Isala: ili hina bagade ilia wadela: i hou huluane baligi dagoi.
Ahabhu, mwanakomana waOmuri, akaita zvakaipa pamberi paJehovha kupfuura vose vakamutangira.
31 E da Yelouboua: me ea wadela: i hou hamoi defele hamoi, amola amo baligi. E da baligiliwane wadela: i hamonanu asili, Yesebele (Saidone hina bagade Edeba: ile ea idiwi) amo lale, Ba: ile ogogosu ‘gode’ma nodone sia: ne gadosu.
Akazviona zviri zvinhu zvidiki kuita zvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, uye pamusoro pezvo akawana Jezebheri mwanasikana waEtibhaari mambo wavaSidhoni, akatanga kushandira Bhaari uye akamunamata.
32 E da Samelia soge ganodini, Ba: ilema nodone sia: ne gadoma: ne, debolo diasu gaguli, Ba: ilema oloda hamone, amo debolo diasu ganodini sali.
Akavakira Bhaari aritari mutemberi yaBhaari yaakavaka muSamaria.
33 Amola e da ogogole uda ‘gode’ Asila agoaila hahamone, bugisi. E da Isala: ili Hina Gode Ea ougima: ne wadela: le hamoi, da musa: Isala: ili hina bagade Gode Ea ougima: ne wadela: i hou hamoi amo baligidafa.
Ahabhu akagadzirawo danda raAshera akaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe kupfuura zvakaita madzimambo akamutangira.
34 Ea ouligilaloba, Bedele dunu Haiyele da Yeligou moilai bai bagade bu gagui. Hina Gode da Yosiua (Nane egefe) amo ea lafidili sia: i defele, Haiyele da Yeligou ea bai fa: loba, ea magobo mano Abaila: me fisi. Amola e da moilai gagoi logo ga: su hamonoba, ea ufi mano Sigabe fisi dagoi ba: i.
Munguva yaAhabhu, Hieri wokuBheteri akavakazve Jeriko. Mwanakomana wake wedangwe, Abhiramu, akafa paakavaka hwaro hweguta, uye mwanakomana wake wegotwe Segubhi akafa paakamisa masuo aro, sezvazvakarehwa neshoko raJehovha naJoshua mwanakomana waNuni.

< 1 Hina 16 >