< Mapisarema 117 >

1 Rumbidzai Jehovha, imi ndudzi dzose; Mukudzei, imi marudzi ose.
Msifuni Bwana, enyi mataifa yote; mtukuzeni yeye, enyi watu wote.
2 Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru, uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Rumbidzai Jehovha.
Kwa kuwa upendo wake kwetu ni mkuu, uaminifu wa Bwana unadumu milele. Msifuni Bwana.

< Mapisarema 117 >